Wednesday, September 25

20 Year Old Thandolwenkosi Ndlovu Ouraya Vanhu Ocheka Maprivate parts Obika Odya Zvinoshamisa Zvinotyisa

💔💔💔😭😭😭

 

20 year old Thandolwenkosi Ndlovu, akauraya ma homeless people 5 within a week muguta reHarare hanzi aitaimira vanhu vakarara oshandisa zidombo kuvauraya. 

 

 

 

 

Kana vafa aishandisa bhodhoro kutora maGenitals (sikarudzi) and internal organs avo obika odya.Nhengo idzodzo pane akadzitora kusimbisa chigaro chaakazvi gadzika hino kuona 5 yrs dzokwana iii nyika inenge yave mvemve

 

 

 

 

 

kuzoona 5 years dzakwana tenge tapera kudyiwaBesides kubika Odya thats another story nyaya iripo yatri kuona its about murder best way murder to murder such people should be hanged to death that thing yekuuraya vanhu kunge huku its vry wrong mhani imagine if was you then life yatogumisirwa nehmwe munhu either mental illness or wat

 

 

 

 

Mufanha uyu vakanyatso murova mushe mushe anomu taura chete munhu waanga achiitira basa

  • Share: