Wednesday, September 25

Anna Honde Onzi Ngaambomira Kushaina Mushure Mekunge Afambira Konorukwa Chete From Harare To Bulawayo

Anna imbotimirira veduwe. You are so ungrateful, munosirukwa mahara muHarare umu but nhasi makutoita zvekutsvinya kuti unoita boarder to boarder kunorukwa?

 

 

 

Pride imbosiya Anna , chero Zozo mbinga yeZimbabwe haaite rwendo rwekunorukwa kuBulawayo. Ingoti wanga wanoona Hama dzako usanyepe iwe, tokutrusta sei zvekudonate-a mapads iwe uri munyepi mukuru? Hauna mari iwewe gara pasi 👎 After all munhu wako iyeye ain't that good ,

 

 

 

 

 

 

knotless braid rinobatwa Kani paHarare tarisa vanhu vanoruka Audrey Chitewe naLorraine Guyo naStacey Ivy Chihwa Uyo kwete zvako izvo knotless rinenge normal. Haaruki zvembiri munhu wako Anna. Dzikama Anna, please 🙏 Ndatuka here ndituke futi? 

  • Share: