Saturday, October 19

General News

August 10, 2024

Vanhu Vashata Musoja Atora Pfuti Ndokutopfuura Munhu Asina Zvaatadza

Hiiii Nhai Mwari Jussy uyo ndomuziva iiiii        

August 09, 2024

Nhai Tenzi Ruth Hwarara Akaitirwa Go Fund Uya Ye 30 000 for Kidney

Ko mave kutsotsa Mari yemunhu futi yekuti abatsirike chii chakadaro nhayimi why musina moyo 🤦🤦vanhu fight for this 🙏🙏🙏🙏🙏A UZ graduate, who thought she had received a kiss of life when scores of people donated money to cover her kidney transplant, has been duped a big chunk of that cash by a heartless Ecocash dealer. Ruth Hwarara’s plight captured the attention of the nation when she started raising funds in April to enable her to undergo a US$30 000 kidney transplant in India. She used social media to highlight her case and many Zimbabweans, touched by her desperate plight, donated towards her cause.             When Hwarara fell ill in January this year, she found out that she needed an urgent kidney trans

August 09, 2024

Varume Havana Tsitsi Chokwadi Hurumende Ngaisunge

According to ZBC ,4000 Young girls between 10 and 19 have given birth in Harare public health facilities this year alone.Varume avanatsitsi😥Zvinorwadza device dzeva bereki ndid               dzirikukonzera izvi vabereki kana varipamwe chete vana vanokura vaine tsika nehunhu ,pamwe nekuona kweupenyu vabereki vavekugara Kure nevana so vana vave kukura vasina anoraira Dai Mwari vatibatsira

August 09, 2024

Ndege Muchakwira Mega

The tire plummeted from a Boeing 757-200 plane taking off from Los Angeles and headed to Denver, Colorado, United Airlines told Quartz.The plane safely landed in Denver with 174 passengers and 7 crew members on board. No injuries were reported, the airline said.                 The wheel was recovered in Los Angeles and did not appear to cause any damage.United is investigating the cause of the incident. Boeing delivered the plane to United almost 30 years ago and ended 757 production in 2004. It did not provide an official comment on the incident.

August 09, 2024

Tinashe Mugabe DNA Nhai Tenzi

Hackers at workThe Closure DNA Show yaTinashe Mugabe hakuchina kuYoutube.             The account has been hacked and is now under the name Ripple Crypto.

August 09, 2024

Chabvondoka Mu Harare

Munokuvara Mukafarisa Hanzi Parikurohwa Munhu Harare 😳😳😳😳💔Masoja Akatsamwa.        

August 09, 2024

Pakaipa Ruth Hwarara Zvofumurwa Aisava Ne Kidney Ane Edzi Muzvezve Ma Results Obuda

Kingsolomon Yaya Saru Sei Musina Kuona Report Ofumurwa Ruth Hwarara Uyu Mukondombera Waanawo Not Kidney Ane Edziii Akutonwa Mapiritsi Hezvooo 😳😳😳😳😳🤣🤣               Vakufimurwa nehama Ana Ruth Hwarara Ava Vakatanga Kuba Mari Kudhara Inotosvika Kuma 200 000usd Inzwaiwo Nhaimi Vaitombopiwa Kwamai Ngwenya Imbavha Idzii😳😳😳😳💔💔

August 08, 2024

Sheryln Sims Zimbabwean Citizens Anogara Ku America Avhura Huru

Sheryln SimZimbabwe national has been found guilty of laundering over $1 million through romance fraud schemes in the US. Sherlyn Sims, also known as “Sherlyn Dzinzi,” was found guilty after a five-day trial of conspiring to launder and laundering over $1.2 million from various romance fraud schemes and business email compromise methods. The jury’s decision concluded that Sims funneled money from these computer-enabled crimes into bank accounts she controlled, and subsequently transferred, withdrew, and spent the funds.               “The fraud schemes that Sims perpetrated in this case have become an epidemic in this country,” said U.S. Attorney Ryan K. Buchanan. “Our vulnerable elderly po

August 08, 2024

Breaking News Tytie Okumbira Ruregerero Sorry Mukoma Wangu

Karma ipi ipapa??.. haana zvaakanganisa moreboys..  He gave them a chance kuti vagadzirise and pride ikavati no. Hapana paashatisa zita rechurch           Tindo Mamoyo page our admins are working so hard to clear           every toxic person pano, so if uka liker comment yemunhu atuka newewo u will be blocked, to like comment yemunhu ataura nonsense means kuti u are supporting nonsense dzaanyora. Maybe waka liker ne mistake

August 08, 2024

Sus Mecky Nhai Tenzi

My Son Was Robbed at Gun point last night vakatora zvese nemota Yakayenda please help Mota yacho iyo         Zvakaoma hazvo ngatitendei mwari vasiya hake ari mupenyu nyika ino yashataWill Come Live Masikati I’m not okay veduwe

31 32 33 34 35