Saturday, October 26

General News

July 13, 2023

Hama Dzemurume Dzojamuka Chipo Trouble Causer Hazviiti Kuzoisa Murume Pic Afa Woti Husband Iye Ari X Musadaro

Dai angoti ndi ex husband zvekut my husband haris radrama hreIni hangu hazvina kunyasondiitira kuzoisa murume pic afa kana zuva one randakambosangana vachitaurwa nezvavoUyu ndi x hubby wake baba wa Kelly na kupa ndovafa awo uyu myb ndiye akazomurora nowVanhu vanoroorana kana kuzvara vana vose but vagosiyana. That doesnt change kuti ndibaba vevana vake. Besides, ko kana uyo ari iye current husband or even brother or friend. Why muchidaro imi munhu ari pakuchemaUnenge wati ndinyaradzwe nemasahwira wotoona waakutukwa. Disadvantage yekuchemera pa fcbk. You end up waane nhamo 2 yekufirwa neyekutukwa.Dai angoti ndi ex husband zvekut my husband haris radrama hre

July 13, 2023

Zimbabweans Oda Baby Welcome YaDzabu MuHICC Aiwa Kana May Weatger Auya Konoona Mwana Wenyika

Madam Boss please tokumbirawo baby welcome yaDzabu kuHICC.Mwana uyu ndewe nyika mukungozvionawo kuti anga akamirirwa sei.Mukaitira kumwe hatikwane tese.Dzabu anotoda iri HICCHaunyepi kkkkkk Dzaburukanyashadzaishe Tanga takakumiriraDzabu warangarirwa mkoma Mayweather vauya kuzokuita makorokoto vatambirwa nezvigure manyama元‍儭元‍儭元‍儭

July 13, 2023

Maitt Fans Voti Patricia Jackie Hausi Level Ramaitt Gara Pasi Seat Down Kujeri Waidei Wzifunga Uchaona Feli Manje She Is Protected

patria jack duzvi nhamo inokushupa hausi pa level ra Felly iwe chashamisa chii pakusungwa kwa Felly iwe urimbwa ndosaka wakarambwa nemurume mushure mekunge warara navatezvara unei karombe zihure murume wakaisepiko saka wabvanei kuchikurubi kwacho unozvinetsa iwe waida kuty teki teki na Ketty haade Kuva nehushamwari newe haakude soon akukuitira live nyaya dzese dzawakamuudza nezuro wabva Ku chikurubi ma screen shot tinawo mazisareAifunga muchaimbirwa unongoona katanda karimuziso mangu izvo wanikwe kamuchacha hakapo ndosaka kachizoti ndorema kuita kuteerwa nema monitoring spirits kunjeri iko kakatoudzwa kudhara kuti usaobekere wakabatiswa pasi ende wakafambira mahara nyangwe kwaive ne function wakaendera agendaAsi u think chikurubhi yaya Felistas nhai wese aenda akuda kunoona Mwari wenyu Fel

July 13, 2023

Zvobuda Necat Family Patricia Angaaendesa Mazoe Ane Poison Kuti Maitt Caite Kafira Mberi Kujeri Zvinoshamisa Zvinotyisa

The rest is nuisance... Feli haasiye oga ari muJere Mazoe akapiwa vamwe vasungwa... Naiyewo wacho ari kutomamwa不不不不不不不不不不 protection yei zvikiti zvomboshaya shuwa vo protector asina kobo muhomwe makazara vakasungirwa ma fraud ema millions vane cash indava muchingomukwidza ndege yemashanga pese peseMoms iyika 不不不不不Kutumana neteam rayo kundotsvaka content neguhwa kujeri vanoti magurd jail acho akapata here anotoziva kuti Felly is on spot let's protect her. Vanoti anoonekwa zvekumhanya here nevaroyi, vanotoziva kuti vanhu vakaita sana PJ they're on mission. Wakamurmur PJ kufambira dhongi rakaora plus hausiwe wakatenga zvinhu zvevasungwa. Iwe neteam rako makaronga kuti iwe uende kunotora mapix thinking uchaona Felly makafambira donkey

July 12, 2023

Maitt Is Always Pamberi Pamadamboss She Got 1.4m But Toziva Half Of Their Followers Ndeekutenga Zvavo

Anaconda Family 1.3M followers Kiti family 1.4M followersComment isa wega 元‍儭元‍儭元‍儭元‍儭元‍儭I am sure the 1.3 mill followers on MB are the same pple following Mai t's then the extra 100k kwamai T ndiwo maghost.The other one is a brand and the other one is a drama queen. You will choose for yourself who is who.People like noise and drama therefore they will follow more where there is drama.The sad thing is 1million are Ghost who wants to see her dead in a corner in Chikurubhi prison

July 12, 2023

Hwinza Onzi Dai Amboregedza Kuganza Nebaby Harizi Reclassy Yake Anosiiwa Manje Manje Atadza Kumaintainer

Mfana anogona. Uyu and level raanga awe. Harisi rekuswere kushambadza bbe all mukadzi wake like thisNdimii murikupisaa  ZVEKUTII MUCHAZOPERA ZVEZVIMWEEUkaona ngoma yoririsa ziva yave pedyo nekuparuka apo achachema chete Hwinza maNose ringe ayo nesimbi pamuromo ah snooker tambirai kubhawa mosiya ikoko.Parizvino arikunakirwa, ndizvo zvakakosha. Iwewe tsvagawo anokunyenga. Kuposta rubbish kudai kutoshayawo zvako iwe

July 12, 2023

Mhosva Kuyeva Blambi YeNzou Anongofunga Zvinonyadzisa Chete Ndosaka Asingapiwe Award

Sisi bhudhi ndosaka musingapihwe ma awards zvinonyadzisira muri kuzviwanzwa , chii chakadaro?Anajeso hobho mucomment section apa mofamba makazvisenga zvinyadzi zvacho tibvirei kkkkkkkI wonder who follows this nonsenseUmm kurwewa rute arikutogona babe pamhuka iyoyo ngochani idziIrikutobva kunyudza imwe hadzi yayo hona kutota kwembaraw iyo

July 12, 2023

Fifi Wamaitt Haazi Kugara NaWasu Akugara Na Tariro

Fifi ahasi kugara na boys to girls arikugara natariro ...... well-done Mura vana taitovatyirawo hombarume iyo don't trustAnoiwanepi nguvai yekurera vana Tariro kachitadza.kuhura kuti kaite famous kawane basa rehubrand ambassador

July 12, 2023

Tinashe WekuGweru Anogara Ku Sheffield UK 突 Otakurisa Vanhu Madrugs Vanhu Vema CoS Musabvume Maparcel Evanhu

Ndinzwe anoti nditakurire something from Zim handichada this dude ariku Sheffield kwekumubata tinokuziva. Ngaamire zvaarikuita anowana adzoswa KuZim akaramba achitamba game iriPane akauya achitotaira kuti hama yake who was coming to UK ne COS asungwa coz zvanga zviri mudovi as well... its sad and this guys is a narcissist which no remorse at all...dai asingwa.He should be arrested. After everything haana kana remorse .He will continue doing it haambomire .Kune vakasungwa recently nenyaya yedovi irori ,it wont be shocking zvikanzi ranga riri rake.Ndakazviitwa nasomeone wepedo kunditakurisa do i raive nekabhotoro kemafuta mukati mheno I anointing oil here or chii nganditambure kusvika kuno border rakanetsa munongonzwa imi ndakazotosvika ndasvika dovi riyevraputika

July 12, 2023

Baba Harare X Tariro Gezi Onzi Akafitwa Nevarume Vevanhu Nekufitwa Kwake Wake Aripi Sei Asina Murume

Nekufitwa kwake ikoko nevarume vevanhu wake arikupi chiii chirikumutadzisa kuroorwaPane munhu anonzi anofitwa nevarume Tariro Gezi receive your marriage Varume vakamufita zvimwe ndezvimweNekufitwa kwake ikoko nevarume vevanhu wake arikupi chiii chirikumutadzisa kuroorwa

168 169 170 171 172