Sunday, April 20

General News

November 27, 2024

Tine Hurombo Manager We Nyathi Family

Tinehurombo hamadzinodiwa kukuzivisai kuti Page ra Manager wedu Mr Marambire ra Hackiwa ta receiver call 📞 izvezvi wachitizivisa sekudaro       apa nekwatanga tari ne program dzedu zvinorwadza so musashamisika mukanzwa mukaona kwa postiwa zviri off topic ndozvawepo hamadzinodiwa Page ra Manager hakuchina

November 27, 2024

Mukuru Wehurumende Minister Vanga Vada Kachimoko

Mukuru we hurumende yeku Kenya asangana nomwana uyu zvikanzi ndawana ka sweet 16 kangu ndokuenda nako ku hotel kwaazondosangana namashura aya         Kutaura kuno ka sweet 16 kasungwa katori mumaoko ama purisa   Be careful out there, people are now doing swap and top on gender... Wapusa wapusa is manifesting

November 26, 2024

Zimbabwean Lady Opondwa Ku Botswana

FROM INBOX | Good morning. Pane a Zim lady who was rapp....ed and kiII...ed in Botswana, so awanikwa zuro mutumbi washata so police yeko yati munhu ari kuvigwa nhasi and hapana kana hama yake yabudikira ,phone ane chimbudzi .   . no pictures dzawanikwa mumba ,hanzi atitengesa mabhero so mari yose vakatora vakamu sunga nehand bag rake. I took a screen shot with my phone please don't post as it coz pane face yemwana thank you.

November 26, 2024

Nyika Yashata Iyi Mai Votengesa Mwana Wavazvara 180usd

Nyika yashata iyi. Ndipo patave apa. Kutengesa mwana mucheche for US$180🙌🏾 | A 17-year-old Harare mum and her mother connived to sell a newly-born baby for US$180 in a chilling case of illegal adoption which highlights the darkness of that underworld.   The mother of the child’s name has been withheld although she used the name Nobuhle Sibanda in the stinky deal. Her mother’s name is Evelyn Zisengwe.           In January 2024, the two connived to sell Nobuhle’s nine-month baby to Dion Tore, a dealer in the underworld whom they had met on a WhatsApp group called Sora ne Miti. The three have since been arrested and yesterday they appeared in court to face human trafficking charges.      

November 26, 2024

Vakadzi Vopondana Nenyaya Yemurume

Aizveeee 😬🤣🤣🤣🤣 inenge ichinyanya kunaka zvakadiiko kuzosvika pakutsondana kudai ,chiikoAizveeee 😬🤣🤣🤣🤣 inenge ichinyanya kunaka zvakadiiko kuzosvika pakutsondana kudai ,chiikoMagonesa vanhu vakabatwa vanoita manyemwe siyai vatsikane kusvika vaneta izvezvi           kamunhu kacho karikurwira chemukati chaicho hapanaAvo varikuokera avo vakaoma havo. ' anenge agwadziwa anotaura tobata'Zvekupenga izvi,, apa rume racho ririkurwirwa soo irombe zvaro,,kkkkkkk ,,Ko barika rakabvumirwa wani kana achigona kukuchengetai tauriranai mugare meseStatement rekuti varume vanokosha ikozvino🤣

November 26, 2024

Car Dealear Mukuru Munyika Asungwa

Flashy  car dealer arrested for 'stealing luxury vehicle from car wash'        

November 26, 2024

Chivhu Road Serious Tsaona Mukomana Ashaya

A Timboon Coaches bus collided with a Honda Fit along the Chivhu-Murambinda road in the afternoon. Tragically, one person in the Honda was confirmed de@d at the scene.      

November 26, 2024

Kunbare Vajamukira Zvavoo Ma1

Mbare is a Zanu PF stronghold. They love it very much.Panoto buda munhu apa achidaidzira kuti 2030🤣🤣Imagine mbare itori stronghold constituency ye ZanuCrime against humanity ,perioduhmmm ini hangu i would prefer kunogara kumusha 🤮Zimbabwe ine zvitunha zvevanhu kana mazogara         zvekuti ukatarisa munhu unoti dzakanyatso kwana hre unozongo pedzesera wazungusa musoroAchitoridza mai welly mukati imomu kkkSouth Africans don't own their land but vakabatana and kana vakazvifunga kuti hatisikuda kujairirwa ne gvt they will act upon it... hakuna       freedom inouya nebepa ne pen as many Zimbos think kusvika tazoziva kuti yakauya neropa n the same must happen if we going to attain our freedom back as a ppl coz it's t

November 26, 2024

Todd Maforombo UK COS Osungwa

Can someone pls tell Todd Maforimbo to get in touch.. I have some concerns here. Someone called me crying..Uyu ngaasungwe hatinei naye..   Handiti akamboda kutipiringisha

November 26, 2024

Breaking News Vakapiwa Mota Na Wicknel Chivhayo Voita Accident

Harisiro rakapiwa mapostori nachivhayo here iriKo raitsvakei mumunda mevanhu? - Bus accident in a maize field, | WHERE WHEN WAS THIS? | Picture: social mediaKufamb         makarimwa drive ndimadzibaba cht uyuNdichitarisa hangu ma tracks ematire bhazi iri harina kumira zve emergency. It seems ranga richitofamba nemumunda ndobva razonyura

39 40 41 42 43