BaaRoka vaifunga kuti vachasevhwa naMai BaaSixgani.Imi hamuna kana one sitaa party yamunotsika chenyu kutsvinya muri muUber menyu imomo ndosaka makaita 2masitaMazimba havatode zvekushandiswa 😂😂😂Zimba hariitirwe pfari manje ,vanoku
ghosta 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Zvazvinodai Mai Mufundisi Wekuzaoga Voisa Chinhu Chavo Pa WhatsApp Group Rechurch 👇👇👇Zvineropa ini ndakaita nezuro kuwana 140 ma stars 😢😢😢Pattricia 90k
Baba rokadhiya 1K
Makorokoto1k stars herr😂 zvine ropa iii