Wednesday, September 25

Baba Tensen Arikuita Kunge Ariku Advertizer Zvipembere NeShato Face Yaake Kushinga Zvese Nemoyo Fans Not Happy Ngaasiye Chamisa

Mbiri yababa ava ndeyei chaizvo kunze kwezvinzeve nekushaya mazino,neumbavha kutengesera vanhu massylum amuzasi memuti.

 

 

 

 

izvezvi chakutanga kudenha Chamisa,waona kuti vamwe vakupihwa mota nezanu wakutanga kuda kupindira pausingakwane,waiti uchapihwawo here rombe romunhu zimbavha stay clearance siya Nero,kana uchiti kumba

 

 

 

 

 

 

kuri bhoo urikuitei muSA zidhara rakashata kunge hameno,wapera wakuda kutsvaga mbiri nekutuka macitizens manje hapana anoteerera zvaunotaura zimbavhaArikuita kunge ariku Advertizer Zvipembere neShato face yake.Kushinga kwakaita face ndokushinga kwakaita moyo 🤔

  • Share: