apfurwa nepolice mumusoro achibva kunotora mabhero kuMozaEish uyu andirwadza uyuWasu wasu usauraiwe kunge huku bururu warwadza hama Avharira truck remabhero kty risabatwe nepolice iye ane Mota diki kwakuona kty truck raenda iye kwakumira police lwakumupfura musoro kwakufaAsika mabhero zvaakangozara muno kutoshaya pekutsika Bva ngavauraye ka varikumatengesa vacho hongu pmwe zvange zvisingaite asi kuzouraya ummmmmHaaaa but pakupfura uchiuraya apo ndopatirikuramba ......vanachidhumo chaivo vakanetsa hatina kumbonzwa kuti mapurisa avaura isu,vaitopfura mapurisa acho wani
He was shot dead by the police achibva nemabhero kuMoza.May his soul rest in peaceSo kunotora mabhero ndokwamuuraya hr nxxxxAne nyaya dzake uyo mabhero akuitwa nevnhu hobho arikutoitwa advertise pama Whatsapp grps
Ngaatoreka mwana wake arege kuti nyaudza avo vasiyane nazvo zvachose asazotinyaudza kuti havasi kuchengeta hatidi drama isu munhu anombodei chaizvo anenge achirikuda murume drama ratanga paawona mukadzi akabata mwana wakeChelsea dzikama nhaika
CAG bus involved in an accident at MapingaYah mapinga panoda kufamba ne speed shoma chaiyo .Generally CAG Busses Speed yavo yakanyanya. Ma Bus anomhanya zvawo iwayo. Speed yavo haipindirani ne MaRoads atiinawo mu Zimbabwe. They should just educate their Drivers to not forget that vakatakura upenyu hunokosha saka ngavasamhanya kuteerera Speed yeBus.Kungoti Zanu pf yakauraya nyika paingoda Zupco across the whole country..that way madrivers anenge asina pressure yekutsvaga mari but vachifamba netimetable regardless kuti ane vanhu or not..izvi hazvipere tichafa until tachinja transport system yedu.Rapera Ka gore mave kuchekeresa ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญAiwa ma CAG anomhanya iiiiiii ,
Ndakazviona kti pane drama rikuda kuitwa n mwana arikurwara shemu, gara ne mwana wako iwe aaaa, face yake na daisy vakafanana
Chelsea dzikama nhaikaNdakazviona kti pane drama rikuda kuitwa n mwana arikurwara shemu, gara ne mwana wako iwe aaaa, face yake na daisy vakafananaTombozvida here zvemababy mama ane bitterness now ndakunyatsoona kuti regai asiiwe ๐ฎvane problem mbuya muderereWaivepi mwana achiitiswa content achirwara ndiwe unodenha iwe unoita daka naKim kuti akaku torera murume hr dai akakubvisa pamurume better ngatikure guys
Ndizvo ndamuka ndakaitirwa nababa vevana vangu izvi Mhuri ye zimbabwe.. Ndabvisirwa monetization yese.. Hazvina mhosva baba rokadhiya ndiwe une chimuti mudikani ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ vana wakaramba kuchengeta fb iyoyi ndoiri kutiraramisa nevana.. Mhosva yangu kuti ndakaramba barika na mercy bhaureni ndikaramba kundiitisa ma skits imi muchidanana ndozvawakandivengera. Hazvina kuipa Mwari ariko.. Kana moyo wako uchikufadza nezvawaita izvi tinotenda ishe.. Page ukuda kuriba uri kutadza ra kayla wakatora๐ญ๐ญ๐ญhatina power kwariri.. Wadii kuuya undiuraye ufare uzorore ruvengo rwako kwandiri rwakanyanya.. Inga ndakakuzvarira vana wani... Sure ungandidzurira monetization pariipo
LeeMemoz Moyo vanosungwa 2minutes wotonoba futi musambonzwa tsitsi๐๐ปโ๏ธ๐๐ปโ๏ธ๐๐ปโ๏ธ๐๐ปโ๏ธ๐๐ปโ๏ธ๐๐ปโ๏ธ๐๐ปโ๏ธ๐ก๐ก๐ก๐ก๐ก๐ก kutora mutemo kuisa muhomwe dzavo itsokeyNzara yakaoma veduweee,munhu ngaarohweMusaba veduwee gutsikanai nezvamunazvo munofira mahara veduwee๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ imagine vari mai vangu varikurohwaNo this is wrong why didn't he call the cops ...mnxm ndombinga dzematuzvi
๐๐sisi still fishingMahure vanhu ava ๐๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃIripo but filter yanyanya asi kwainzi murume wake arikuhura naenchantressAnabel Masibanda kupfeka ring lore a munhu akachata here???? Read to understand and not to respond she was engaged before maroro and after maroro aingoipgeka ring yake so that’s quite surprising kuti why not now
Nyathi acharombeswa netuvanhu twakaromba utwuMusafarira zvisina basa munhu uyo mumba make hamuna kana mukadzi,hamuna kana mwana asi anemazimari anogara ega imiii,imika,imika,handina kumboti akaromba iniKouyo anouya asina bbie anoda kudyavo Mai Nyathi hre ๐๐๐Asi zvekt mfes uyo ano sponser zvese asi paside pasina munhu wake i danger zvayo ameno mkadz akaona kurikubva mari anotanga kuita ma ideas, naiwaya ndinot nyathi mungongwarira