Saturday, October 26

General News

June 30, 2023

Anna Honde Oti Siyanai Nashugeta Anotoda Dumbu Rake Iroro Wow Zvavhundutsa Izvi

Iwe Anna Chibaby Honde please ipawo Shugeta tea asununguke uyu uda asvikepi akazvitakura nhai? Dont be that ex isina rudo. Ipa Shugeta tea anwewo , hezvo.Anna Said  Tafadzwa he loves dumbu rake iroro. Makutoda kumukanganisa manje

June 30, 2023

Madamboss Vanotongoda Gossip Kusvika Pakunamirana Nemunhu Wese Akatamba Namaitt Zvakaoma Hazvo

NOW I understand kuti sei vanhu 2 ava vachivengana it's becoz of gossipers masquerading as best friends changing camp after discovered ma dip secret. Shamwari yese ya Feli Madamboss will want to play with them vese zvawo Mai Maketeni,Patricia Jackie,faith Candy,Zodwa etc

June 30, 2023

Bee Wezhira Onzi Even Ukati Wakadzidza Tsvagai Mabasa Zveku Actor Hazvibhadhare MuZim Munogara Kimaruzevha Usina Kana Cent Or Endorsements

Tikangoti wakadzidza wakadzidza iwe usingatsvagi basa hazvibatsiri. Maskits aya nemaendorsements ekufaisa mabusiness evamwe zvinochembedza and anopera ndiwe usina kana chaunacho futi. Tarisa Tyra angorembera mazinyama muzvidya umu , zi upper arm ungati pavete chicheche chenzou matako akungofamba achihuta kunge mvura iri mupaperbag naiko kuswerozunza zviuno 24/7 . Ita musoro netumari tushoma itwotwo utengesetengese semasenior bhachura enyika Anna naRorini, uku uchitsvaga basa otherwise maskits ari seasonal mulife yemunhu , zvinopera izvi and zvinochembedza. Hatidi kuti uzoita samai Tt naTyra vane ma10 years vari muindustry chabuda hapana. Wake up Bee , usavarairwe. Skit harina future, ita saChijanduka hona arikuita redirect and refocus mbichana mbichana, nechikoro chake paside. I hope wandi

June 30, 2023

Fungai Mutisi Madamboss Sister Oti Varume Regai Kubonyora Kutoita Kuti Muite Mapofu Doctor Vataura

Ummmh huDhokotera hwenyu makutinyepera manje 😁Hanzi Bony*ra rinoita kuti varume vave mapofu......aah dai varume vazhinji vava mapofuzve.Ko kana ari mukadzi asingadi sekisi then ndobata blambi nekudya kusvika ati tsaaa tsaaa tsaaa tsaaa anoita bofu here aaaah regai vanhu vazipigwePersonally rondikonzera kurwadzwa negumbo rakaitwa operation...asi ronaka zvaro. Zvimwe zvese kwakutira kuti vanhu vasasiye vakadzi nekuda kwe bonyora cause obsession inogona kuwandisa kupfura amount yema feelings aunoita kana wakuita bonde. Ko anozotaura kunge ndiye murume sei?

June 30, 2023

New Chings Chingaire Mambo Dhuterere Ndiko Kupera Kwauchaita Wakuimba Masongs E Zanupf Kumberi Uko Uchazozviona Wadii Kungoita Zvemweya Ndisesekedze

Dhuterere ,iwewe Dhutee ndiwe hako wafunga kugara chigaro chemuimbi weED pfee wakunatsobudisa matrue calaz Ako sure ukangoimba song yeZanu nababa Ohhh Dhute uchazviimbira wega ukaterera masong Ako wega ,,ndosaka uchitengesa madrugs usingavhunduke ukuziva pawakatsika asii iwewe ayhass I surrender by the way Mwana wedu arimusango uchamu oficialiser when?????????Regai vamboita vachidya mari dzacho senge 2023 uno asi kumberi uko ma effects acho achaoneka . Ngavabvunze vana Andy Brown;Cde Chinx ;Tambaoga nana Baba Sulu (RIP) nevamwe vakapembedza bato asi vanhu vakatanga kurega kuenda kuma show avo zvikavharana . Anyway these days technology will pay them kunana youtube.   Uyo Chief Hwenje vanogona kuimba iih asika varikutokanganisa tarenda but for now ngavambodya ye Zanu

June 30, 2023

Madamboss Regai Vati Ndivo Vakanyenga Ngoni Mwanamudiki Hameno Zvaangori So KuGermany Uko

Regai tarisai akati handina kunyengwa ndini ndakaita zvekunyenga mrume ah chihandsome chimrume ichi let's hope hachisi kuita chihule hule jemeni ikoko apa ungati mkadzi muhombe kumrumeChandoziva ndechekuti mukati memoyo ukuziva hako kuti madam boss is beautiful...Tyrah akanonoka kuita mwana angaachiri kwangundu uko

June 29, 2023

Evidence Chihera Oenda Konopfugama Achikumbira Sisi Vake Ruregerero Kuti Azochengeterwa Mwana Wake Njuga Dzarema Mujoni

Nguruve yaenda ikanogwadama kuna sisi vayo vayakatuka chihera munhu werudzii nhaimi ndaiti anongotuka vanhu vepa social media chete ko iko kuzo ignowa vanhu vamudeedza padoor apo heede wakutozviona seserebhu usakanganwe kuti wakambodhindwa nasekai joni unofira maharaKupiko kutsvaga kuzochengeterwa mwana kana asungirwa mapaper ari patouchline

June 29, 2023

Zvimwe Hazvidi Kuudzirwa President Chamisa Vangorine Kathat Zimbabwe Ichanaka Zvayo

Zvimwe hazvidi kuudzirwa  Zvingori nekathat so mwari akapindira todya nerivha Muzimbabwe Ngaapinde hakeHaaaa kusimudza zim pakutoda mhondoro chaidzo nyika iya yakapayaya   Kubva muna Harare kusvika Copacabana ummmm dzangova naro Kuti tiri mutwn 😂🤣😂kwakunge kuGokwe kuchakari unototsika duzvi chairo uchifambaAm not from Zimbabwe hanku but zvicafamba mushare munogona kupinta machena am not sure kna ntagona kutyper

June 29, 2023

Worried About Freeman Hkd Boss Akupedzerwa Mari Yaakafambira KuDubai Nemajoki Ane Mafake Hips

Freeman wakupedzerwa cash YAWAKAFAMBIRA KUNO KU DUBAI nepfambi dzepaDubai dzine maFake hips uchitadza kuchengeta mhuri uchidyiwa mari nana Trish Dimple, idzo pfambi 2 dzapedza dubai yese uchatora chirwere chema Nigerians, senge Trish atone mu Ghana waakudanana naye iwe okwirao ipapo,Trish kana vana haachengete, Trish na Freeman vane makore vakabvirana kare, Trish ndiye ane magaro efake uyo😅😅😅Iyo imwe mbuya yacho inozviti Chioma Brown yakazenge yatora murume wemunhu ikazorambwa, mabhishu ese aya😂😂

June 29, 2023

Madamboss Onzi Anoda Chikoro Kutuka Nafans Hachisi Chigai Mushure Mekunge Vaundura Vanhu Vakuita Chimaitt

I love Mb . But anoda chikoro sometimes . Anofunga kut kutuka ma followers chigayi ... Psychology ngaiiswe ku o levelThe worst dressed people are always quick to judge people that look way better than them chokwadi ukafambira pedyo nemoto unobvira iwe mukadzi iweUnotoona mamwe mambuya anoudzira vanhu mapfekero iye achiita kunge akuda kunoviga zvigure

181 182 183 184 185