Friday, September 27

American Dj Mandla Vonzi Vachafira Pakati Pemakumbo Sengoma

Mandla achafira pakati pemakumbo mfesi anoda mhutter zvake iyeyu🤔Haa

 

vanhu kadzi havachisina basa memuviri yavo zvachose...isu takakura tichiti kuwona pant rakayanikwa pawaya taito nyara kana kuritarisa manje ikozvino takutowona rakapfekwa kana kuti pasitorina chii chakadaro 🤷‍♂️munhu respect yourself tozokupawo that respect in return kana zvichidayi panguva ino I'm praying for the next generation vana vedu kani🤔

 

These pics tells a story though, just look how Mandla is well dressed akavhara pese pese nechest chaiyo akaivhara then my gender, my gender 🙆‍♀️🙆‍♀️ nowadays we think kuminura kupfeka hembe dzinobata, kupfeka hembe dzine mavent anosvika muchiuno ndiko kuchenamahule kule awanda darika vanhu.

 

Wotonzwa sis awo vachiti varume imbwa I need a serious relshp pakadai zikudya renge remombe rakanzi panze helele hilili self respect vazhinji havachina saka varume pakkadaro havakupe kukurova baked beans nekurova tobo u dress like bishu u get treated like one simpuru.Iwo makumbo emusikana wacho shuwa kuita tukomba komba kunge Tara inobva Bulawayo ichienda hwange ityai mwari nemuviri yenyu madzimai

  • Share: