Saturday, October 19

General News

August 13, 2024

Joey Ofumurwa Haya Zvanyadzisa Izviii

Mari ya Ruth makadyawo Sisi ... Chemahara MuZim mushana chete ..Usade kuvhara vanhu kuti haumo mudhiri ramakaita na Sekuru ..Now wakunyepera Nyika kuti Ruth arimo muma dhiri ende ahana kidney failure ane Aids dzosa Mari yawakadya iwe JoeyHaa ngavavasiye for sure lmagine munhu okubatsira ozotanga kukupinza busy police this its not fair mai ava makutoda kuvastrokesa anozochengeta mwana wavo ndianiSiyanai nemunhu uyu pliz ana Joey mungati amai Ava vanonyepa here mari yamakavapa Moda             vabirwe here pliz imbovazorodzai now makuisa nyaya kupolice Mai Ava voti police voti murwere ..siyanai nezvamuri kuita.Anoenda sei Ku India NE condition yaari siyai vanhu musavanetseThis gofund started ku youtube years back..yeuk yakavhurwa Simukai Taf

August 13, 2024

Kwavhurwa Huru Ku Defense Forces

Current Situation at Rufaro Stadium 🏟 @ the Defense forces Day... Baba shero vaita mushenen'ene UNdengendeke kkkk           Nyika ingaendepi hayo pakadai πŸ˜†Tiri Ku defence force day zvedu. Baba shero vachiiimba

August 13, 2024

Imba Yobvira Izvezvi Vanhu Vese Vaivemo Kutsva Gas Ma one Kunzwa Vanhu Vachichema Zimbabwe Yarwadza Iyiii

Imba Yobvira Izvezvi Vanhu Vese Vaivemo Kutsva Gas Ma one Kunzwa Vanhu Vachichema Zimbabwe Yarwadza IyiiiπŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­        

August 13, 2024

Yakora Muto Nyaya Iya Joey Ofumurwa Nemunhu Waakati Ashandise Acciunt Yake Mu UK For Go Fund

Joey Hauburitse Munhu Arikurwara Mu Hospital You Need Patient Safety Carer Mu UK πŸ‡¬πŸ‡§ Kujeri Ndokwako Basa Rako Richapera Urikutomukei Senge Munhu Atsvaa Bank Remunhu Rawakashandisa For GofundπŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³πŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™Œ      

August 12, 2024

South Africa Kugara Dzavenharo Zimbabwean Man Otsikwa Mabhora Masvada Nepolice Achibva Afa

  Raiding Of Zim Immigrants By Saps Lead To Zim Guys Death After Being kicked On His BallsThis Zimbabwean guy got kicked in balls and killed by               Home Affairs and SAPS Police on Saturday 10 August in Cedar Square, Smoke Daddy Fourways, as they raided Cedar Square arresting every one who is illegal in SA working in restaurants,

August 12, 2024

Vakadzi Veku Bulawayo Vakuuraya Atova Makuva NeEdzi 3000 Vakaitwa Test 90% Haiva Positive Ne Hutachiona Che Edzi

APPROXIMATELY 90% of women aged between 16 and 50 plus tested for HIV in Bulawayo during the month of June this year tested positive of the virus amid concerns over a surge in cases in the Matabeleland region. A Bulawayo City Council report showed that at least 2 641 women tested positive for HIV from the 2 984 that had undergone testing. The development also came after the National Aids Council (NAC) expressed concern over the number of women testing HIV positive in the Matabeleland region, attributing the surge in high mobility rates in the provinces.NAC recently reported that Matabeleland South province had recorded the highest HIV rate in the nation as compared to other provinces.It said Matabeleland South had the highest rate at 0,34%, while Matabeleland North was second with 0,24%

August 12, 2024

Zvarwadza Izvi Accident Gold Class Bus Harare Mutare Road Check Hama Dzenyu

Zvarwadza Izvi Accident Gold Class Bus Harare Mutare Road Check Hama Dzenyu Inini andikwire zvangu bus Ra           isau chero ndinonke zvakangeiGold. Class. Yapera. Plus kuuraya iyoo

August 12, 2024

Murume Anemukurumbira Anoita Ma Skits Akapfeka Hembe Dzechikadzi Osungwa

Bulawayo based Sunflower wekuzvichinja kuita mukadzi was taken by police after akadhakwa zvekupenga and women in the community were afraidA transgender woman in Zimbabwe who was kidnapped some time ago and found alive shocked the Bulawayo community this past weekend. Sunflower who used to be a church preacher drank too much alcohol and was found sleeping in the road in Bulawayo.           According to a close source the women around called for help and later realized that it was a male in a dress. The mother was called to the scene and later came with clothes to dress him. Another bypasser says they have never seen anything like this before and they thought he was disguising himself to get to women.          

August 11, 2024

Zvanga Zvichishura Noise Yese Iyi Ruth Nhai Mwari

Zvanga Zvichishura Noise Yese Iyi Ruth Nhai Mwari

August 10, 2024

Plane Crash Yauraya Munhu Wese Ku Brazil Ndege Handichakwira Ini

Horrifying video captures plane with 62 people onboard crashing in fiery Brazil wreck – with no reported survivorsA passenger plane carrying 61 people crashed on the outskirts of São Paulo on Friday afternoon, killing everyone on board, according to a statement issued by air company Voepass. Dramatic footage circulating on social media showed the plane’s fall and its destroyed fuselage in flames on the ground. “The company regrets to inform that all 61 people on board flight 2283 died at the scene,” Voepass said in a statement, revising the death toll down from initial assessments of 62 dead. There were 57 passengers and 4 crew were on board, according to Voepass.           “There are no survivors,” An

30 31 32 33 34