Monday, November 25

General News

August 18, 2024

Gogo Murata Voti Mukadzi Wemufi Ndiye Anopiwa Chema Pliz Isai Pama Dteails Angu Not A Felistas

Pakafa amai vangu my close friends gave me chema coz I network yangu kwete yababa vangu .Madetails agogo Murata ndoanofanira kuiswa ndochirikadzi ..iwe uchazoisa asekuru baba Priscilla kana vaendawo kwamupfiga nebwe...Cat family is the dumbiest and stupidest family on earth!!           Maiti tietedzere culture inoti mukadzi wemufi ndoanopiwa chema kwete Giribhet;Elizabeth masocha;international thief felidhongo or Thom jones ava vatova kuita zveumbavha taking advantage of the situation at hand..           Isu tiri madectactive epafacebook takagadzwa nevanhu.. Kunhamo mai bwanya and church ndova sponsor zvese isvo sviri kugwa nephoto shoot kuti ibude zviri sweet chete...Justice for Gogo Murata ...!!!

August 18, 2024

Maihwee Nhai Tenzi Mbuya Murata Kwaita Bongozozo Vatorerwa Mari Yese Yechema 3500usd Hayaa

Mhaiwee shoko randazobata izvezvi hanzi Gogo vanzi mosofa abruno i3500 usa saka yechema ndopiwa kureplacer masofa nema curtain cause ndakubvisai nyadzi enyu aiva asvuuka rekizini             Ndakamabvisa ndini ..Yuhwi Yuhwi Justice for Gogo and family woooo.....yuhwiii kamuchachi usadaro zvinhu zvekutaurwa panhamooo here vanhu vachichema ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ญ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ญUya uya hazvishamise cz akafumuka kare, ndosaka akazodzingwa panhamo yambuya vake.

August 17, 2024

Madamboss Sister Fungai Opembera Kufa Kwa Baba Va Maitt

Majaira kusataura chokwadi. Kuda kunzi good good for nothing. Kamuchacha atandituka kuti “unoseka Aids yangu vai vako zvavakafa neAids wani?” Why was she bringing my late mom into the fight and why was she lying about her death?         Ndozvinoita hupenyu. You will taste the medicine of your own ridicule.Vakwasha vekwaMurata former and current- gadzirai WhatsApp group rema Donations. Mukadzi wenyu akanditukira guva rababa vangu. Nhasi zviri kwenyu. Kamuchacha ndozvinoita hupenyu. Chemesa Kamuchacha.

August 17, 2024

Pashata Maitt Vabhogomorwa Kurufu Kwababa Vavo

Felistas akatuka mabhonzo amai vaTinashe ...Akatuka mai vatyra musi uno uyu vakanzi vanga vari pabarika vakafa neaids kwaNgundu...Akatuka mai va Memo musi uno uyu futi achiti vaikechesa 3dollars.Zvikanzi memo musoro ndiNicodimus ;makambu             ndijohani..Akatuka mai vaOlinda vakafa achiti vakahura nemukula vakazvara mukalad dunhu..Akatuka Baba vangu ini Hunidzanaiwa vakafa Kare kuti vaiva hure vakatunda Ngozi  ..Akatuka Patricia kuti akaita mwana nababa vake !!!So what so special about her the list is endless saka ndikoko!

August 17, 2024

Hazvina Kumira Mushe Kurufu Kwa Sekuru Murata

MBAVHA YAURAYA BABA NESTRESS!! #ALutaContinuaBusy nechikomba Nema court baba vachitandadza hauna kana kuita last minute nababa nekuda             kwezemo kamuchacha Fokofu!!!musi uno aituka memo kuti Mai vakafa nehuroi nechihure...wats so special Abt kiti...auraya baba nemhiko dzake Aluta continue!!

August 17, 2024

Maitt Nhai Mwarii Muraa

VaMurata vatisiya ๐Ÿ’”๐Ÿ•Š๏ธ๐Ÿ•Š๏ธ๐Ÿ•Š๏ธ๐Ÿ•Š๏ธnematambudziko mai ttAh shame, I hope some people can swallow their words .           Uchaona vamwe vachipembera. like banga. Vachidya sadza mumba mavoNhasi ketina ñebitterness family vachafara zvekuti nekuti nyana yavo yazoibva

August 17, 2024

Kwa Maitt Kwafiwaaa Nhai Tenzi

Shame vakaita stress veduweVaMurata vatisiya ๐Ÿ’”๐Ÿ•Š๏ธ๐Ÿ•Š๏ธ๐Ÿ•Š๏ธ๐Ÿ•Š๏ธnematambudziko mai tt

August 17, 2024

Regina Nhai Mwarii Ngazvisadaro

Makandibirawo   My condolences to the family ya Regina ZW comedy and friends ashayikirwa namhamha vake chemayi netariro my sister tinoti ngavazorore murugare๐Ÿ’”๐Ÿ’”               moda kuti ndiite sei veduweKutoona email yakanzi pane arikuda kuchange password ini handina kana kumboda kuchinja

August 16, 2024

Breaking News Moreboys Great Hope Oti Ndichasungisa Mai Ruth Nevese After Burial Zvandakauta Ana Tytie

It’s a very and difficult moment for everyone.I know there are people who sacrificed for her .           I am pleading with everyone to be calm for now.We want this young lady to rest In peace .           After the funeral we going to make sure that people are arrested.   We will ask ZAC not ZRP to investigate the case

August 16, 2024

Zvakaoma Mukadzi Uyu Anonzi Mai Noku Akatombomhanya Mushini Kupenga Sister Yake Finally Speaks

This is really sad guys๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’” So hanzi this lady is not okay akatombopenga kutodya mumabin chaiko. Imagine hanzi she was doing well for herself abva dzangotanga kurasika so ahana kuzomboita mushe.             Life๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”I know her anonzi Noku,anomboita bho.anga ari wemustreets and then got married,anotopfeka uniform yemethodist ipapa but zvikabata anopinda mumastreets

43 44 45 46 47