Wednesday, October 23

General News

January 18, 2024

Zimbabwe Yese Yotenda Mabrijo Nekuchengeta Nwana Wake Vanhu Voti Kikky Wa Tytie Dai Akopawo Not Kuswero Teedza Mbooroo Mwana Achitamvura Kumusha

Pamwana wavharisa zvako Mabrijo & wamugona Satan, pictures- before and after kusekwa uchinzi you dumped your boy kumusha although kumusha kwacho aitongova bho futi because uniform yake aiva nayo , bhutsu aitopfekawo , waive nebudget yeizvozvo.           Kutsvinyirwa kunopa shungu sometimes, nhasi mwana ainzi anofamba 20km kuenda kuchikoro akupickwer, wekumachonyonyo ava Cambridge boy, imi Vana Auxilia vekuseka muchiri kungorarama nekuzunza dako makatsika pachemba mutoilet! Mupfidze kuseka munhu kana zvakamuomera because upenyu ivhiri!           Mabrijo, one single mother rakachimaster chigame chachoπŸ’― Kikky waKuku huya utore manotes apa πŸ™   Well done Bridget.   #cambridgeboy

January 18, 2024

Zvashamisa Vakawanda Mabrijo Aramba Kujairirwa Opindura Ketina Rafu Kuita Kumutonhodza Mushure Mekunge Ati Trouse Remwana Wake Harina Kunaka I Dont Touch

Maoko asina kunyora Cambridge haafanire kucommenter mashura pano!!!! πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ munoti eke         Ketina Said "hongu tafara asi bhurugwa iro i " dnt touch" kkk             Mabrijo Replied "Trouse neblazer kana zvri zvidiki kwamuri please tengai muuye nazvo ndogara pa79 Berea road Joburg

January 16, 2024

Zvinorwadza Izvi Kurufu Kwababa Va Jah Prayzah Achichema Baba Vake

Scenes from Uzumba where friends and relatives of Jah Prayzah have gathered to pay their last respects to the musician's father, John Mukombe, who died last Sunday.           Information Publicity & Broadcasting Services permanent secretary Nick Mangwana is also in attendance.         #RIPSekuruMukombe 

January 16, 2024

Zodwa Ginimbi Widow Opinzwa Busy Ku Instagram Kusvika Abvisa Comments Onzi Wachembera Dai Wazorora Hako Isu Toti Kuchembera Mucherechedzo Wenguva Yakareba

Kuchemerera Hausi Mucherechedzo Wenguva Yakareba Here Nhai Ma         Zimbabweans Rich Aunt Zodwa Ginimbi Kadungure widow Opinzwa Busy Ku Instagram Kusvika Abvisa comments        

January 16, 2024

Vanhu Vorwadziwa Chaplin Phiri Vapihwa Furniture Yemumba Na Bruno Zvonzi Ndizvo Zvichaita Ubroke Dzvene Ndorichakuwisira Uchiti Uchakomborerwa

Bruno dzvene ndorichakuwisira pasi uchifunga kuti uchaitirwa zvakanaka namwari ndatenda hangu                 ADMIN Bruno Bruno Bruno moyo wako ndautadza uwedzerwe pawatapudza makorokoto Chaplain lounge suite beautiful πŸ₯°πŸ₯°

January 16, 2024

Zvinoshamisa Mupurisa Mbavha Police Office Ndoro Votuma Dzimwe Mbavha Dzavo Nepfuti Yebasa Konobiira Shamwari Yabo Mr Ndoro 5300Usd Pamba Pavo

A police officer who was stationed at Nkulumane Police Station in Bulawayo allegedly sent a gang of four robbers to rob his best friend.Ndoro allegedly supplied information to his accomplices and transported them under the cover of darkness to rob his friend Sarukore.         Speaking to B-Metro, Ndoro said even when detectives from the police’s homicide section asked him who he suspected, Ndoro’s name never crossed his mind. He said: I never suspected Ndoro because to me he was a friend who would protect me.           Sarukore narrated the sequence of events on the night when the armed robbers raided his home. He said:police officer who was stationed at Nkulumane Police Station in Bulaway

January 16, 2024

Emmanuel Makandiwa Oti Obey Tichafa Ndewe Fake Why Achingooneswa Zvekuda Kwevanhu Chete

  Makandiwa Otsiura Obey Tichafa Mukanhairi Muporofita Anongoona Rufu Chete                           

January 16, 2024

Hondo Yemaporofita Obey Tichafa Oti Makandiwa Ndiye Ari Useless Muporofita Wenhema Akaita Mbiri Nevana Ve 3Days

Tinah Mazh That one is useless to me akatora mbiri nevana ve3 days akanziii My crime in Zimbabwe I am 99 ,5 % accurate Unique           Did not rise by faking miracles Many people try to invalidate my calling If I see death then why can't you make noise with life prophecies           Hunger was portrayed when certain prophets arose in Zimbabwe they rose to fame with unrealistic miracles   I don't care  I was called to save lives

January 16, 2024

Zvinonzwisa Tsitsi Job Sikhala Murume Mukuru Kuchema Nhasi Pa Court Achifarira Mwana Wake Apasa Chikoro Iye Ari Muchikurubhi Oti Nyika Yandirasa Asi Mwari Anoona

Today I want to pay tribute to Mai Ellen Sikhala, the wife of Zimbabwe’s political prisoner, Job Sikhala.Her husband has been in prison for almost 19 months of political persecution, but Mai Sikhala has kept the family together, and as you can see from this results slip, their son passed with 14 points at Advanced Level.           Job Sikhala’s family has been exclusively supported by the public both financially and emotionally, without any institutional financial support.It is difficult for anyone, let alone a woman to be left to care for 11 children, and yet the kids continue to excel at school.           For that, we must all take our hats off to Mrs Sikhala who was also targeted by the reg

January 16, 2024

Varume Vakaoma Chokwadi Gamu Mukadzi Wa Fantan Ochema Kupa Mai Vake Imba Yandakavaka Ini Nevana Tichifa Nenzara Kuti Pazova Pedu

Fantan ndi Mamas boy even mukadzi wanaye now ndewe Zita chete zvinhu zvese ndezva mhamha                       Yes it's all true l wasn't there zvangu but I know her ex wife in and out she is my friend sister wat he really did fantan a zviko but karma aware ariko zvake

94 95 96 97 98