Saturday, October 26

General News

July 12, 2023

Shema TV Hama Dzambuya Avo Dzaona Vakubatsirwa Dzakunyuka Senge Hova Vaivepi Usatomboti Vadye Chicken Inn Yauri Kupa Gogo

Hama dziya dzaona kuti mbuya vakubatsirwa dzatanga kunyuka sehohwa wemusango. I totally understand mbuya pavanga vachiti musavhure zvinhu zvangu pavanhu.Nechicken inn yazotengwa iya vabva vati nhasi tinoswera nagogo kutanga riini gogo vayingoswera vachiumburuka vega

July 12, 2023

Vakadzi Vane Vana 3 Nedifferent Father's Vonzi Ndiwo Mahure Hatishore Varume Sure Mitupo 5 Pavana Vamai 1

Tingati vanhu vanokumitisa ndivo vari wrong hre or iwe ndiwe hure unoita vana 3 vakasiyana mutupol blame men ipapo. Varume vakaona a single mother vanenge vatoti tawana wekutambisa. Mkadzi anenge atoti ndawana murume, izvo arikuda kungokutambisa. Neshungu yekuitawo imba, mkadzi kana asiiwa anotsvagazve umwe murume, but asingazivi kuti vazhinji vacho vanofunga zvakafanana. It's a fact kuti most men view masingle mothers sevanhu vari loose and vanhu vekungotambisa.    Advice: lf You are single mother usamhanyire kuita mwana nemurume anenge auya mulife mako, tanga wanyatsoongorora kuti is he serious . ukasadaro unogara uchingoitiswa. Plus mazuva ano ukaitawo vana vako two or three haa chero kubviswa chibereko bviswa. Wotsvaka murume wekungogarisana naye . iyewo handiti ane

July 12, 2023

Tallyn Oudza Ketina Handikutye Siyana Neni Munyaya Dzako

Wakamama Tallyn taimbokudza kuti ngozi yawatamba nayo iyi mangwana uchachemaNoster agara ane ropa rembwa anongoitwa doormat nevamwe vakadzi paye akadzingwa kuTurkey achinzi hausi classy

July 12, 2023

Mazimbabweans Kwanai Pana Nai Vangakwirane Nemwana Wavo Here Siyai Batsirai Uyu Mai Vacho Votaura

So when you become a Celeb chese chawaita nyika inofanira kuti izive vele or he is just trying hard kuti vanhu vabvise pfungwa iye yekuti anokwirana namai vake.Ummmm zvakaoma pane munhu angakwirane namai vake here ,musaite kunge musina kuzvara imi...KushataMusazodaro veduwee, he is only a young man mungabva maita teki teki naye with such disgusting allegations🙄😳😳 He loves the limelight just like everyone else. Haana waatadzira inga wani

July 12, 2023

Madamboss Vozvara Mwana Mukomana Akafanana Na Mhofu Itai Makorokoto

Madamboss give birth to a bouncing baby boy who looks like mhofu aiwa zvinokudzwa makorokoto We have been together in this journey! Dzabu came early in the morning today! Thank you for your love.

July 11, 2023

Swagger Oti Ketina Unga Zvicompare Neni Ndakaibva Mwiri Wese Nemafuta Iwe Zvingakaa

Ungazvicompare naSwagger iwe Ketty  Swagger chaiye akaibva zvese haana kana zvingaka  Kusekana kwana kamba  Kubaka baka family nezuro makananairwa nezvingaka Amai venyu vanetsa itai go fundStop comparing Ketty nengochani,vanhu 2 vakasiyana.Zvingaka zvaSwager mozviona sei iye achigara akavhara

July 11, 2023

Vanhu Siyanai Na Madamboss Aslong Murume Wake Nehama Vachifara Nezvaanoita

Imi vanhu siyai Tyra uyu munhu wevanhu ende as long as murume wake nekwakaroorwa varibho nazvo imi munei nazvoGo Mai Dzabu go the winning teamHanzi nevateveri vake ndozvoda murume wake nehama dzemurume dzototi zvakanakaEee aaa vekwaakarorwa vanopinda papi hanty chiweti ndechake hake iye Tarisai

July 11, 2023

Dj Shugeta Onzi Hatichaoni Chiweti Mubhurugwa Munechinhu Here Chaperera Kudumbu Piwa Tea Na Anna Honde

Mubhuyugwa mune chinhu here umo nhai daddy shugie🫣Murume wese ane dumbu nedama ifull stop mubhurugwa umu 👐😄 ndosaka ndichida vatete Fully loaded plus huchii 👌Kkkkkkk ndopaunotoona vamwe varume vachishaina imo musina zvirimo kkkkkkk kwaaaaChakadyiwa nedumbu apo maround anobva akura😂😂😂😂Hamuna umo hasha dzese dzakaperera kuzvitama izvo

July 11, 2023

Tocky Vibes One Celebrity Ratakabvisa Kumusha Chimusha Nehuruva Zvikaramba Kupera

Tocky ibasa uyuTakati wagona wabva kwamarange ,asi kahumarange hakabude hako ,zvinetambo Tambo nekurembera kunge gemenzi reko Wadi wambochinja plus kakusiririsa semukadzi Ari pachipari.

July 11, 2023

Baba Harare Vopedza Kudya Bota Revasikana VemuHarare Vese chibaba Chetsambarafuta

Father dhorobha kamukono ketsambarafuta😎Kkkkkkk haaa vanozviendesa pana father city vachiona vachidzorera mombe mudangaHarisi jock imombe yakabva kusina uswa vabatira zvenhu pamusori job com to twon late ndovanhu vanorohwa ne aids and die fast vakapusungwaraPic number 2 musikana akatofizuka kuratidza kutosvotwa akutonzi smayira yekumanikidzwa asi maziso ariku complainer

169 170 171 172 173