Wednesday, September 25

Aunt Joy Vonzi Zvakwana Zvekutiganzira Nechikafu Tave Bho

🗣️📢Aunty Joy! 🗣️📢

Aunty Joy! Zvakwaaana! Chimirai, Tazvinzwa 🤦Tazviona makabvisa washing powder mupantry mune food! 

 

 

 

 

Chimirai!Ndozvoratidza kuti mazimba vamwe vakakura vachishaya worse nenzara yemuzimbabwe iyi nekushaya mari munhu unobudisa chikafu every

 

 

 

 

 

time kunotori vanotenga zvekuti unotopinda mufridge uchitoregedza grocery wobva wopinda mupantry worongedza every month not zvekukandirana izvi ratoo drama ravo

  • Share: