Saturday, September 21

Breaking News Musoro Wa Tapiwa Makore Wawanikwa Kwawawanikwa Kwacho Zvakaoma Zvinzwirewo

BREAKING NEWS MUSORO WATAPIWA MAKORE WAWANIKWA PAURI NEGIRAZI GIRAZI GURU REGURUVE MUTONGI GAVA MAENZANISE.

 

Makadii vazukuru kumativi mana enyika kunze uko. Nhasi ndauya nenyaya yemusoro waTapiwa uye ndisati ndatsanangura muzvizere ndinoda kutenda mudzimu yese yeZimbabwe nekutenda zvikuru Girazi redu rechivanhu nekurwisa kwarakaita kubva 2023 kutsvika nhasi richitsvaga kuti musoro wemwana Tapiwa Makore. Uye ndinoda kutenda zvekare Girazi nekukwanisa kurwisa kuti mhiko yakange yakatsipikwa pamusoro waTapiwa yekuti chero n'anga yakaita sei . Chero maporofita akaita sei pasambova nani nani zvake achafa akaziva panemusoro wa Tapiwa Makore. Saka pakange pakashandiswa mhiko dzinorema mushure matabva waiti ukatarisa nyaya yaTapiwa paGirazi hapana chaibuda pagirazi paingobuda rima reblack nekuti mhiko yakashandiswa yaiva hombesa kuti chero mukatsvaga zvakakadii mungave pamweya nemagirazi hapana chaibuda. Saka naizvozvo ndinoda kutenda Girazi

 

 

 

 

 

 

 

 

 

rangu reGuruve ndakaramba ndichiripakira mushonga netsono nezvimwe zvakasiyana siyana kusvikira nhasi Girazi ratiratidza zvese zvakaitika kuna Tapiwa Makore uye nepane musoro waTapiwa ndichitaura kudai. Saka ndinokuti kumhuri yeZimbabwe yakanga isiri nyore kun'anga dzese nemaporofita emuZimbabwe ende musavashore kuti havagone basa aihwa vanogona asika zivai kuti chikuru kunechikuriri saka mhiko dzakashandiswa pana Tapiwa Makore mushonga wacho wakabva ku Uganda kun'anga ya Yoweli Museveni. Saka n'anga dzose dzemuZimbabwe dzakange dzichishandisa makwenzi emuZimbabwe vasingazive kuti parikudiwa makwenzi ekunyika inemhiko dzakashandiswa ndosaka muZimbabwe n'anga dzese nemaporofita pakashaya kana mumwechete akadudza kuti musoro waTapiwa uripi kusvika nhasi nekuti nyaya yacho ihuru zvese zvabuda paGirazi. Saka mwedzi wapfuura Girazi rangu rakandipa ma direction ndikanosvika ku congo ndokuzosumudzira kunosvika ku Uganda ndikanowonana nen'anga mbiri dzeku Northern Uganda tikaita matare edu ndikasimbisa Girazi uye nekutenga makwenzi akasimba avanoshandisa ikoko ndokudzoka kwandakaita. Saka

 

 

 

 

 

 

 

 

pandakadzoka ndakaita mhiko dzangu ndokutaurira zita raTapiwa kuti mhuri yake iwane peace nezvemusoro wake. Saka Girazi Guru reGuruve rinova iro Mutongi Gava Maenzanise Girazi reNyika nhasi iro ririkuratidza kuti musoro wa Tapiwa makore uripa Zimbabwe National Heros Acre pauri uye pauri zvinotaridza kuti wakavakirwa kaimba kwete guva asi shape yeimba but mukati mune musoro uyu mune ma bars e Ghoridhe mukati anosvika gumi. Saka musoro tauwana pauri ende achanozama kuwubvisa nemhiko dzandaita anodonha wofira ipapo Saka vazukuru musoro waTapiwa wekutsvagwa pasirose tawuwana. Saka ndavakuda vabereki vaTapiwa Makore nehama dzavo vose toronga tonowona musoro uyu ende zvirikuratidza mugirazi uye chazvakanakira musoro uyu wakaomeswa hauna kuwora saka ndinovimba kuti vabereki vaTapiwa vachakutsikana patichanosvika

 

 

 

 

 

 

 

 

panzvimbo iyi musoro tauwana zvisina kupokana. Saka Share This post vamwe vafambidzane nezvirikuitika saka kune vari involve nekunoisa musoro uyu ku Heros Acre musazoite mitsake maona post yangu iyi momhanya muchida kunobvisa musoro uyu pauri uchingonobata chete unobva wafirapo . Saka ndinokumbira vabereki vaTapiwa Makore vandinofere direct kana Whtsaap tironge ndinovaratidza panemusoro waTapiwa kana tautora pane chivanhu chatichaita wese ari involve anotanga kupenga ipapo ipapo saka ndifonerei tiende chero ne Media live broadcast Zimbabwe yese yowona t

 

 

 

 

 

 

 

ichitora musoro waTapiwa pauri. Nokuti mhiko dzavo dzose ndadzidhingura nemishonga yandakauya nayo ndokusaka zvazobuda pachena saka foni number dzangu dzinoti +27827608540 ndatenda vazukuru musoro wawanikwa. SEKURU TEMBO VEKWALIVINGSTONE MUTONGI GAVA MAENZANISE.

 

Uye mazita evanhu vese vari involve ndichataura kana ndataura nevabereki va Tapiwa Makore uye vazhinji vacho munovaziva ende mudzidze vazukuru kuti chisi hachiyere musiwacharimwa ndatenda

  • Share: