Wednesday, October 23

General News

January 28, 2024

Ku Captown Kune Vanhu Here Or Kwazra Mhuka Moreboys Great Hope Ochema Mushure Mekunge Avekuda Kuuraiwa Kuti Asatakura Chitunha Cha Baba Judy Mushandi Wake Kith Abatirwa Pfuti Kuda Kuuraiwa Azosiiwa Arimupenyu But Seriously MuHospital

We are very sorry we no longer offering funeral services for Baba Judy in Zimbabwe.We were attacked at the funeral and we received death threatsMoreboys Great Hope Oti Baba Judy Vaindi Support Saka Ndandichida Kubatsirawo ofumura 5 Vanhu Vaida Kumuuraya Kunhamo Ya Baba Judy           Chiiko Ma Zimbabweans Inzwaiwo Imii 😳😳😳😭😭😭Gono Ku CaptownZvakaoma Imi Moreboys Oti Handichatakura Baba Judy Vanhu Varikuda Kundiuraya Ikoko Hezvo Team Yake Ya Attakwa Varikuda Kutomuuraya 🥺😳😳😳PASHATAMushandi Weku Great Hope Orohwa Kurufu Kwa Baba Judy Akabatirwa Pfuti Achinzi Uri Munhu WaMore Boys Zvakaoma Imi 😭             😭😭😳Chiiko Asi Ma ZimbaMushandi Weku Great Hope Orohwa

January 28, 2024

Pakaipa Mai Judy Vonzi Vanyara Kumusha Kwavo Kuti Kutirwe Ma Camera Vanogara Mudzimba Dzemapango 25 Years Vari Mu South Africa Vachitadza Kuvaka Vanhu Vavhunduka

Mai Judy vanyara ne pamba pavo ku musha 25 years mu Kappa chabuda hapana hu admin chete pa mvenge mvenge ne kutenga doro ne ma bum shorts            Greathope wadzingirwa kuti you film everything unongona kunyisa vanodada ne ma photos pa social media vasinga developer pamba           St Mary's chingova nyika ne mbare same whatsapp group havana kuvaka futi kumusha havana manje tatuma nhume dzedu ma spy all photos tinawo and tichavanawo e burial           Dai maimboziva maomero akaita zvinhu joni hamuwani nguva yekunyora izvi kana kushora iye akati munhu akapfeka bumshort aita marii ndiyaniko koo kana ari ekupihwa kana kunhonga mizivasei siyayi vanhu

January 26, 2024

Tshabangu Resigns From CCC In Solidarity With Chamisa Hanzi Kwese Kwaanoenda I Will Follow

Tshabangu Resigns From CCC In Solidarity With Chamisa Hanzi Kwese Kwaanoenda I Will Follow.                     shabangu is saying he has resigned from CCC in solidarity with Chamisa and will follow Chamisa wherever he goes.          

January 24, 2024

Sis Melly Vochema Vagari Vemu UK Kutadza Kundiitirawo Welcome Part Hamusi Kufara Ndave Muno

Melly ochemera kuti haana kuitirwa welcome party, akapihwa cold shoulder nevakuru veUK. Hauna kukosha zvekudaro Melly u are a nobody. Zvasiyana nemaDiaries ako vanaMadhumbe veJoni ndivo vano kubigger kwete nyika yese             . Thanks vakuru veUK makaratidza Melly kuti haana basa. Ndinoda kutenda vakuru veUK; Olinda Chapel-Nkomo, Aunty Jenny, Tete Mildred , Sabena Ruwizhi Boein777, SenMuk TV aka Mai Mazowe             Anonyanya kuzvifonera Melly, nehu bully anohunyanya kahunhu kebishu karikuramba kubuda maari.Unosemwa nevanhu ukada kungozviita gindagoria pese pese.Dai akazopiwa runako taichiona muma streets umu manje chibage chani ichocho.Melly ndiheadgirl yemahouse girl.Anozvifonera. M

January 24, 2024

Bee Wezhira Ochema Mazimba Ndipeiwo Makorokoto A Dzati Dzabu Makamupawo Wani Vanhu Voti Toda Kuona Baba Vacho First

Ipaiwo Mai Athandwe Maulana makorokoto avo please. Ngenyi muri stingy ? 😐         Haaaa Ndasiya kodwa pacaption yangu nhaimi🤣🤣🤣Mara igama lami ngu mama kaAthandwe. Wena ufuna ukutumila imali eyamhlope emtwana neh😳😳. Hoza inbox ngiyakupha ecocash number and World remit details vele🤣🤣🤣🤣.         Mina ngisetsile wena lapha 24/7 njee uyaputika ngekuseka for free so vele ngiyafuna imali yeamhlope from all of u. Ngiyabonga🙏.           Ko sei tisati tamboona baba va Athandwe asi Bee waka muitiswa here . VaDzabu vakaita live vachitamba na Dzabu .

January 24, 2024

Muporofita Wenhema Emmanuel Makandiwa Onzi Ngaabhadhare Tax Vanhu Ava Ndovanotora Advantage Yevarombo Vachinyepa Hupenyu Huchanaka Vachiita Tora Mari United Kupedza Service Apiwa 500 000usd Yezvipo Pasina Tax

Government must tax churches I guess Because we now don't know which one is real or fake   And that statement " I'm more Gifted than God" ndakabva ndapera powerDesperation wopusiswa sadAerial view of Makandiwa's church in chitungwiza.           There's no any Business in Africa particularly Zimbabwe that makes more money than Fake prophets'S churches ,they dont pay taxes its just direct profit. Why these types of business are prorofitable in poor countries?           Because when you're poor you become desperate of trying to make it in life. That's when these fake prophets manupulate people knowing that when you're desperate you're vulnerable to

January 22, 2024

Izvi Zvinorwadza Izvi Baba Judy Na Clapton Vafa Kutsikwa Tsikwa Nemota Ku Captown

Zim Socialite Baba Judy na Clepeton diednews reaching our team baba Judy a well known Zimbabwean socialite based in Capetown was found dead             One of the witnesses told Zimbolivenews he went to meet someone who wanted to give him some luggage to take to Zimbabwe he got run by a vehicle and died on the spot            Hanzi akaenda achinosangana nemunhu aida kutumira mabag mheno bridge rekupi murume wacho akati akasvika Baba Judy can’t get fon haichadairwa but muroad naive nemunhu aive akarara akatsikwa apa ndivo havo

January 22, 2024

Mashura Pennywell Ndlovu 19 Year old Mark Ncube 18 Year Old Nenyaya Ye Piece YeChicken Inn Ouraya Nephew Yake

Zim Man st@bs teen to de@th over chickenPLUMTREE magistrate has spoken against the increased deployment of knives and other dangerous weapons as the community’s rods of anger saying it has led to a spike in murder cases in Matabeleland South province particularly in Madlambudzi, Figtree and Mphoengs areas.           The magistrate, Mr Joshua Nembaware, said there was a worrying trend where knives have been used to commit murder cases, adding that most k!llings were committed by close relatives, friends and lovers at beer binges. He urged conflict resolution strategies to be put in place.             He raised the issue during the court appearance of Takesure Mpofu (20) from Matsota Village u

January 22, 2024

Zvinoshamisa Nekuvhundutsa Tete Mildred Voti Vamhu Ndaikuudzai Muchiti Tine Godo Izvezvi Ma COS Queens Akawanda Achapinda Mujeri Vanyu Vese Vaku Dzoswa Ku Zimbabwe Vakauya Ne Team Iroro

Takavataurira kuti these ppl act as if there are not aware vachiita slowily gathering information Uk home office ma1 some will go to jail             Zimbabweans are not lazy 🤣🤣 but takajaidzwa kurarama zviri abnormal our systems are abnormal saka we carry that kwese kwatoenda we need to renew our minds..             Jush heard kuti pane muZimba a offer police yemuno bribe abatwa achiita drink and drink imagine ndapererwa.. Kutocrosser road pa ma traffic lights takatozvidzidzira kuno uchiona uchicrosser wega pakati peroad... Mwari vatibatsire tigone kuita a new mind set tiite normal 🙌🏾🤣

January 22, 2024

Zvanyadzisa Izvi Senzeni Naiza Boom Achimhanyiswa Asina Kupfeka Video Abatwa Akarara Pamubed Wemurume Wemunhu Mukadzi Wacho Oti Ndanga Ndakutoboilisa Mvura Inopisa Kuti Ndiwundure Hure Yoyo

😳😳😳😳😳 Mashura Tanyara Senzeni Naiza Boom Onzi Abatwa Nemurume Wemunhu Banhu Bopopota Kana Makubuda makonye Yoyo ZvafumurwaPana amai vafona paTilda Domestic Issues.             Amai vakati Senzeni musiwe Friday manheru akarara kumba kwavo nemurume wavo vasipo..Nhai Senzeni mwanangu kozvivindi unozviwanepi zvekurarwa mumba memumwe mukadzi nhaiwe..Ko ukadirwa mafuta anopisa unoita sei?                  Kkkkkk chihure achisekanwe mangwana muchahurawo 🤣🤣🤣 singing hnguNgaahure hake but not kuenda mumba memumweHapana asingade nyoro ne bota but why Senzeni afumira Kwa Tete Tilda kupinda mumba memumwe mukadzi kwakurohwa bota kwakuedzerwa kupinda na4am kwakupep

91 92 93 94 95