Tuesday, September 24

Baba Harare Votsamwa Passion Java Makuva Unopedza Career Yevanhu Unorwadziwa Ndakaramba Kuitiswa Newe Ndisiye

Passion Java Cemetry. Not Passion Java records. A place where music careers go to die. Unogwadziwa kuti ndakaramba neyangu career

 

 

 

 

 

Father City pana Java makagonera nyika yese. Well done on your new Album .true wese akafamba na java dzangove ngano now,look at roki now kuita kugadzikwa pa zero na java shem

 

 

 

 

 

Sure makamboona kuti wese akaimba achipraiser muporofiti waBaari uyu vese vangoti nyaaa nyaaa zii

 

 

 

 

 

Ndaimbofunga kuti vanhu ava vanowirirana vanoda kutiitisa but ummmm 😳 this shit is deep🤦‍♀️it really hits🥹The beef is not chickening its real not zvekutamba😅😅 baba harare vakaramba kuitiswa cause vangadai vatova history kunge Rokie😅😅

  • Share: