Tuesday, October 22

General News

February 16, 2024

Dj Tawaz Ochema Zvakare Dai Ndakaona Wicknel First Before Java Ndiine Mota Chandakabva Nacho Kwa Chavha Manduwe E Gucci Iya Haisi Mbinga Vakandishandisa Kokundisvipa Seh Wicknel Chivhayo Ndipeiwo Mota

Tawaz Ochema Seh Wicknel Chivhayo Ndipeiwo Mota Ndakamira Ne Zanupf But Ndangobuda Nenduwee Mbinga Yangu Java Aingondipa ma Versace Ne Gucci😭😭😭🤣🤣🤣DJ Towers watoirasa,bcoz Sir Wicknell havakumbirwe l bet if he buys you anything l will run naked the whole of Harare..             mark my words,watopinda mulist raana Olla,Peter moyo,macheso etc..hamulumeKkkkk saka vanhu vakutiza kwa Passion Java . Wicknel ndiyo yava mbinga iri kuremera ma street 😂               Iri ihure chairo waimbopenga naGinimbi ukaenda kuna panganai java now wakuda kuna wicknell wakazungaira dai waenda kuna Scott asati awandirwq             &n

February 16, 2024

Mai Maketeni Ndiyo Mharadzi Yakonzeresa Nyaka Nyaka Yese Iyi Zvirikuitika Pakati PA Wasu Na Maitt Iye Makuhwa Ake Ofumurwawo Pashata

Uyu ndiye munhu akafambisa guhwa ende izvezvi Kamuchacha is blind to see kuti ndiye aimupa zvese zvaiitika arimujeri. Wasu stood by you wakavharirwa asingaite makuhwa or entertaining anyone zvaiita kambuya aka kachipesuka kwese kwese Cat femiri Auntie wekumasuwewe.           Wabva kujeri wakasimbirira kuti Wasu is my PA haasi shamwari yangu,makore ese aya waiiti Wasu mwana wangu his my family. What changed ???”           You should have stayed quiet and let people vataure zvavada iwe naWasu ndimi maiziva pamumire.You have caused more damage than good. Aka kanotoda zvemadrama kambuya kekuMalawi aka ende kakurwadziwa nekunyarara kwawaiita zvenoise ndozvakanotoda kuda kukuwisira pasi.  

February 16, 2024

Haa Pakaipa Wasu Wanga Wavekunyeya Boss Wako Maitt Na Tinashe Maphosa Leaked Audios Obuda Hazvipere Mushe

Hezvo Wasu Akadzingwa Kwamai Tt Akafinera Tinashe Maphosa Achitaura Zvese Tatisiri Kutozviziva Yoyoooo Chii Chakaitika 😳😳😳😳           Hezvo Wasu Akadzingwa Kwamai Tt Akafinera Tinashe Maphosa Achitaura Zvese Tatisiri Kutozviziva Yoyoooo Chii Chakaitika 😳😳😳😳Wasu came out zvaari Kamuchacha ari mujeri ende this is the main reason aisadiwa nehama dzake nekuti aive ……..           Kamuchacha failed to see the good Wasu did nekuti ari mudenial chaimo Kamuchacha shielded Wasu asi he couldn’t stay in the closet for long.Iye she failed to accept it achingogumira pekuti akazvarwa ane mabody parts evakadzi..            

February 16, 2024

Yaa Mamonya Vakadzi 5 Veku Hatcliffe Vekurova Mumwe Seachafa Nekuda Kwemurume Vatongerwa 9 Months Muchikurubhi Vaona Moto Va Traya Kuburitsa Humbovo Hwena Video Uya Achibhadhwa But Judge Azviramba

4 Hatcliff women who assaulted umwewo mukadzi vachiti akatora murume weumwe wavo have been sentenced to 9 months in jail            murikudzoka hembe dzenyu dzakudzmba dzavabereki venyu mamama 🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️FIVE women from Hatcliffe Extension who went viral on social media assaulting and undressing a woman whom they claimed was having an affair with the husband of their colleague, appeared in court over the weekend.               The accused persons Zelpa Kanduza, Natasha Kanduza, Fortunate Tembo and Olleyn Vinyungwi appeared before Harare magistrate Ms Evelyn Mashavakure charged with assault.They were remanded in custody pending bail application today.  

February 16, 2024

Video Remukadzi Wekubhaudhana Nechikomba Musango Rabuda Zvakaoma Zvionereyi

Video Remukadzi Wekubhaudhana Nechikomba Musango Rabuda Zvakaoma Zvionereyi       Asi vakadzi vakapusa chokwadi kubvuma kunoitirwa musango 😂😂 Christian Mndala Maverick chakafukidza dzimba matenga inoiti itirai pese pese pamanzwa kuda hapana chinokonesa kana muchizviita nemoyo yenyu mese     Mukadzi we munhu chete uyo ndosaka mvura iri kuramba kunaya munga poza nekuhura asi Matanga nhasi shame

February 16, 2024

Hama Dza Wasu Dzoti Maitt Ngaatendewo Not Kutoganza Wasu Akumuwana Ane Gwembe Avekuda Kumubata Nekuseri Kweruoko Achiiti Haana Zvaakaitirwa Naye Munhu Akashanda 8 Years

Wakawanikwa une gwembe chairo ,ukakweshwa kusvika wachena. Difference murikungoiona mega            It’s good to just appreciate someone publicly for the good they have done.People will hold on to what they saw online kwete zvamaitirana kuseri.             zvemazita handisi kudaWasu akamira naye munhamo nemumatambudziko pakozouudza nyika ndakamunhonga ari street kids ipapo aresva zvake feri

February 16, 2024

Zvakaoma Gamu Ofumura Sikarudzi YA Fantan I tete Ndotojegera Nechikunwe Akuisa Opedza Oti Handimupe Vana Vangu Vaari Kuchemera For 3 Days Nyaya Dzacho Ma 1

Imi vana these days especially vechisikana havasi vekungoregedza vachienda .   Fantan wacho anenge ari ku Mashwede achiridza hwamanda dziri mudumbu make , anozoiwana KUPI 3 days yekugara nevana vadiki vakadaro?????             Remember Fantan remarried and Ana baby mucheche , so you think the new wife will care about Gamu's kids iye aine mucheche???           Lets be REALISTIC !!!!!Zvekuti Mukadzi ane bitterness , its draaaaaama .   Isu tongoda kuti CHIBVIREEEEEE   THE PHONE CALLL YANDATAURA NA GAMU🤣🤣🤣🤣🤣   HANZI MBO.....RO YA FANTAN TETE NDOTOIJEGERA NECHIGUNWE ISABUDE🤣🤣🤣           GA

February 15, 2024

Pashata Hondo Tete Mildred Votukwa Mushure Mekunge Vatsiura Ketina Usaburitse Chiweti Zvaurikuita Facebook Yese Zvinonyadzisa

Tete mildred stay clerence Ndinokuitirai 366 days Mhata yangu chero ndikairatidza VANHU hazvinei nemi my body my rules my page my rules musazoti ketina akaipa ndimi murikunditanga ndokutorerai off ndikakuswererai zuva rese! Makambondona ndichikuudzai zvekuita kupeji renyu here Mbuya imi majaira kuita tete Vema socialites Ini ndinokuswatanurai               From day one it's a no kuzimbuya iro ini handina kumbobvira ndarifarira nekuti she is alwayz negative even harione zvakanaka kuvamwe uye harizviise pazera ravo rehumbuya 🤣🤣🤣🤣Ini handisi kamuchacha wamunoita content neni tinoprdzerana!               Be aware my page my rules!Kana munhu akatamba asina kupfek

February 15, 2024

Nyaya Yakaoma Iyi 2 Vasikana Vanotengesa Nyama Husiku Vokechwa Nema Bhinya Vobiirwa Maohone Wobva Varepwa Nevarume 10 Market Square CBD

Two sex workers were robbed and raped at knifepoint by their clients next to Mukuvisi River in Mbare, Harare on Saturday. Police said the two women hooked up with their two male clients at around 10 PM at Market Square in the CBD.         The men took the s.x workers to a secluded place where they raped and robbed them of their cash and cellphones.Zimbabwe Republic Police (ZRP) spokesperson for Harare Province, Inspector Luckmore Chakanza, confirmed the case to H-Metro and urged women to avoid loitering at night. He said:           The two were approached by two unidentified men requesting their services. Usanetseke neNetOne airtime. Baya *405# utenge neEcoCash They agreed to spend a night

February 15, 2024

Khama Billiat Avekuoba Akatozvipinza Mumadhaka Comparing Salary Yaaipiwa Nezvaari Kuzopiwa Ne Dynamos Mukomana Avekuchema Why Aka Sign Contract

Former Warriors forward Khama Billiat, who has been clubless after leaving Kaizer Chiefs in 2023, is reported to be on the verge of joining Dynamos ahead of the 2024 Castle Lager Premier Soccer League (PSL).           Former Warriors forward Khama Billiat, who has been clubless after leaving Kaizer Chiefs in 2023, is reported to be on the verge of joining Dynamos ahead of the 2024 Castle Lager Premier Soccer League (PSL).           Billiat has been without a team since June last year after he refused to sign another contract offered to him by Amakhosi as it had substantial reductions in wages.         Since then, the Zimbabwean has failed to attract interest from an

85 86 87 88 89