Atanga kuimbira tarini masong tihwe kuti madzokerana touya tikakuita unfollow wakanyadziswa uchinzi wakapa munhu madhizizi plus wakangomutengera cerevita chete kubva muchidanana kuzaka hatidi mroora anodhonza matin tin palive mkadzi wamandla uya
Why usingatambe na rufaro uchitamba nemurume wake zvichiri zve nyaradzo here #JusticeforRufaroTotamba nevarume venyu asi nemi hatiwirirane chiii chashamisa🤣🤣🤣Hanzi justice for rufaro mazimba kaa mune DhuramaInga nhasi tinoswerera iye Tyra na jp muma street makaoma ka hamuna guhwa rinobatikaKo Rufaro wakambomuonawo ana Ngoni here mamwe mavanhu kuda kungonzi va poster kumafira kureva 🚮😂Jelas will kill u munyori urikumbokwana papi apa nhay Svari mwana wanehemiya muridz wemurume akanyarara⁹
HAAAA TUMA TOYI UTO, UNGA CHEME EX - JAP HERE MUFANA . DAI YAIVA ROY ROYCE YA TSAMBARAFUTA ZVIKADA KKKKKKK.Shingai comrade munopora zvipatara zvakazara mishonga munoporaMarecovery aya emwana waminister,zvine vanhu veZanu zvinopera paine aita ten feet underMaiti Mwari hagadzire beat last week iyo ndiwe wazoitwa beat racho kaaa Mwari hatambwe naye apfanha munefaVeduwe Comment section bodo kkkkk sorry hako revhols
🔴#GOSPEL musician Michael Mahendere walked away with US$185 000, two blocks of mines, and 10 cows which were given to him as birthday gifts on Saturday as he celebrated his 40th birthday.The problem is the alwys gives to the rich instead of the poorMarecovery aya emwana waminister,zvine vanhu veZanu zvinopera paine aita ten feet underMafia Team Gold Mafia team inoConsister of maCelebrities , musicians ane mukurumbira (excluding ADVOCATE WINKY D) ..ma"gospel artists iwaya ,vazhinji maBooty lickers aya.. Kana Ari ma"churches" most of these so called ministries international etc...are part of this cartel . This machinery is very rotten an evil zvekuti the so called congregants will blindly follow the "church founders and their dogmas /doctrines not knowing kuti fo
Vamwe vakadzi vekuZimbabwe munoda kuendeswa kuchikoro Che civilization,Paying a lot of money every month to an individual just to get mazoe nema tissue after 6mth here? Zvakakuomerai shame mosvinura rini in such a hard economy nhai, saka muchaitasei ❓😄Vese vachirikuita zvimukando zvema Socialites makazungaira.chinokutadzisa kuchengeta mari yako wonotenga grocery chii?hakuna munhu asingagone kuchengeta mari.Money needs discipline chete.majaira kubirwa apa munopinzwa neJoining fee 🙄🙄Hello good people ma rounds akanaka sometimes akaipa ini ndaive muma round emari bt pandaizoipihwa business racho raisambo booster zvaro kana ma customer angaasisauye kusvika ndabuda mune mamwe ma round zvakabva zvatanga kufamba ende vanhu vacho vakatotsamwa kuti ndabudirei ndichibva ndaziva kuti pane
Get well soon Sisi Mecky 😘Kubva paya pamaka zhamba palive hubby wenyu kutengeserai imba makabva matanga kudzikira.. Imba iya makazo dzorerwa here uye muchiri naye here murume uyu?Ngavamwe mapiritsi ne nguva chete,vadye zvine hutano vanoita rightSeems some people have nothing to do other than investing their time worrying about other people’s health conditions.Is this wat we have become? Ende munoshamisa
Zvichingobvawo nafifi anongozvivhara fesi asi wagona dudu nhasi mimba yainhafiwa vanhu voda mhikichaAaaa Fifi hakabvisi mask even mu town rimwe zuva takambokaona ka chi driver mu town mask iri mumaziso chaimo kanotya varume maybe mask hakabvisi kkkkkkkkk
Makdii pano someone posted about round rekwa Joey. Some people where defending her I like Joey and her initiatives for women but I feel she should know the truth pa round pakaitwa chitsotsi honestly. Vanhu kunze think they did lots for their families but kutaura chokwadi was disappointed I stay in this Zim and ma price tikumaziva pa fair zvinhu zvakagovewa was not worth the effort sure and some of the chickens were going off. Sure vaigovana had to open a packet of tissues voverengerana aaah and ma geisha 5 , 1 ka magarine here handisati ndamboona zvakadaro. Some will come and defend but this is the truth .Joey be careful you might end up behind bars and no one on this platform will go with you . Also be reminded that the money paid by our relatives for those rounds is hard earned zvakaomer
Tikati tambe tambe tombomhoresawo mhondi dziri pakati pedu, dzakauraya but dzisina kumbobvira dzabatwa or kupika jeri 🙏. Uyu akagara apa ndiCrammah Chindunga , he shot and killed Denford Nenzou uyo akarara apo uyo, sometime in November 2019. Denford aiva shofe and Crammah aingorwadziwa naye kusvika angozowana kamukana one day kekumupfuudza ndobva amuuraya. Nyaya iyi yakatomboitwa naSimba Chikanza, he interviewed Crammah uyu and aitotaura zvake nyobvo, no remorse and akatobheja kuti handibatwi . Denford akasiya mukadzi aiva akazvitakura nevana 2 kana ndisingakanganisi. Nyaya iyi yakaitikira kuDirban .Vese ndeveJekwa, kwaMurehwa. Mukarakate . Ndangoti nditi Crammah ndeipi ? Denford Nenzou, continue to rest in peace.
Zvazonyanya izvi. Regai vanhu vajamukeRelian Chiss Apa tazoto zivawo kuti kunana Kudzi vaka zvara vana 3 ka 1 thru kusiya comment kwaaita panyaya ye munhu watinoziva tese😄😄zviwomileKudzai Msidi saka zvaMadam boss zvashamisira pakuti munhu wevanhu... Sekungosungwa kwakaitwa Feli... Hakushamisire asi kuti munhu wevanhu