Saturday, October 26

General News

July 10, 2023

Zvekutamba Muri Kagroup Muchazvirega Rutendo Samaz Noster Ndiye Zvake Larisa Same Handwriting Zvemaghost Muchazvirega

Vakaita forensics wongororai. Ukawana full stop pane any those screenshots wondiudzawo. Ndasiira kwamuri 💁💁💁💁Kana asiri iye kureva kuti anewakaudza zvaitika ndiye akazvikanda bcz imwe nyaya yakurambidzwa kwatalyn kuuya kwaive nanox yaizikanwa nakety ,na Noster vari 2Ini ndakadzidzira kuona nekuziva ma handwriting emunhu on Facebook or any other social media..... handwriting oy ndeye munhu one the way she touches her phone when typing letter L, k, and R is the same anobhendesa her thumb when typing those letters of which it's different to all of us,it's rare kubhedlndesa yr thumb they are a few vanodaro

July 10, 2023

Rose Dzikama Iwee Run Away From Ketty 40 Year Inenge Mbwende Kurasa Hama Dzako

U hear a 40+ year old saying kumunhu arikutuka hama dzake .. iwewe neni hapana chatakatadzirana lol ko vanhu vari kutukwa are they not your relatives? Ndokutotadzirwa kwachoka... saskam.Rose Rose Rose distance yourself from Ketty, uchapachema chete dat ngaka is not agood friend, the moment yaakatanga kutaura masecrets aFelly waifanirwa kutiza nehupenyu hwako, wangonwa doro namamwwe mafriends ako wani, Rose i repeat distance yourself from zvingaka, zvekuti hee neutral zvekupenga zvako zvirege siyana namasomera, cz uchapachema, ucharova iyo co#ine mushe waundurwa

July 10, 2023

Vanhu Voti Tytan Nemiromo Yakaruma Polony You Need To Get A Job Not Kusweroita Zvimaskit Nemarriage

Tytan needs to get a jobMa lips 👄 boho here macazins or OC akatopa baby boy 👦🏾 shuramatongo or shall we ask Shadhaya.🤥

July 10, 2023

Tallyn Iti Ndirikuda Gupuro From Nox Ndakatoudza Mai Vake Ndini Ndaimuchengeta

Unoda gupuro rei iwe uriwe wakaramba itopa nox gupuro 😀Iye Tallyn ndiye anofanira kupa Nox gupuro handiti ndiye akamurambaMai gaka vari Kuda gupuro chete kubva kuna noxPressure pressure pressure...kune vakasiwa vane vana chaivo bt vakangoka ganwa Wani.🤣🤣🤣

July 10, 2023

Noster Oti Samaz Handisi Kukukwata Zvangu Usade Kujairira Unozviita Mazvikokota Wekubata Maghost

Kutaura chokwadi ndakurwadziwa I was trying to be strong but I can't anymore I am in pain 💔 to be honest I am not the ghostKana kundibvunzawo kuseri kuti nhai Noster ndiwe here muridzi we ghost? hamuna makango investigater mega ikoko mukabva matoona ndirini😭Vanogonetsekana nei handiti vanozviita ana mazvikokota vekubata maghost? Ngavabateka kuti dzvii!Nyasha Pinkie Mubvakure handina nyaya dzakamuchacha dzandinoziva ini ndaitamba naye here ini

July 10, 2023

Mujeri Guard Leaked Maitt Vachichema Kuchikurubhi Zvakaoma Hazvo Nyaya Dzembavha Dzotaurwa Everyday Hatinete

Zvikiti zvakungot hee kushaya nyaya pafeya nyaya yembavha inongotaurwa afta 100 yrs ana chidhumo tiri kungodzitaura Wani

July 10, 2023

Wicknel Chivhayo Oudza Tytan Mupfana Wamgu Shingirira Pane Tumari Udye Unobva Uchida Kuenda Kupi

Wicknero was supposed to get married to Oc zvailaster and apaizomboita pressure yekuzombonoitwa surgery 😂Hanzi pane tumari?? like seriously that statement is🚮🚮, atleast Titan knows kubata basa serume what about him??

July 10, 2023

Olinda Oudza Mai Maketeni Imbopa Murume Wako Porridge Rine Dovi Nemapotatoes Kachimukuyu Wozobata Marriage Dzevamwe

Wadii wambopa kachimukuyu karikuremerwa nemagrazi ako kakagara paside pako mapotato nesadza wasiyana nezvimamereji zvenhema nhema zvanaMbuya Tea HobvuTsveee kupa murume porridge rine dovi nemayonnaise tek teknezvisina basa ...kwanai mai imi ....1000 fotoz no remurume wako unonyara naye ....iko kauswao ummmm musoro unoonekwa nemabhonzaNdanyara fani ...pple should mind their hokoso ...nyaya dze marriage yevanhu hadzis dzekuposta ...let pple pple solve their issues...pamwe anga atosvitsa ku chikuribhi

July 10, 2023

Kamwana Ka 5 Year Old Kamhondi Kouraya Umwe Vachirwa Kumahumbwe Zvinoshamisa Zvinotyisa

Chisikana chine makore mashanu...chakauraya sahwira kumahumbwe. Mukomana aivapo uyo ane makore gumi namana wakambozama kupa rubatsiro rwechiriporipo asi zvakakona kuna godobori asi murapwa ane tariro yeruponeso😢😢😢😢 Credit goes to the original writer.A 5-year-old girl allegedly caused the death of a friend of the same age in Glenwood on Friday.   The two minors were fighting over an unknown issue when the girl hit Jayden Mahachi on the back and he fell headlong.   He screamed once and a 14-year-old boy tried in vain to render first aid.

July 10, 2023

Rose Kupfekedzwa Apolo Jersey Naketty Kutya Kufumurwa Kusvika Pakuchooser Mutorwa Anotuka Anambuya Murata NaFeli

Ana Rose mapaduze kupfumurwa and the way she was so apologetic pa live yaParadzai its clear she is scared nyaya dzaikanda about khazeni yake dzingabudehaa uyu anoshota rumamiso uyu saka vanhu vototya kutaura kti havachade kutamba newe hre vanhu ava varikungofanira kungonatana vokutsvaga vokumamisa chaizvo ende unofanira kuponera kuchipatara uchidzokako unodzoka wabhoo panyaya dzeku buller vamwe naivo vanotamba newe wacho vanoda futi kumamiswa nekuti havana kukwana futi

171 172 173 174 175