Tuesday, October 15

Blaz Ava Vosiya Vauraya Boss Ku SouthAfrica Brakpan

Mface uyu from Zimbabwe is wanted for murder yakaitika kuBrakpan, South Africa. Anga achishanda as a gardener and akawonekwa paCCTV achipinda mumba maBoss wake vakazowanikwa vakabaiwa nebanga after the robbery. 

 

 

 

 

Police payakaenda kunogara mface uyu kunonzi Kwa-Thema in Brakpan, vakawana mumba make mune pfuti idzo plus maEmpty Jewerly boxes that belong to his 

  • Share: