Wednesday, September 25

Captown Vanhu Voti Tinototya Kudenha Faffy Maunga Anotyisidzira Vanhu Nezanupf Zvakaoma

Tikaisa post ya uyu , vemu Kappa hauvaone mu comment section vanomukwata 

 

 

 

 

 

Vanhu veku Kappa munomutyireiko? ukatoona comment yabva ku Kappa anenge achi praiswa

 

 

 

Apa vanhu veku Kappa munozviita makangwara asi munoita zviya zveku primary kutya boss wemu class kuti anozokugarira pa gate or ku green grass

 

 

 

 

 

Usavaone vachiti hee Kappa Kappa magwara Atina nguva yekuvengana nevanhu vatisingazive and vasina kutitadzira ku kappa kubasa and tiribusy kubasaIngori nyaya yekuti hatinei naye nelife yake chete hatikwate hatisi sadza

  • Share: