ticharara taona chifuta in Elgringo voice Chakafukidza dzimba Marata shuwa rega Sonja asiyane nazvo. Apa Sonia wacho is following Haddassah wacho ku Insta. Aizivei kuti I small house ye murume yaakatotengera mota .It's gonna be a long weekend Mwari makaita henyu makandiita muzimbabwean handizive kuti dai makandiita wekumalawi ndaiita sei mari yeRent kutongotenga data zvekuti ndichagara pai Mwari vanozivaKwa Wicknel Chivhayo Hazvina Kumira Mushe Imii Regai Sonja Azvisiye Tine sikarudzi Dzatichakupai Apa Aitaura Nemukadzi wa Ed Branson Hadasaa🤣🤣🤣🤣🇿🇼😳😳😳Sir Wicknell's account has shared another alleged chat with musician shashl talking about her incident with Levels Production. 😅Ndosaka Sonja akazvisiya
Wicknel Chivhayo Ofumura Kikky Baddas Ndiye Akanyimisa Madamboss Mota Oburitsa Voice Note Zvaaitaura
Kikky Usatidzikisire Waidya Blambii Yasekuru Vangu Rasta Iwe Video Rako Ndinaroo Hezvo Pashataa😳😳😳😳😳🤪Pride Yenyu Iyi Murikudonha Be Humble
Just a short illness 😭💔 Ari pabasa on his way to Zim , afira muLouis Trichard .Rest in Peace T1Mazimba tapindwa nei chaizvo? KuNew town hanzi kune munhu ari kusupplyer poison .Vanhu vapera kufa nepoison yavari kuisigwa muchikafu .Zuro kwakafa Driver weTamuka bus uyo
Zim police officers need to be more professional , some battles are not worth getting paralysed or losing your life for.Hehehehehee pamushika shika kaapo kkkk kunyanya pana Julias nepana fourth VAMUGONA ..THIS PPLE THEY DNT CARE ABOUT PPLES LIFE...IPAPA MUCOMBI MUNENGE MUNETUVANA TUCHECHE....ANYWAY NDASEKA HANGUaifana kungobvuma kusara chete🤣😂🤣dzazoti chii kwekupedzisira uko pane zvadedzerwa
Ndarohwa Ne Copyright Ku YouTube Na Tytie Pa Class Yandakaita 2 Months Ago Yakanzi Tytie in Court 🙌Haa iih Kids Game Chaiyo See You Maskat The Best Way Yeku Defender is to Attack 👍Kwava kutodhonha kwake haangadiridzire dzinde rake nemisodzi yevamwe mirai muone henyu tsuro kungwara kungwara zvayo asi haufe yakakwira mumuti muchamunzwira tsitsi Bheta wenyu uya Asi tytie wacho mwana wazuka hre zvekuti imi vanhu vese mukuchema naye motadza kumu repotera Nhaimi zvanyanya manjeOne day nezvavari kuita izvi vachavharirwa ravo zvikadhakwa! Apa they don’t work sometimes learn to treat others zvakanaka
Imi kwaita svi vhidhiyo Esther achidhliwa ,ndoisa kupi MUONE , KUNE VAITI HANDINA BeeeECHE , MURIONE ,boys mobva madzidza kudhla beans !!!! HEYO LINK . https://t.me/+3xFqwI7lmac1Y2I8 #Dsclaimer : THIS GROUP IS FOR PEOPLE FROM THE AGE OF 18 years , STRICTLY NO UNDER 18 , I REPEAT NO UNDER 18 .!!!!! #HOMWE_iHOMWE 👏👏👏 MUVAUDZE MUMA MANA UMOOOO , KUTI HOMWE_IHOMWE , HAZVINA ANOPIKISA 👏🙏❤️💋🥰Vhidhiyo raveko , Enjoy ❤️💋🥰😘😘Kuda kusvotesa mai VaKetty vaiti handina beche🤣🤣🤣🤣🤣 Nhasi vanodzvova husvusvu hwe gambi rangu . Ndatomuka NDAKABHIRIDHA🤣🤣🤣🤣
Mazepe wagwara 😢😢 Kana simba rekubaya life button uchishaudha vanhu uchariwanepiko iwe waane musoro une mbabvu kudai? Waifurirwa naParadzai chiwona zvawave manjeNgaanwe mapiritsi uko ko nei vanhu vachimirira kutanga vaunduka kudai vachitadza kugara vangonwa nhaimi
Madhumbe hanty aiti akati akachinjwa basa ava kuita rewashen from kuvana? So munhu akauya pavana akamuti ko sei muchienda pafb telling people kuti ndakakutorerai basa musikana iyeye ndokunoudza murungu about zvese so murungu haana kuzvifarira zvekubudisirwa his house in social media so akabva anzi tichakubokira hotel for 2wks uchigara ikoko then tinenge tichiri decider todii newe iye madhumbe akabva aramba and resign from work so ainge akapihwa 1 week kugara pamurungu ipapa asingashande saka kusabatika ikoko either murungu reported page or akanzi delete zvine chekuita neimba and voices of my kids saka haachashande haachisina pekuitira content for now Ma1 shaa.Atori mubishi rekutsvaga basa plus room.Haaa &