Tuesday, October 22

General News

March 08, 2024

Zvashata Ku Zimbabwe Hurumende Yoti 200 Elephants Dzafa Ku Hwange Ne Drought So Vanhu Gadzirirai Nzara Iri Munyika Nyaya Izere first Comment

African environmental leaders spearhead discussions on protecting bio-diversity  Story by Theophilus Chuma ENVIRONMENTAL experts have raised alarm over the impact of climate change on wildlife after 160 elephants died at Hwange National Park last year.             Dried-up drinking panes characterise the aftermath of extreme temperatures triggered by the ever-changing climatic conditions.   The African Wildlife Foundation (AWF) says climate change is a crisis unfolding.             The AWF chief executive officer, Mr Kaddu Sebunya said, “Climate change is a real threat to the survival of wildlife and even now, we are witnessing a very huge threat both on the natura

March 08, 2024

Seh Calaz Voti Holyten Anotopisa Kukunda WinkyD Voti HOLYTEN Million Views In 2 Weeks Gafa Ma 24k Viwes Zvinhu Zvine 10 Years Pashata Nyaya Izere first Comment

Handina chandambotaura inin... But ndrikungokuratidzai kuYutube kwaWinky😅Handina chandambotaura inin... But ndrikungokuratidzai kuYutube kwaWinky😅             Siyana naWinky nd concentrate with it career iwe naHolly why muchidenha munhu asinga kudenhei? Pane pawakamboona winky wacho achitaurisa zvamunoita here atori bhoo akadaro chero akaita one view hez fine like dat xem......eish kurai mhaniAaaah ndiwe Calaz wandoziva er wangu kana uriwe siya nekuita zvisina basa coz isu             tosupporter iwewe siyana nevamwe vanhuKana zvekuimba zvapera nyarai bambooHaha Toda kukwanirwa iwe saka holy gumi urikumuty angaita baba here iwe baba vako vakafa Vasina Mota iwe unayo though Iri yekupi

March 08, 2024

Nhamo Chaiyo Zvinoshamisa Zvinotyisa Give more Chivhako Ouraya Mukadzi Nekuda Kwe 10usd Nyaya Izere First Comment

We have reasons to believe this is the man we are looking for wekuurayira sister yangu $10 help us find him make him trend ribatwe😭             We have reasons to believe this is the man we are looking for wekuurayira sister yangu $10 help us find him make him trend ribatwe😭Justice for you sister 🙏 zvinorwadzwa kurasikirwa nehama mafiro acho anorwadza kani Tinovimba nekutenda kuti muurayi anobatwa chete             Him King We Moyo pekutanga ndatomboona sekudaro ndikazoti regai ndinyatsoverenga because zvanga zvisiri kumaker senseHim King We Moyo pekutanga ndatomboona sekudaro ndikazoti regai ndinyatsoverenga because zvanga zvisiri kumaker sense

March 08, 2024

Aleck Macheso Chibaba Chesungura Ochema Nemufaro Apiwa Benz GLE400d Ye 140 000 Usd Nyaya Izere first Comment

Businessman Sir Wicknell gifts Alick Macheso with a US$140 000, 2022 Mercedes Benz GLE400d (Premium Plus).👏 #Macheso           HALLO FRIDAY...Congratulations to the man himself ALECK MACHESO ALE ALE ALE and the orchestra mberikwazvo... Please go to EXQUISITE DEALERSHIP and see Victor your new and beautiful 2022 MERCEDES BENZ GLE400d (PREMIUM PLUS) is ready for collection...Thank you for your immense contribution in the music industry and the entertainment at our Zanu PF rallies               throughout the years. Your efforts entertaining us supporters at our star rallies is most appreciated...Ndimi makambo imba kare paye mukati UNE MOYO UNE RUDO NE VAMWE      

March 06, 2024

Mazimba Ku South Africa Dzangove Nharo Wellington Uyu Auraiwa Nema XHOSA Kupiswa Piswa Nyaya Iyi Ma1 MHSRIP

Mukomana uyo akapiswa nezuro ku Cape town Newrest Wellington vazhinji vanomuziva nekuti T one vanonzi vakarova MaXhosa anga abira mumwe           mukomana wekumusha phone matsotsi akabatwa two vakafa one mupenyu so iye ndiye akazivikamwa akabatwa zuro akapiswa nevamwe matsotsi akasara aya.Be safe ku South Africa vazukuru.               Kana uchiona mapurisa ne gvmt vachitya kubata mamwe matsotsi then iwe kwere kwere wekwa kitsiyatota woda kuda kuvavhiringidza hadzibude .muno vakada kukusecha just surrend votora zvavanoda wopinda nedzimwe to save your life

March 06, 2024

Zimbabweans Ojamukira Kikky Na Tytie Mave Kuzotisemesa Muchikweshana Ne Teethbrush One

