Saturday, October 19

General News

August 13, 2024

N'anga YAKABATSIRA HILLARY MAKAYA YOBUDA PACHENA ICHITI HAACHADE KUNDIBHARA Choputika paHarare

N'ANGA YAKABATSIRA HILLARY MAKAYA YOBUDA PACHENA ICHITI HAACHADE KUNDIBHARA   Choputika paHarare apo imwe n'anga inobuda ichitaura kuti ndiyo yakabatsira Hillary Makaya awane mbinga iyo yakamuroora nemari yakawanda. Kune vasingazive nyaya iyi Hillary aive musikana wechidiki uyo anoodeedzwa mazuvano kuti maSlay queen asi akashamisa vazhinji apo akaroorwa nemari inosvika $40 000. Izvi zvakashamisa sezvo vazhinj vaiziva             musikana uyu. Mushure mezvo imwe n'anga inonzi Sekuru Mwale yakabuda ichitaura kuti ndiyo yakamubatsira kuti awane kuroorwa zvakanaka kudai asi dambudzio haachade kubhadhara mari yaakawirirana nen'anga iyi izvo zvakakonzera Sekuru Ava kunyora paFacebok vachimuyambira kuti avabhadhare kana

August 13, 2024

Maitt Vovhurirwa Huru Na Ginel Mbinga Yavo

Ginel mbinga ya Mai Tt yabuda muhariZvinhu zvacho

August 13, 2024

UK Promoters Vasungwa Hazvina Kumira Mushe Kubiiira Vanhu

I am writing to publicly expose a serious scam involving Willow Muringani [prince nathan entertainment] and his Wife Elizabeth Muringani , a Zimbabwean UK-based promoter who has defrauded me of over £3,000 under the false promise of securing a UK visa.             In March 2024, I was approached by William Muringani from Prince Nathan Entertainment and his wife Elizabeth Muringani , who assured me that they could assist with the visa application process for the UK. Trusting their claims, I paid them over £3,000 with the expectation that they would facilitate the process. However, after several months of waiting, it has become painfully clear that William Muringani has no intention of providing the services they promised. &nb

August 13, 2024

Mudhara Akuita Sei Macheso Ovhura Huru Ku Defense Force Nhaimi

Ummm vakati ndobva ne akwaya chete ku stadium.....haiwa iiih ..chii chakadaro.manje mukoto wema akwaya wakavhariswa🤣🤣🤣🤣🤣Baba shero vabata garo 😄😄🤣🤣🤣🤣🤣🤣 unenge uchiti akwaya ichabuda ndatambisa magaro wanikwe chabuda hapana, magaro ane nhamo chokwadi           🤣🤣🤣🤣🤣Ummm vakati ndobva ne akwaya chete ku stadium.....haiwa iiih ..chii chakadaro.manje mukoto wema akwaya wakavhariswa🤣🤣🤣🤣🤣Ko kuzodzingwa pa stage 🤣🤣magaro akanyanyokura pfungwa dzoita shoma

August 13, 2024

Joey Ovhurirwa Huru Apa Pakaoma Yoyooo

Joey wakamboba mota yemunhu remember ukanoyichinjisa nembanje ku Malawi zitsotsi chairo , uneFirst born yako mukomana wawakaramba anoita zvekuba, wakangomusiya kuKuwadzana kwawayigara           Why une hutsinye uchinyepera kunge unobataira vamwe vanhu and you used King Solomon kukubatsira kuyita froud ye GoFundMe yaRuth why are you so evil 🙄 Dhonyo 👉We move👈           JOEY sei uchiburitsa vamwe vana first born yako mukomana aripi 😂 DHONYO  👉WE MOVE👈Joey fake COS, fake marriage, fake GoFundMe, fake life,fake mupata Justice for Mai Mhofu  Dhonyo  👉We move👈

August 13, 2024

Breaking News Nhai Tenzi Marondera Accident Again Yauraya Vanhu 4 Hazvina Kumira Mushe

    Breaking News!   Tragic Accident on Harare-Mutare Road Leaves Four Feared Dead   Story by Leonard Mabvara.   A devastating road accident occurred at approximately 48 km peg along the Harare-Mutare road, involving a Proton delivery truck and a Toyota Isis. Eyewitnesses report that the driver of the Toyota Isis, carrying seven passengers, attempted to overtake in a continuous lane, resulting in the tragic collision.           Four people are feared dead, and the exact number of injuries is yet to be confirmed. The cause of the accident is still under investigation, but reckless driving is suspected.           This incident serves as a stark reminder of th

August 13, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Instagram Slay Queen Vamunoziva Mese Vobatwa Waterfalls Vachikanda Mwana Mu Dam

IN a bizarre incident, an 18-year-old-woman tried to drown her one-year-old-baby at Retreat Dam in Waterfalls, Harare. The baby was saved by a passerby, Simbarashe Magada. The mother, Junior Mafura, was dragged to court over the weekend where she was charged with attempted murder.           Mafura appeared before regional magistrate, Estere Chivasa, and was remanded in custody to August 16. Allegations are that last Friday, Magada was walking home along a path adjacent to Retreat Dam when he saw Mafura walking away from the dam.             He became suspicious and he went to where Mafura was coming from. Upon reaching the banks of the dam, Magada saw the baby floating in the water.

August 13, 2024

Joey Ofumurwa Haya Zvanyadzisa Izviii

Mari ya Ruth makadyawo Sisi ... Chemahara MuZim mushana chete ..Usade kuvhara vanhu kuti haumo mudhiri ramakaita na Sekuru ..Now wakunyepera Nyika kuti Ruth arimo muma dhiri ende ahana kidney failure ane Aids dzosa Mari yawakadya iwe JoeyHaa ngavavasiye for sure lmagine munhu okubatsira ozotanga kukupinza busy police this its not fair mai ava makutoda kuvastrokesa anozochengeta mwana wavo ndianiSiyanai nemunhu uyu pliz ana Joey mungati amai Ava vanonyepa here mari yamakavapa Moda             vabirwe here pliz imbovazorodzai now makuisa nyaya kupolice Mai Ava voti police voti murwere ..siyanai nezvamuri kuita.Anoenda sei Ku India NE condition yaari siyai vanhu musavanetseThis gofund started ku youtube years back..yeuk yakavhurwa Simukai Taf

August 13, 2024

Kwavhurwa Huru Ku Defense Forces

Current Situation at Rufaro Stadium 🏟 @ the Defense forces Day... Baba shero vaita mushenen'ene UNdengendeke kkkk           Nyika ingaendepi hayo pakadai 😆Tiri Ku defence force day zvedu. Baba shero vachiiimba

August 13, 2024

Imba Yobvira Izvezvi Vanhu Vese Vaivemo Kutsva Gas Ma one Kunzwa Vanhu Vachichema Zimbabwe Yarwadza Iyiii

Imba Yobvira Izvezvi Vanhu Vese Vaivemo Kutsva Gas Ma one Kunzwa Vanhu Vachichema Zimbabwe Yarwadza Iyiii💔💔💔😭😭😭😭😭        

29 30 31 32 33