Arrest Warrant For UK Based Zimbabwean Music Promoter KayCee Kudzaishe Chipadza Issued Update ya andile wekwa Kaycee. Saka sis melly var kuti pana mupurisa amuphonera kubva Ku South Africa Nenyaya ya andile Melly akatiudza mazuva apera kuti andile sends Ku police to report akanzi adzoka mangwana sons captain nekuti nyaya iyi inoda vakuru. Andile akaenda kunoona captain zuva rekutanga akavashaiwa akadzovaona the second day captain Ava. The following day yacho andile met with the captain vakagara pasi with two other female police officers. Andile uyu akanzi na captain chitipa police case number apa Sisi Havana. Zviri kunzi andile aifanira to open a case Ku UK kwete zvakaita kuti just reporting asina kuvh
Vachengetwa mutumwa inyasha idzi chokwadi varerwa sana Abraham happy birthday to you Mutumwa
Chavo kupisa tsitsi chete nekuda kupiwa😂🙌Ngavachishanda cos havarambe vachipiwa, zvo expire izvi.....zvekuti ndiri kupisa ndakapera ndezvimwe hazvishande.....manje manje vachadzima.....zvekutosaonekwa vakuita sesu toita 7 likes 300 viewers mirai muonekaZve skit vachiri vadiki akambozama riye rembavha kupora kwacho hakuna mbavha yakadaro
Garry Mapanzure Wife Arikuchema Murume Wake Akafa 2months Ago Zvinorwadza Kuita Shirikadzi At 23The Late Garry Mapanzure Wife Arikuchema Murume wake Akafa 2months Ago on her instagram page
Sis Holykreations tsiurai mumwe wenyu I know hamuzive ndozvaanoita. Mutsiurey murudo. Amen 🙏Kana usina mari hazvikutadzise kudiwa or kuve close nevanhu asi kuzoshandisa vanhu kwakashata. Nekuti vekunze vanenge vachitofunga urikuita zvihombe iwe usina chaurikuita. Usape vanhu hope usina nekuti mumwe munhu anenge atotemba iwewenenhema dzako. I thank God I stopped relying on promises otherwise unogona kuzochema. Musazviitire vasina second option. Takatendeuka Asi I hope shoko rasvika. Mwari ngaakuonese kuti urimunhu mukuru akupeo nyadzi. Tinotenda 🙏.
Asi zvinomboitwa nevarume so ka i.feel sry for mai vaye vakaroorerwa uyu kungoti kuuraya imhosvaHandina mwana anenge tamha mutasakonyo Hidza😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Kasong kenyu kwini twunenge twezanu hatubude mumusoro manje aka😂😂😂unonyadzisira pavanhuNhasi zvangu ndoswera ka song aka kachingoimba mu brain 😂😂😂Hidza hauna zvako zera naqwini gara pasi🤣🤣🤣🤣🤣That was before she got married though relax baba Tanya
Murder suspect Ezekiel Chibvongodze appears in Court A Marondera man, Ezekiel Chibvongodze who allegedly murdered his wife and son in cold blood and has been in remand since July was back in court yesterday. Chibvongodze appeared in leg irons and could not stand in court after approaching the dock. He started singing and knelt before requesting to pray. He was removed from the dock and remanded to the 29th of October 2024 pending medical examination. In general if a suspect is deemed to be psychologically unfit he or she should be examined by three Government doctors to prove insanity.
This is insane. Ko vabereki why did they agree to being denied access to their sick child. If it were me muchindirambidza kuona mwana wangu topedzerana. Hakuna mubereki anorambidzwa kuona mwana wake sick or not. This is evil. I am having a panic attack right now am also a parent. I can't breathe properly. This is very disturbing.Faith Mukodzani zvakaoma muzvikoro mazuvano makutoitwa zvihombeTaura hako misodzi yangu iri kuerera as l write so bad kurambidza parent kuona mwana ari kurwara hey apa my kid wanted to go there next yr for form 1 haaaa ndapindwa nechando MHSRIP. Hope the authority shld investigateNo matter what as long ndiri mai or baba wemwana any time ndinobvumirwa kuona mwana wang