Zvine kakusemesa izvi kunyangwe hangu Mwari ari mufudzi wanguZvine kakusemesa izvi kunyangwe hangu Mwari ari mufudzi wangu             Mukusema tutubrasho koblambi nemuromo zvirikuvhura hombe kunze uko. Varume venyu vakutoisa vamwe varume kumanyowa               Vamwe mukuti zvikusemesa asi varume mukungoshare wani vamusingazive vaswerepi naniDananai chero kumamirana zvenyu imi umwe wodhotera mumwe wochingidzira namaoko bhoo itai yamada chikuru kufara kwenyu

March 06, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Ketina Oburitsa Ma Audio Tete Mildred Vachiti Ndirikuda Kuuraya Maitt zizvi Zvabhowa Mafans Akati Eheka Vanga Vakatsamwa Kubiirwa Mari Yavo Iwe Taura Zvako

Stop acting Saint because muchazonyara magogo I say I record for a livingJust wondering zvangu kuti nyaya iyi ikaendeswa ku court, Tete vanenge vachizopomerwa mhosva ye attempted murder here or WISHED murder?             Feli akapusa anoda kuuraiwa kkkmaiudzana mukunaka nemiwo.tete makazungaira maiva matoda ketile zvekudaro nanguwai.munhu wamakasanganiswa kuburikidza naye feri wacho fumurwai makadzungaira itogwinyai kufukira clovesHandioni chakaipa pakugadzira munhu                 akurwadzisa, musatambe nekudyirwa 30ks vatori nani vangoti anoda kuurayiwa vasina kuzouraya. Ini ndinotokufambiranhaka uchafa nezhara iyo saloon yakanzi inokupa 2yuro,apa zvepano zvabva zvachinja

March 06, 2024

Zimbabweans Haasi Kufara Na Chaplin Phiri Mufundisi Rudzi Anodai Kuda Kutobiira Vanhu Iye Ngaaite Zve Church Ne Zanupf Izvi Osiira Ana Maiit Zve Chitsotsi

Mufundisi hwayi iyeyu 🙌Hapashaye chituta chino joiner ipapa, ava Mai ava vadiiko kungoramba vachiita zvavaiita havo zvekuparidza vozopihwa Thanks offeringLety Precious Penga come and see woo dai vazongoisao chero tomato sosi oisa 500g yomunyu                 Ava vanenge vatori ne rough uuumm tambai megaHakuna munhu akazungaira semunhu anotamba maround especially aye anenge achinzi pane joining fee.Muri kuda kundiudza kuti munhu unosvika pakutadza kusevha mari yako wega wonozvitengera grocery rako usina kuswerotambiswa zvimaround zvekumama izvi??.               Kutoita loss uchibhadhariswa nejoining fee pamusoro kuti utengerwe bhokisi remacolgate nemasunlight.

March 06, 2024

Madamboss Sister Vopindura Maiit Mushure Nekunge Vanzi Uri Doctor Wechiiko Iwewe Voburitsa Na Certificate Ese Kubva E Grade 7 Ne ZJC

I work quietly and do not make noise. I protect where my bread is buttered. I made a decision to protect my projects after realising that - they will not attack what they don’t know. “ Beauty with Brains 🧠!” 🦉🦉🦉             🦍🦍🦍It’s not everyday were I win. Sometimes I lose too, when I don’t get it , I know it’s not for me. Ladies, don’t give up when you don’t win.  Mass communication is a passion - passive income is good but satisfaction comes from passion.  “ Beauty with brains 🧠!” 🦉🦉🦉 🦍🦍🦍PaArea 60 ipapo- The award goes to The Queen of Peace.✌️ Unstoppable. Another reminder that “ I am beautiful and I

March 06, 2024

Pashata Zuva Habane Oti Siyai Naitt Iwe Remaziziso Dr Wekupenga Ndichingoita Mapepa Angu Tiri Kuuya Ne V11 Ra Dzabu Panenyaya Hombe

Hatidi vanhu vane rusarura Ganda pindurayi munhu wose😎Stop bhulin’i uyo zvaikozvino akamomotegwa. since wava neSimba rekupindura vanhu these days maglobo dovuya ugwe neni ndikutsvaka relevhenzi. YeMarasta haiperi               Ndosaka achinhuhwa hudzi🙄🙄 panhau yamaiDzabu akandisvota. Apa achiti kunyengerera Piripirikison🙄🙄Sunshine gara pasi tanga wauya nesekisi tape yaMai Dzabu totangira ipapo.               Wakati wakamirira azvare iyezvino Dzabu akutofamba akatovhura creche asi nanhasi chabuda hapana.Zinhikwi.anopenga uyo..akuti kana ma paper aita ndipo paachaunza v11 dei tape iripo dei akapa chero umwe munhu kuti abuditseUyu ngaadzikame hake kuda kut

78 79 80 81 82