Kuzvida kana kusazvida ava vanhu vakafanana zvisina kupokanaApa kufanana nabba vake不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不不 chekuudzwa huroja chanyatsorwadza kuti dyoooo mtisi akungotamba tamba kunge huku yadamburwa musoro . Tamba hako Mtisi uku takakubata kuti dzviiii kubatwa panonaka ndokuziva不不不不不不不
Choose those who choose you. Kubva nhasi kumba kwedu takungodya huku dzekwa Terry, toseka majokes Frets Donzvo tobva tongosonerwa na Hatiperi Wacho and then todzidza kuva classy and successful sa Madam Boss. Kana tada zvema day1 tonanga kwa Mama Vee . Thank you to all my social media family for choosing to come to support me P.s picture iyi yaiswa na comic
Everyone is such a big fan. So embarrassing for a whole grown woman to be going around tables picking up name cards just to be associated with me I never sat next to you, never spoke with you and definitely never saw you 鳶鳶. Stay in your lane ! Let alone in your tax bracket samaz Who said I sat next to you imbwa iwe ? I refused to I don’t sit next to dogs get some food uchafa nekuda kuita skinny.We started the week with a high note of violenceKwaibvigwe imi here nhai sisi vakuru, mati manyei unless kana pane information yatisina. TioneseiTendai Muswe
Vajaira dze koi koi hausi kuwona Chero mama vee ndiro dhanzi rachoTiriko Ku Album Lounch Yababa Harare Aiwa Zvinofadza Waziva Ani Apa
Popular Yoruba vlogger and Actor businessman Afobaje has passed away. The news of his death, which occurred on Saturday, August 3, 2024, has shocked and saddened his many fans and followers. Afobaje reportedly collapsed while playing football at Ikeja Cement, Lagos.59 mins ago His unexpected death has triggered an outpouring of grief on social media, where Nigerians from all walks of life have taken to expressing their condolences and reflecting on his profound impact. Read also: Ondo Gov appoints comedian Seyi Law SSA on Entertainment Afobaje was celebrated for his distinctive approach to sharing Yoruba culture through his vlogs. His abil
Evidence Chihera Nhai Mwari Mamurwadzisa Musikana
its not easy maZimba kugamuchira but you take a good stepPreparing ourselves for the second coming of jesus Christ 休休休休付m sure it was not easy from jiti to gospel..well we will support uWow chokwadi God's time is the best...I'm proud of you my brother haungambotadze kuchema Nyasha dzaMwari dzakanyanyisa 唐唐唐
Mafunga kudzoka kuvanhu Ka Moana ma views akudonhazvobatsirei kuita 1million followers uchiwana 23k views ...Tambai nevamwe zvakanakaTytie na Makoti zanganisai ma skit enyu NE Shona English yenyu hazvisi kunakidza ..Nyathi family vana Ava content yenyu itai muchichinja vanhu vanotokunzwirai henyu tsitsi imboitai zvima Games zvekudya zvekutamba Muchiri makatonhora vapfana vangu shandisai mukana uyu wekuti ana Tytieee varikutizwa NEMA zimba makatonhora vapfana...Potai muchitaura nevanhu mu comment section hamusi ma celeb mhani musingadaire mafans enyu ndoita senge ndichakuvharai nembama hamuterere....
Kuti zvingadaro vachibhishurana hre Ukaona zamu raremera bhachi resutu ziva kuti pafamba makiromita
South Africa’s main opposition party, the Democratic Alliance (DA), has urged the Southern African Development Community (SADC) to move its 44th Summit from Zimbabwe. The DA, which is part of South Africa’s coalition government, made this call following the Zimbabwean government’s intensified crackdown on democracy activists. South Africa’s main opposition party, the Democratic Alliance (DA), has urged the Southern African Development Community (SADC) to move its 44th Summit from Zimbabwe. The DA, which is part of South Africa’s coalition government, made this call following the Zimbabwean government’s intensified cra