Saturday, September 28

Bee Wezhira Onzi Even Ukati Wakadzidza Tsvagai Mabasa Zveku Actor Hazvibhadhare MuZim Munogara Kimaruzevha Usina Kana Cent Or Endorsements

Tikangoti wakadzidza wakadzidza iwe usingatsvagi basa hazvibatsiri. Maskits aya nemaendorsements ekufaisa mabusiness evamwe zvinochembedza and anopera ndiwe usina kana chaunacho futi. Tarisa Tyra angorembera mazinyama muzvidya umu , zi upper arm ungati pavete chicheche chenzou matako akungofamba achihuta kunge mvura iri mupaperbag naiko kuswerozunza zviuno 24/7 . Ita musoro netumari tushoma itwotwo utengesetengese semasenior bhachura enyika Anna naRorini, uku uchitsvaga basa otherwise maskits ari seasonal mulife yemunhu , zvinopera izvi and zvinochembedza. Hatidi kuti uzoita samai Tt naTyra vane ma10 years vari muindustry chabuda hapana. Wake up Bee , usavarairwe. Skit harina future, ita saChijanduka hona arikuita redirect and refocus mbichana mbichana, nechikoro chake paside. I hope wandinzwa.

  • Share: