Saturday, September 21

Azosungwa Ari Iye Omene Gona Ana Gona Wake

Goodmorning catfamily!

 

So there is a lady arimumastreets claiming Feli must go to jail here

is the story:

 

Her sister aitamba marounds namai tt you all know kuti mai tt akambotadza kuita pay up so the lady akafurirwa kuti sungisa mai tt vachangobuda mujail , akanoreporter kuti mai tt vakatamba marounds and mumarounds maiva nemaghost names then police ikatora all names aiva mumagroups and called everyone vanhu vakadaira and vaiva kuma different countries then police realise mai tt vakati itai zvemalawyer upihwe mari yako then the lady chaida kusungisa mai ttchete. Akaenda kuma lawyers akapihwa ma summons kuti ape Feli, then she forged the signature as mai tt .Last week she went to Herald , h metro akauya navo kwamai tt kuti she didnt pay her in time she wanted to attach mai ts property and cameras everywhere.

 

 

 

 

 

 

 

Then mai tt called her lawyer kuti pane munhu atisina kubhadhara here and there was no one then mai tt gave her , her money $3000 ipapo . Mai tt went to report her for forging her signature . Police payakaenda kumba kwe musikana uyu her father started kutorova police coz police vaiva all ladies then .The girl was sued for signature forgery and kurova mapurisa thats all.Catfamily don't listen to much zvinotaurwa ne zvigure coz they exaggerate everything kusvibisa zita ramai tt .. and apno is for loyal catfmily fans vanomira nafeli not vanopanduka not vanoterera maguhwa not vanobeliever everything zvinotaurwa nezvigure... And remember the girl uyo

 

 

 

 

 

 

 

akasungwa yesterday is friend to Jeke aida kusungisa Feli but ndiye akazosungwa.. noone is above the law musanyanyoteera vanhu vanoti Feli uses powers dai aishamdis power asina kugara mujeri bit means she is not above the law akapara mhosva anotosungwawo. Now people are taking advantage of her coz she is owing people but thank God law is law . Thank you!

  • Share: