Tuesday, October 22

General News

February 19, 2024

Zvinorwadza Zimbabwe Yakaoma Mai Avo Vafenda Mushure Mekunge Vapunzirwa Kutorerwa Pamba Pavo Nyaya Dzekuparadza Zvashandwa Nevamwe Zvichapera Riini Last Week Mumwe Akafa

Vamwe vachitengerwa mota vamwe vachitorerwa minda yavakapiwa towards elections, kana ma Israelites achiri ku Egypt handifungi kuti pain yavo yakasvika pane yasvitswa ma Zimbabweans ne zanu           Ngavabve vasada kutemesa vakuru musoro.manje mumusangano indiscipline haidiwe.tichavadzinga futi mumusangano ngavauyisirwe mapurisa meimbwa.             vakajaidzwa too much mai avoSka n'anga dzemuzim dzogona zvemujolo chete here.zvekunamirana .ko kuti anoda kutora munda wemunhu onamirawo

February 19, 2024

Mashura Mercy UZ Student Oburitsa Video Achibhaudhwa Na Sekuru Vane Masvada Atosvava Zvavo Atove Mukwava Inzara Here Vana Vemu Harare Vaona Mazvionawo Sei Mmmh

I nzara Here Mu Harare Yaita Vaba Vasvike pakudanana nema ancestors             Mercy UZ Student Oburitsa Video Rake Achikw....irwaaaaaaa Nasekuru Bava Vakuru                     

February 19, 2024

Mashura Aya Nyika Yovhunduka Mushure Mekunge Yaona Nyasi Chiweti Gongomutoto Ra Babes Wadhumo Zvionerewo Chakaita kumge Chakangwa Hayaa Zviri Mumabhurugwa umu

Babes woDumo kafende akaHmm ko kuisa ka tyt nyana pasi veduweka haya         Achatozotendeukawo ere munhu kana adai kana kuti akutoCompaigner pamaPresidential elections kugehenaZviriko here izvo hanzi inyika ngainake nemashura akadai iyayaBabes Wodumo ane 29years so hunhu hwake achiri kukura.             Plus rudzi rwake munongoaziya maSasko.Zvitori normal kwavari.Zodwa Wabantu amusikumuziya anditi

February 19, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Zanupf Member Richard Mazviyo 50 Oita Mwana Wake Beaular Mazviyo 23year Old Second Wife Wakatanga Kurara Naye Ari Grade 7

An ex-convict has taken his 23-year-old daughter as his second wife after having been sexually abusing her since she was in Grade Seven.           Richard Mazviyo, 50, of Mushaviri Village 4 in Gutu, has been sexually abusing his daughter, Beaular Mazviyo, for about a decade now. - H-metro           An ex-convict has taken his 23-year-old daughter as his second wife after having been sexually abusing her since she was in Grade Seven.         Richard Mazviyo, 50, of Mushaviri Village 4 in Gutu, has been sexually abusing his daughter, Beaular Mazviyo, for about a decade now. - H-metro   #TheSundayMail #TheSundayMail

February 18, 2024

Pakaipa Zvazvinodai Kuna Winky D Abvisirwa Masong 2 YouTube Nekuda Kwe Copyright Gafa Rochema Hazvina Kumira Mushe

Heheeede munhu nemunhu gore rino achasara nema song ake chaiwo chaiwo baba vedu varohwa ne copyright 2 songs gone ๐ŸŒ๏ธ๐ŸŒ๏ธ๐ŸŒ๏ธ๐ŸŒ๏ธ๐ŸŒ๏ธ๐ŸŒ๏ธ         Imi song haazi ye kenak o bt tht company irikuti paya ka producer tht song they signed a contract na winky kt pa this song anengi achivapa some percentage bt in their words varikuti winky haasikuvapa mari the same way Tocky dd to Mr putiti song           yakazvodzoswa vandzwanan,meaning winky akagadzirisana ne tht company vanodzosa ma song yakatosiyana ne ya Jah signalAzvina hazvo basa ma fans ake havana data reku streamer vangori nere kutuka vanhu. Haisi nyaya sterek.

February 17, 2024

Obina Oga Vovhura Hombe Voburitsa Guru Ramaitt Voti Wasu Waizomuchengeta Nei Iwe Waitadza Kutenga Shaving Stick Chaiyo Kumba Kwangu Oga Vane Drama Haiboo

Unochengeta aniko iwe uchitoradzawo kuzvichengeta? You can't even afford a decent meal for one, let alone accommodation zvayo munhu kutoita kunge ucharara mustreet, infact mustreet mustreet nepawairara apo skweeya ๐Ÿ’ฏ Saka Wasu waizomuchengeta neyi?             Kushata kwako Felistas!It's a blanket for me yooo kunge rinetsvina ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿ˜‚Nhai aifema here nemagumbeze ayo๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐ŸคฃVakachengetana, there was a time he needed mai tt and she also needed him         Chinhu chikuru kuparadzana mune zvakanaka. There is no need for all this noiseZvimwe ndezvimwe Wasu akamira na mai vaye especially variku Jeri achiposter ma bag achitsvaga Mari zvese zvekuti go fund ndiwasu iyeye asi hiii munhu mu

February 17, 2024

Mutare People Vojamuka Maitt Ukuuya Kumba Kwa Wasu Wamubata Sechikorobho Tinokutema Nematombo

Mutare batai munhu nhasi ari maMutare asi musarove zvenyu.Akanyadzisa nekusvora Wasu zvakarwadza. Wasu dai watobuda mumba mamai Tt nhasi chaiye,             the woman ari dangerous. Wakamuchengetera page nevana ari mujeri, zvekuti vabereki vake ndovaichengeta vana ratove drama         cc Maitt said            Akachengeta Wasu iwe mwana wehuuuure iwe.Iwe waivepi for 8 years Wasu achichengetwa naMai Titi.Duzviiii remunhu.That blanket was of ROMBE Obina and not Mai Titi.Iwe Tiraridze your own life achievements.Imbwaaa yemunhu tsek.Duzviii

February 17, 2024

Zvinorwadza Izvi Vana 4 Harare Hopley Vafira Mumota ku safoketa Ma Window Anga Akavharwa Nyaya iyi Ma 1 Vabereki Chengetedzai Vana

Vana Ava 4 Vafira Mumota Mushure Mekuzvi Lockera Ndoku Suffocata Ku Hopley Mu Harare RIP ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ’”           

February 16, 2024

Hezvo Tavhunduka Nyaya Dzababa Charamba Dzobuda Dzese Vakaroora Mai Charamba Vane Mwana Akaenzana Navo Zvichireva Mukadzi Muhombe Ne 16 years Pane Murume Hama Dzepedyo Dzotipa Information Yemumu Mhuri Zvataiti Ndivo Varidzi Ve Bhaibheri Kaa

Tsamba kumukomana wekuroora mvana ine mwana ane zera nayo Whether wabvisa masong ese ku YouTube hazvirevi achabva mumafoni edu ende iwe hatina kana basa newe kana wazogara            Unoita godo nemwana arikuto tsvagawo raramo sei usina moyo iwee.wakasiyanei moyo na Pharaoh Macopyrights Acho azonyanyopisa nhasi kare kese waisamaona hre waratidza kuti hauna kana moyo iye uri kusatanists           Enwae ngatione kwaunosvika  Sig kuvanhuIye anokoperei masongs evamwe dai iri1 bttr zvino okopa kekutanga otsiurwa okopa futi imwe yamai charamba yekuti tengai mafunga ngaakwane kana vanhu varamba nechinhu chavo ngaasiyane nacho hnt bible anaro ngaayimbewo zvake simple

February 16, 2024

Mashura Maitt Votaura Wasu Haana Chaakandiitira Ndini Ndakamunhonga Ari Street Kid Moda Afire Mumba Mangu Here Ane Hama Dzake KwaMutare Haana Kuchengeta Vana Vangu Mbuya Murata Ndivo Vaiiita Zvese Ndiku Jeri Iye Chaaigona Kupfeka Hembe Dzangu

Wasu it’s time waita semurume kuti changamu changamu une tarenda iwe chirumurika.. You won this mhamha varimujeri            Don’t underestimate your potential.Move on in peace and don’t be bitter like Ketile ,Midhu ,Masiriri and you will see kuti what has happened will open doors for you zvisina kana noise.           Whoever leaked this information aida kuti munetsane asi isu zveWorld war 3 taneta kamayi aka kakatanga hatina Data re8 hours 2024 ino. Felistas ndewako zvekudaro muromo wake wakaumburukwa nechidembo chete haazive zve kutaura kana atsamwa.Wasu came out zvaari Kamuchacha ari mujeri ende this is the main reason aisadiwa nehama dzake nekuti aive ……..

84 85 86 87 88