Peppa pig haadi kutsiurwaI thought ndini ndega she acts as if she has made it in life since akangotanga kutamba nachachile she inherited her behaviorVanofunga kunge ndovega vanemumba makanaka zimbabwe yose ๐ iko kushaina vaakuzvinyepera kuona senge vaonda haaa she still has a long way to go she thinks she has arrived ๐ฎ๐ฎ. Ngavatoende ku Turkey sezviri kuita vamwe ๐คญ.Problem is she doesn't want
to be corrected kuti apo pakadai it seems like she knows it all....ehe vanoziva but munhu akaita correction pane chakashata hereEven video yavakaita vachiti musauye kumba kwangu hatizi mashamwari what what zvaiva necessary here veduwe kwaiva kwambouya vanhu vanganiko๐๐