Wednesday, September 25

Cat Family Kuwundura Ketina Endai Unobviswa Ngozi Kwasekuru Tashu Wosiyana NaMaitt Nesu Mahouse Girl

Ketina "Veduwee inzwai chirungu Zviri kunzi abhandara Rashel mari yake $10 000 saka nyaya yadzimwa kudare. Apa arimo mukati achisevha mwedzi yake yaakapihwa iya mahouse girl akatsibonga dzikamai 😂😂😂😂 #jerigirlpaid

 

 

 

 

 

Akadya mari dzevanhu saka atori ne lucky hasikupenga ma zimba anemoyo yakanaka ingadai kurikunedzimwe nyika akaroyiwa was 😕

 

 

 

 

 

Cat Family  attacking  Iwewe ketty unotondishamisa endai nê mhuri yekumba kwenyu kwasekuru tasvu unobviswa ngozi dzaminadzo dzekumusha kwenyu wapedza mura anokurwadza chaiko mubonzo muskelaton kwaaaaaa

 

 

 

 

Dzekumba kwenyu tsveee ,Dai waregedza bitterness unoita peace and LV your own life nyangwe akasabuda zvinokupei or akabuda makura Amai imi

 

 

 

 

 

Dako rineshena...zvekumhuri kwenyu wapedza here zvooda kutsvaga nyaya dzisinei. Newe...kambwa nxaaaa

  • Share: