Saturday, October 19

General News

August 07, 2024

Zodwa Otaura Haungade Kuonekwa Ne Munhu Akaita Sachikiti

Wararazve muchitokisi mwana uyu chimunzwirai tsitsi veduwe. I told you she is tired of the life style.      

August 07, 2024

Mwana Wembinga Wa Tinashe Mutarisi Ochema Zvakaoma

hi ndaona post yemastatus yemwana waMutarisi, l think mwana ane stress yekuti baba vake havana kufara nemukomana waanga ari kudanana naye anonzi Bling on the Beat, waigara wachiita live wari vese kutik tok saka last week kana ndisingakanganisi pane mabloggers aka record live yavo kutik tok zvika trender pama platform esocial media so vanhu vazhinji waitagger vaMutarisi mucomment section wachiti             ndiye mukwasha here sk NaMwari akatombotorerwa fon pazvakaonekwa n vaMutarisi wakatofonera Bling wachibvunza kuti ko ndezvipi zvandakuona pasocial media izvi ... zvikanzi l hope everything will dry soon so now naMwari nemface wanenge wakatombomira kutaura vese apa vanodanana sk ndofunga ndostreess yaanayo

August 07, 2024

Koronyera Rine 27yrs Robata Chibharo Mbuya Ine 10Yrs Ku Limpopo

A 27-year-old man, arrested for the rape of an elderly woman in the Sekhukhune District in Limpopo, has appeared before Zaaiplaas periodical court, facing charges of house breaking and rape.       He was remanded in custody until August 8 for bail application. The woman, 101-years-old, was raped in her home. The suspect is from the same neighbourhood. Police spokesperson Colonel Malesela Ledwaba says the suspect had forcefully gained entry into the women’s property.       “Reports indicate that the 101-year-old victim was asleep when she was awakened by the suspect who tried to strangle her before he raped her. The suspect, who broke the window to gain entry, fled the scene after the incident. Police were notified, and m

August 06, 2024

Maitt Why Voburitsa Second Wife Nemwana mukomana Wa Ngoni Madamboss Husband N

Mwana waHodzeko uyo wekumitiswa gore riya rakadzvova ngundu kunge mombe irikurepwa nedhongi.

August 06, 2024

Maitt Voburitsa Muridzi Weimba Ya Madamboss Nehumbowo Zvese

KuDemasdale kwaita inonzi FAKA PRESSURE kusvika munhu abika deed risina kana stamp 🙈munhu ngaaende           kumba kwake kune ka cottage kakutoora🤣🤣🤣😂😂😂😂. Tyra naTheresa ne imba yavo.

August 06, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinoda Kufumurwa Mutare Business Woman Tina Mutasa Imba Yaakanga Akavharira Zvikwambo Zvake Yopazwa

Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinoda Kufumurwa Mutare Business Woman Tina Mutasa Imba Yaakanga Akavharira Zvikwambo Zvake Yopazwa         

August 05, 2024

Mukuru Webhora Remu Zimbabwe Ofirwa Nemukadzi Zvarwadza Murume Mukuru Kuchema

Its A Hardlife For Zvirekwi As Wife DiesFormer Zimbabwe Warriors and CAPS United defender Hardlife Zvirekwi’s wife, Sarudzai, has died.             Zvirekwi had his left hand amputated when he was involved in a horrific accident in 2018.Details of Sarudzai’s death are still sketchy. Keep checking this page for more details.Hardlife for Zvirekwi As Wife Dies

August 05, 2024

Madamboss Vofumurwa Namaitt Unonyadzisa Iwe Hauna Kaba Chinhu Even Imba Kumusha Zvako Pashata

Mai ava vanokanganwa kuti munyepi mukuruChikiti arikuitira madam boss live now mhanyaiko😂😂😂😂😂Iwe zvaunonyepa zvose takambokuvhudza waiti unemba wani uchirojaIwe unei nazvo ko kana aiseka nema fans ake unenhamowo iwe I'm not support ya mb             but iwe urimupengo zvinei newe kana akanyepaThey are certain things we show to the world and things we don't coz of circumstances saka better vangu vatoti unonyepa or hauna chaunachonwhiliet you protecting your self from an harm

August 05, 2024

Pashata First Wife Yababa Harare Yofumura Zvese Mashura

Hakuna gorgeous inotora murume wemunhuMercy Greene ehe zita rekuti baba Harare akaripihwa mukadzi auya kuzomuona ku Harare abva asvikozvara aigarisa mukadzi kumusha uyo             Brightmore Chabata ehe ha ndakabatikana sure kusiya mukadzi nekuda kwekufarisa wakusvora culture yako nekuti wawana yellowbone midzimu haifare hazvipere mushe

August 05, 2024

Pashata Minister Machakaire Vave Kusungisa Maitt Nenyaya Yekuti Vati Dzabu Mwana Wavo

Kuzvida kana kusazvida ava vanhu vakafanana zvisina kupokanaApa kufanana nabba vake🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣             chekuudzwa huroja chanyatsorwadza kuti dyoooo mtisi akungotamba tamba kunge huku yadamburwa musoro . Tamba hako Mtisi uku takakubata kuti dzviiii kubatwa panonaka ndokuziva🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

32 33 34 35 36