Sunday, October 06

Baba Harare Hama Dzoshatirwa Mukadzi Wavo Akauya Kuzoparadza Career Yavo Pashata

That wife was sent kuzopedza tarenda akadii kutsvga murume kuchurch kwavoDai vakangogumira pakugerwa musoro chete....I can feel kuudzirwa zvekuitwa kwanyanya๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™ŒHazvina kana kutombovafita mufunge tajaira goi koi isu๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

  • Share: