Dear Family And Friends, Ndawirwawo Nedambudziko Ririkundishungurudza Moyo. Vaviri Ava Munongozivawo Moyo Wekubetsera Vakandisvikira Ndiri PaKwame Mall Vakachema Zvikabata Moyo Wangu Vachitaura Matambudziko Avaive Nawo Semurume Nemukadzi Wake Vechidiki . Zvadero Ndakazovabetsera MeAccomodation Mumba Mangu Mandinogara For The Past Three Week & Some Days. Zvaizivikanwa Nani Kuti Kurera Imbwa Nemukaka Mangwana Inogona Kukuruma. Now Ndiri Kudzoka Kumba Midnight 12:44midnight Ndichibva Kubasa Wanikwe Mumba Hamuna Vanhu Vatiza. Dai Vaenda Havo Vasiya Zvinhu Zvakakwana Ndaiti Hazvina Mhosva. Zvino Vandiparadzawo Vehama Wee, Vandibirawo Laptop Ye Samsung Ne $1100 UsD . Mari Iyi Ndiyo Yandachiti Mainini Venyu Vanga Vari Grade 7 Vazowana Kuenda Form One.
Chenjera kufrier nyemba uchipihwa pressure kusvika pakurasa hunhu uchitambisa garo kuti upihwe! Itai akuratidzei garden rake ne imba yake yeL shape kunekuratidza dashboard remubikirwa.
Sir Wicknell Chivayo’s family members with their brand new ford ranger wildtrax valued at 90 000 usd each.Mr JOSEPH CHIVAYO , Mr WICKNELL CHIVAYO (Sir Wicknell Chivayo's sazita), Mr HERBERT CHIVAYO, DR DAVID MADZIKANDA and Mr Naison Chivayo I have never comment any other post before this my first time . Thank you sir Wicknell everything the joy from your family is bigger than any others
Varume musadaro, 11 years unenge wapindwa nei chaizvo?dai zvichibvira kuti murume wese anobata munhukadzi chibharo mumubise chombo chake menge matibatsira nekuti havazive pavanofanirwa kuchishandisaKOMBI driver lured an 11-year-old pupil into his car and then raped her at a school yard in Ruwa. The driver has since been identified as Uncle Taps. He is said to have lured the pupil into his vehicle after promising to give her some water after she had complained that she was thirsty. Harare provincial police spokesperson, Inspector Luckmore Chakanza, confirmed the case appealing for information that may lead to the arrest of Uncle Taps. “Police are investigating a rape case involving a juvenile at a parked vehicle at a school
A WOMAN almost lost her life after she fell from a moving kombi during an altercation with the driver over her 50 cents change. The incident happened on October 2 at Chikwanha Market in Chitungwiza. Munyaradzi Mapete, the kombi driver, moved the vehicle while Cynthia Guveya was still standing by the door side.
A ZIMBABWEAN woman based in Ireland told her Syrian colleague that she had a powerful dosage of juju which would protect the duo from being arrested and prosecuted as they committed a crime spree in which they robbed six vulnerable pensioners of about US$36 000. Precious Moyo, 38, a care worker, had nursed all the six victims. One of the victims passed away three months after s which represented a fundamental breakdown of trust and she had abused her position in a most appalling way. The crimes happened after Moyo was let go from an agency following complaints made against her. Judge Johnson said the court had to send out a message and it was clear victims were traumatised and their “crime spree&rdqu
📹Mapurisa emuMozambique atorwa vhidhiyo achitsika nemotokari mumwe mudzimai ange achiratidzira muMaputo. Vanhu makumi matanhatu nevashanu (65) vanonzi vaurayiwa nemapurisa kubva zvatanga kuratidzira uku apo vanopikisa vakaramba kutambira zvakabuda musarudzo dzakaitwa muna Gumiguru. (Vhidhiyo AFP)
Kubva zvakaenda mupata family kwaChihoro page rakadzima kuti nhoooooooooTaura hako ..Ma views Ave msashoma vakutopona nemapikicha ekuratidza mupata wakiki Hazvisisina kumira musheKutokundwa ne nyathi family😂😂🤣🤣kumagumo kune nyayaMakabvira mazuva ecourt aye kuti vapera kķkkk iwe ndiwe wakatopera hauna content ukasataura mupata plus kana 1millon view zvayo pa week hauiite 🤣🤣🤣🤣chishuwiro chako bt Mwari mupata haasi wepa facebook anobva blesser daily
Kana musati maisira hama yenyu tomb stone rine bumper hamusati matanga zvekuisa matombo.Chakakosha ndechekuti vari vapenyu waiva chengeta here its better kusaisa dombo but waivachengetaZvimwe zvacho wotorwadziwawo neguva chairo kuti rashongedzerwei aah zvevanhu haungambozvigona shuwa , May her soul rest in peace 🕊️Tiitire mushe wangu chero ukatarisa akabira pa tombstone wotowona kuti Unoda kutiisa pressure dzisina basa kunge zvino Mutsa munhu