Sunday, May 11

General News

October 29, 2024

Dj Olla Havanyengerere Vopindura Tinashe Mutarisi

Ollah hanyengereriMhinduro manyama β€œit's a matter of time β€œβ€¦ndosiya zvenyu vaMutarisi ndoita zvangu 🀌🏽sure mungaudze nyika yese kuti Ollah cgghhkkk         Landlord vavachivavaShow dzako dzototadza kufamba zvaunoda nekuti pane vasingade kufumurwa wakabva kure ukuenda kure...kana zvepamapendi zvaramba God will open doors kumwe.itira chero mumba mako zvinganetsa izviZvekuti uchazoita pako ndezvako izvo,for now appreciate We waiting for you to bring it home.           zvawaitirwawo nemwana wevamwe,murimbitiwo tym tym team rinosimudzirwa imi,hamutende..Mhinduro manyama it's a matter of time ndosiya zvenyu ndoita zvangu 🀣taibata mkuruπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ€£ zvakaoma pafamba kamhepo kasiko

October 29, 2024

Zvinorwadza Izvi Kudzanai Murume Wa Lolisha Ashaya

Kudzie zvakaoma. It's true lolisha husband vaita accident he died on the spot with his mother lolisha akuvara too bad. Information yandanzwaZvskaoma         ndarwadzirwa πŸ’”Ndamerera this is life is too short guys mmmmHaaa nhaimi ndazomziva πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’” ende arasikirwa uyu aive zirume shuwa

October 29, 2024

Vakomana Veku Chitungwiza Ma Armed Robbers Abatwa

Vakomana vanga vanetsa nemaRobberies paChitown avo, vabatwa , now @ Makoni police         Tese tiri kunetseka nelife but hauzoraure mu fish pond mangu,enda unobira ma politician ane mazimari ukpTiri kuzviziva zvetuma honda fit turi kushungurudza vanhu muChitungwiza,tunenge tune vakadzi pa front ne varume kuback,ma net takateya chasara kubata magwaya.

October 29, 2024

Zvinorwadza Varume 5 Vafa Kwamutare Mushure Mekunwa Mushonga Wekusimbisa Nhengo

FOUR men died last night after ingesting a deadly concoction made with poisonous aloe vera in the diamonds-rich Chiadzwa area. The victims, identified as Joseph Myambo (45), Robert Muchawaya (28), Brighton Gwenzi Chibhoso (27), and Kudakwashe Marambire (44), were confirmed dead at Chiadzwa Clinic, where their bodies were taken. Two other men, Munyaradzi Mutande (25) and Jacob Matambo (27), who also consumed the concoction, are battling for their lives at Mutambara Mission Hospital.             Police confirmed the tragic incident, saying investigations are in progress. When The Manica Post visited the area this afternoon, police details were awaiting colleagues from Mutare CID Crime Scenes who were said to be on their way to a

October 29, 2024

Pokello Oshamisa Vakawanda

Handisi kuti chii kana kuti chii, ini handina mari hangu asi ini ndiri happy kudarika vanhu avo. πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Money can't buy class...Ghetto Grannies or zvimaMbuya zvemuGhettoOnce your daughter or son is of dating age waato granny😁         Don't come for me nditori magogo chaiye zvangu ndiri MiL of 2 Tisu maglam mas😍Wig na wig. You gold diggers and grannies too.i wiil bring it where is your work place or rather offices. Not home kuchegotsi workshop         β„‚π•™π•’π•œπ•’π•Ÿπ•’π•œπ•šπ•£π•’ π•π•šπ•—π•– π•Ÿπ••π•–π•”π•™π•–π•œπ•¦π•₯π•š π•žπ•¦π•Ÿπ•™π•¦ 𝕨𝕖𝕀𝕖 π•’π•”π•™π•’π•«π• π•Ÿπ•˜π• π•šπ•₯𝕒 π•˜π•£π•’π•Ÿπ•Ÿπ•ͺ ,π•–π•§π•–π•Ÿ π•’π•Ÿπ•– 15 οΏ½

October 29, 2024

Baba Tensen Nhai Mwari

Marriage yemurume uyu yaputsika,ndanzwa live yake ummmmmm guys varume varikupindana nezvakawanda mudzimba umuπŸ’”πŸ’” haisi nyore murume kuzosvika kunomhan'ara kupolice😭😭Baba Tencen

October 29, 2024

Aya Ma 1 Zvakaoma Hazco Kuita Tsaona Ka2

Unenge wakaudzwa chiporofita chekuti mazuva ako ekurarama ave mashoma, uchauraiwa either ne Accident or Gunshot ...A few days later you have an accident you escape death ..Then you realise the seriousness of the matter             then your mother and your wife tell you let's go to church the on another day...So your mother and wife are on the way with you to church the a bus hits the car you been driven by your wife and your mother and yourself Die on the spot.....         The definition of nguva inenge yasvika and a definition of mubereki anomira newe despite everything you would have done in life...   REST IN Peace Kudzai Keita and your Mother   I pray your Wife survivesHazvis

October 28, 2024

Manager Wa Holyten Oti Saintfloew Anofamab Nekamota Kane Biscuit Achidyirwa Mari Na Tinashe Mutarisi

Zvaindinetsa kuti sei Saintfloew achifamba nemota ine Biscuit iye ana MutarisiπŸ™ŒπŸ˜‚ santa katori kaparty time job kaMutarisiMusic is business and kubasa. Many talented artists have tried to do it alone and haven't made it. The artists brings his talent, the label brings in their resources, influence, industry expertise and marketing, management           and guidance. The problem starts when there are profits and the other feels they are the sole reason for the success. What's important is having an agreement thats reasonable and advantageous for both parts. Many artists with immense talent have failed coz they lacked sponsorship, management, marketing etc. And also many labels have lost money investing in artists too. Both will be taki

October 28, 2024

Tinashe Mutarisi Otaura Zviripamoyo Pake Vanoda Kupinza Saintflaw

Main objective ye this post ndeyekupwanya Saintfloew.          Ma heights akwirwa naye havachamagone. They are trying by all means to put him and his team down kusvika pakutsvaka nema convicted criminals ari on the run to help their case.          It’s not going to work! We are dropping another Delroy song soon. 🫢🏾

October 28, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvakonzeresa Eddy Fresh Nemukadzi Wake

Tragic Loss: Eddy Fresh and Wife Pass Away in Fatal Accident   It is with profound sadness that we announce the untimely passing of Eddy Fresh and his wife, who tragically lost their lives in a fatal accident.Havaimbofa vega panebanga kwarakabva😒vana vadiki vanosara dzavanherera veduweee zvakaoma hazvo satan aripabasa πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­         Our heartfelt condolences go out to their grieving family. We will share further updates as more information becomes available.Simbiso Zvitambo introduced me to this family and vakava vanhu vangu zvekudaro family yangu ndaiti sis Shy ndikawana murume handisiyane         naye zvamunoita naBmkuru Fresh today ma decide kuenda mese henyu ...ndiani achati nines

51 52 53 54 55