Tafadzwa Chidawa ndoo nyaya dzake ka idzi. Hero basa detective. Pattricia Jackie Patricia hide me ndiri friend yaGerald taigara tese kucranmbone ishuwa akashaikwa paakanogara namai tt kumalbra nyaya iyi yakaitika around 2017 kupera kwayo kana kuti 2018 kutanga kwake last time yandakataura naye aiti ndasungiswa namai tt vati ndakavabira malaptop nefone so ndatorwa nemapurisa ekuharare anga adzokera kumba kwavo kumasvingo kumba kwavo ndakaenda kucentral kunomutsvaga asi handina kumuwana kubva ipapo handina kuzonzwa nezvake brother yake akandifonera achifunga kuti arikumba kwanguu here ndikati no from there haana kuzowanikwa futi Pj reply dei mauya musiri ghost ..ok can I have the brother's number. ? ?
@lizzy:I prefer maroro akare aye aitwa zvinhu in secrecy and silence cs it's not everyone anofara panoitwa chakanaka..people are evil hearted out there@ckhuâ¤ï¸sokhelaâ¤ï¸:🥺and it's no longer village people and family nowadays,,those close friends are more dangerous than lightning💔💔💔eish so sad🫂@Audrey Charles:This is sad .The husband is never going to heal from this .This is sad ,loosing a loved one just after you decide to tie a knot …..May Her Soul Rest In Peace .
Boss Mukaka ngavachi buditswa mujeri vachawana vakadzi varohwa 👠naSidhudla Wikinero, nekuti ma homemade elo bhoni ndiwo ake chaiwo ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜
Jeremiah Kanjanga Wekuuraiwa Namaitt Hama Dzake Dzobudikira
She got threatened na mai TTShe was crying too makes me wonder MaCID please hero basakutya uko cz pakanzi parikusungwa vanhu iye anosungwa akadii kutaura makoe ese ayoMmmmmmmm Mai machira vari kutya she even shade tears. I guess vakashekewa or kutoudzwa kunzi if you don't reverse your statement tiri kubata vana vakoZvinhu zvacho 🙌🙌🙌🙌 ..mumwe jerry mupenyu ariko akaroora ariko Ku headquarters ye zaoga Ku waterfalls. Yes it confirmed akadanana na Mai TT between 2016- 17 Mumwe Ari kuti nyaya ndeye chokwadi jerry is missing tava ne pic. Ok both sides. So ...kana Ari mupenyu he just have to come and clear his name. Vanga vachitaura zvavasingazive vosingwa vese of false inform
Bus Accident inotyisa Yakonzereswa Nema Driver 2 Emabus pafiwa.
Mota Irikubvira Ixvezvi Borrowdale Road Munhu Arimo Mukomana Achingobuda Mubhawa Pakashata Achichema
Mai Bvukururu Hazvina Kumira Mushe Kuita Kunyadzisa Mazepe Ne Dzidza Rose Haiwa Tanyara
Hama Dza Jerry Dzotaura Takaisa Police Report Hatina Kupiwa Help Maitt Ndovanga Vanetsana Naye Nenyaya Ye Edzi Vakauraya Jerry Imhondi Pliz Tag ZRP tag Mapurisa 😳😳😳😳💔💔💔ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜
🟣If you look carefully, it’s the price tag for her new shoe that’s now sticking to the red carpet. So she tries to quickly remove it cause it’s impeding her ability to walk. The bag is also brand new. We need new leaders.🇿🇼Kkkkk she even dropped a tissue on red carpet , indiscipline yemuZim inotangira kustatehouse ,macron had to pick the price tag himselfIn addition to new leaders, I think we also need new citizens, because this is the same woman watiri kunyaudzwa nevanhu muma streets vachiti "ooooh she's so sophisticated and classy". Not sure when uncouth and gauche became sophisticated and classy🤦ðŸ¾â™€