Harare Primary School teacher sentenced for bash!ng a six-year-old pupil with a blackboard ruler. Audrey Bayana was the teacher who attack€d the Grade 1 pupil and she was convicted of using a blackboard ruler to beat the child. The student sustained injuries to his right eye but has since recovered. A Mbare Magistrate sentenced Bayana to four months in prison or alternatively a US$200 fine. She paid the fine and was released. Her conviction did not trigger a response or any action from the school’s authorities even though it was related to the severe assauIt of a very young pupil. This has angered some parents who told H-Metro th
Kapfupi ngaaitirwe star party hazvina kumira musheIpapo muchihukura kudero, iye ndopaari kutora Ma US hake KapfupiNyika yese ikuda kutongoitirwa star party hazvina kana kutimirira mushe tese Kapfupi anozowanza ma jokes anogona achito nyepedzera kuwonda hakeUmmm kuonda kwacho akurwara neechavhiii Kani akurambwa ngepiritsi ndaabvunze mjaya kuti akumaona kupi ake
Admin and Cousins..Please help me kutsvaga mhondi idzi dzakabaya mwana wa sis vanhu nebanga last month vakatiza vanogara ku Mkoba 16 Gweru ..nyaya iri kuma purisa asi avasati vabatwa
Povho yazviramba maoko kunge azorwa concealer just to prove a point isipo haaa nikisi 😂😂Ingotengesayi zvisina ku bhasha wanhu anongotengwa Wani zvechibharadzi zvapinda papi imi mose muchingo bleach inga tsinga dze green dzakambobuda pamuri Wani tikatoti aihwa zvanyanya makuzvikwadza zvairewa kuti maiwe bharanzi here ita business risina noise tinokudayi mese and we support you all not kungofunga zvekungobhashana kunge munokwirwa nemurume one aaaFeya hazvisikunatsobuda hazvo tokudai mese asi pamakurirwa bvumaiwo asikana coz aya akulukisa oldMuraa is nyising u 🤣🤣
Kwa Madhumbe The Domestic Worker kuchachemwa umwe atochema kareKkkkkkkk kuchachemewa umwe akatamba Christmas ave muntulessZvimwe zvimagame zvacho ka mmmmmmm zvakaomaMusaunze mapicture evarume imi wacho musipo makahwana musaga handipost. This challenge inoda umbowo kuti you are dating. Ndoita short video kuona kuti ndiwe here. Pano hapasi pekuda kuwachisana nekurwa hondo dzenyu.hapana mahidey pano. Tinoda zvakajeka. Thanks
South Africa- Authorities have blacklisted 400,000 individuals from entering the country for five years, for flouting immigration laws. This crackdown follows the interception of over 410,000 people by the Border Management Authority (BMA), most of whom attempted to cross the border without proper documentation since 2022. With increased cross-border movement anticipated during the festive season, travellers were reminded to ensure compliance with all travel regulations. Passports and Visas: All travellers must carry valid machine-readable passports with at least one empty page and, where applicable, valid visas. Financed Vehicles: A letter of authorization from the financing insti
kana maKristu aakumhanyira zvinhu zvevanhu zvavasiri kuziva kuti zvabvepi...achaparidzira nyika ndiani kana kutsiura mbavha nemhondi...thats why wachingotanga machurch mhani kuda zvinhu too much...haurohwe nemunhu anopa nyika yesi dzimota.Aaaaah koo angaiteiwo iye akapedza bhaibheri rese kuriimba saka vana vachawana nhaka ipi pakuimba gospel plus ndozvinoita kune varume wanotora vakadzi wemubhero.Inhamo inga makatengesa nyika nekuda kwema 2 slice ekukandirwa sembwa after rally wani every Zimbabweans hatisi sana Tongogara Chitepo
£6,000 COS Scandal: Mirian Mahlangu Has Disappeared Before Paying Back The Money She Took A recent troubling story relates to a UK jobseeker who narrates he was scammed of £6,000 in a Certificate of Sponsorship (COS) deal that never materialized. At the center of the controversy is Mirian Mahlangu (Chogugudza), who allegedly handled key transactions while working for her mother’s company, Caring Hearts and Hands Ltd. Despite her efforts to deflect responsibility, evidence suggests that Mahlangu-Chogugudza played a critical role in the failed deal, which has left the jobseeker struggling to recover their funds. The Case at Hand According to the jobseeker, they paid £6,000 to C
Hide Id Anac ndibvunzirewo vanhu kuti Yayah NE muface wake varikufirei pa social media nema skit vasina Mari yavari kutambira pafacebook Hanty zim haina monitazation. Zvinei naye asi ,vanhu vane ma admin arikunze kwezim so mari ikutodyiwa hayoVanhu vese vaye vanoti hatitambire vanonyepa avo ,most of them vanoita maadmins kunzeakuudza kuti Havana monetazation ndiyani marii dziri kungotambirwa vakadero Anabel MasibandaMunoshaya zvekutaura koo kna vane vakavagadzira monetisation yachoooo dzikamai murikuona vakapusa zvekudaroo hre ava
Sad news for Zimbabwe. Businessman Itai Munhenzva has passed away. This follows the death of his father and business partner, Regis Munhenzva, who died in 2021 due to COVID-19 complications.RIP Itai Munhenzva