Ruth Achitaura 11 Months Ago Kuti Hupenyu Hakuchisina From Doctors πππ³π³π³π³
Chihera ndati ndikuudze kuti last time live pawakatuka mb urikuzim wakabva wamamiswa .wakamamisiswa nehure rekwaNgundu iri .and they put the blame on feli.nhasi dorine arohwa , chipo akapazirwa shop , akarovesa mai tt akanorova hure ra Ngoni raanemwana iro .uyu imhondi rimwe boys raakatuma tikuriziva .akarova vanhu , boys racho rinobva rati tatuka namai tt kuti tikurove sezvakaitwa Chihera .
Ruth andirwadza πππ Baba vake avana kumbofara paakazvarwa cos vaida mwana mukomana. Ane one year six months Mai vake vakarambwa kuchinzi wazvara musikana iyeyu Ruth. Ane two years or so akanosiiwa kumusha nagogo Mai vamai vake. Mai vacho vakuita zvehucross boarder. She stayed kumusha nagogo achidzidza ikoko kusvika Gr 6. Mai vake ndokuzomutora kuti vagare naye kuHarare but aitosiiwa ega because ivo vaiita zvekunotengesa kuSA iye achisara pamba pasekuru ,baba vamai vake paivaigara , paive nedzimwe hama. Mai Ruth vakazowona kuti mwana wasn't coping well ndokurega zvehucross boarder ndokudzoka kuzogara nemwana kusvika anyora Gr 7. She passed ndobva vamuendesa kuboarding, achishayirwa fees achimbodzingwa achishayirwa
Mhuri yeZimbabwe Ruth atisiyaππ π Nigel Makono andifonera achiti Ruth atisiya May your dear soul rest in peace my girl , Wakarwisa Ruth asi zvaramba Will forever miss that smile nekushinga kwawanga wakaita Nezuro after visiting you l kept on praying hoping kuti zvichaita but zvarambaπππ
Kuchitungwiza Unit C Kwabatwa Mbavaha 3 Dzechikadzi Dzine Pfutii Dzichibaa Vana Nemari Vanga Vatoba π³π³π³π³π³π³πΏπΌ
Joey Waiziva Zuva Rekufa Kwake Waiziva Pakanuna Mari Ndiye Akavhura kU UK π¬π§ Kokuchinja Zita Kuti Ruth Hwara Aba Mari Yese Vaiziva Seiko Ana Mai Ruth π³π³π³π³π³π³π³π³π³π³zvofumurwa
Iwewe idya easy kukitsi family takanzi tisaku adrese.ziya huchibhasikoro hwako kuvana vadiki.Dokotera wekumama.kudzidzisa vanhu kuti hee unotsemukira mudhidhi dhodho roinda papent.π€£π€£zinin,ina rako rikuitawo zviskits zvekusura kubwerudzàaa kusurira camera.ku advertiser matuzvi nekusura.muri vekumama henyu hamutyise.hakuna boss anonoumburuka mugomo nezvihembe zve car kee achimbira hugamba hwechihure rinebanga pasi peziso Maideyi chembere yaguma ura unerusvava.waona Dema her kidz comes firrst.waona mwana wake achidya akatarisana nezi tv mu all white paDema.yako hama ichiswera mubhodho nemugomoπ€£π Akahurawo mwana wani kudhabhusitori zvikasvika kuDema nekuno Joza.mwana wababa kambucha chaiye atrenda kukunda kagango ako kuti
Hie please hide durahall ramai tt ratungwa nemombe nhasi masikatiI think mombe iyi yatumwa nemunhu chetePeople are going through a lot out there.I hve a frend asanganawo nesimilar problem..i think zvipfuwo izvozvi zvakuda discipline
Kana akanzi arikuenda ku Jeri ndiye anoenda kwete PassionSo zvekuti I bro ya Java zvinebasareyi ? .... Passion takes care of him .......if Passion is a thief ngaasunhirwe nyaya dzake not dze bro yake . Zvekuba ndezvake izvo. ... we can't be crucified coz of our sibling's actions ....
This is nolonger funny Eish ……guys tambai zvakanakaDai vamutsikinya chaizvo kunyanya ziromo rake raanorembedza achituka vanhu rinenge be** remombeHaasati atanga kurohwa achati orohwa hake iyi inonzi warm upThis is nolonger funny Eish ……guys tambai zvakanaka