Mary akasiya murume wake akapotsa kumwa poison achienda kuna jenerari, pedzezvo aida kuisira jenerari poison vakapona neburi retsono, saka, the worst person pavanhu 4 ava ndi Mary, ava vamwe they are victims of circumstances,madecisions a Mary ndoakonzera zvese izvi. Woti KUHURA woti kuroya haaa imi, mkadzi uyo adii hake, jenerari ndivo vakatoshinga vaigara nehure en muderer on top, that makes him a soft man, his reaction after Mary's actions nxaaa haana basa, yes pavana toti dai vadzora moyo bt ko kana akavauraya kukaurisa baba. Or kutovatuma ne poison.This man is walking but you can see kuti he is sick after what your Mary did to him so she must suffer alsoNo matter how much you try to avoid kids kuona mai vavo vana vanokura and u
Mu China atadza kubhadhara stonyeni pa guest house mu Eastlea anyadziswa na slayqueen vemu Avenues vanga vakwidzwa Indrive See video
Vanoshanda kuma restaurant please be safe varikubata nezuro vaive paBabel kuMenlyn,nhasi vanga vari kuSandtontip off... i bet its its a Zimba akutengesa umwe muZimba chete....Mazimba mazhinji aiti dai anc yaende DA ipinde ndikati mukuziva here kuti you have permits nekuda kwaramaposa manje honai DA iyaGore rino ma1💔 May God protect our fellow brothers and sisters varikuJoni🙏
Mukadzi uyu akasiya aisa a new born baby muDeep Freezer kwakuenda hake kuClub for three days. Nyika yakusvika kumagumo iyi. Full Story: A 27-year-old woman has handed herself to the police after the body of her newborn baby was found inside a freezer on Wednesday. It's alleged that the woman placed her baby in the freezer after giving birth and went to have fun at a local tavern in Odendaalsrus, in the Free State, South Africa. The body of the baby was wrapped in a tracksuit top and placed inside a plastic carry bag. On arrival, police found the body was already frozen and paramedics certified the baby dead. Police are investigating a c
Team iro rabatwa riri busy breaking into maShops ari around Magaba, Mbare. Wakatarisa maFace avo u can see kuti vakomana havasi kufara.
This dude posed as a doctor at Mpilo hospital and he was outed after writing a prescription that was suspicious. His name is Prosper Mpofu.Mavaona here Dokota Mavaona here Chiremba wemarariya KkkkkkkSo mamwe ma nurse anenge achiti ndi Doctor vapi manje, ah zvinhu zvacho
Star party ya mabrijo ine nharoImi siyayi mabrijo wangu. Problem chete she does not support vamwe cheteRodada zvenhando zimusikana riye nganopihwa na Tawaz😂😂Mabrijo Awana 7100 well done girl Uncle tindo ndanzwa vari mu 64k zvine ropa veduwe