Wednesday, September 25

Cat Family Madamboss Makavapa Mari Yemakorokoto Adzabu Maidii Kucomplainer Nekuti Ndimaitt Vakuda Kupiwa Makurwadziwa

Zvamaipa madam boss makorokoto maidii kutaura zvemastreetkuds cause now ndimaitt makutaura zvemastreetkuds kids tibvirei apa turoyi

 

 

 

 

Mai Tt havasi mari yevanhu ava 😂😂😂😂😂vane matrucks plus mashoni plus ft Tt ane comb yake yedancegrp ende ft Fifi ane shop plus vane imba iri kiubudiriro ine malodger

 

 

 

 

 

Wadii kunovabatsira iwe wakadii kuisa post yako nezuro zimuroyi zimwana wehureee zimwana remuroyi mai vasingarare ndosaka wakapoya parasitic rechingwa rakashandiswa nasabhuku kusviraaa mai vako ziduzvii nekuti mai tt vakubatsirwa wakuwondomoka kutaura kunge dhoodhi ramabrijo ziduzviii😂

 

 

 

 

 

 

nxaaa itai mega isu tongomuda chete zvemari mari izvo yatova ngozi 😂🤞dollar kuchingwa kana mazai kwete kubuditsa vanhu kujeri asi dai mati tinamate vabude😂Kana Keke remuchato handina kuridya kana chikopokopo handisat ndachikwira bodo ne dhora rangu

  • Share: