Saturday, October 26

General News

July 15, 2023

Tinashe Maphosa Maitt X Oti Baba Harare Kukoira Kwavo Madhiri Ekuda Kutora Vakadzi Vevanhu Kukoira Seiko Nhai Imi Pane Vanhu

Zvavo Mai Harare kudla nerifa chero mjolo haumbofungi pakadai😋😋😋😋Vakapinda mu hospital vachidai varwere vanogona kupona , uyu utori mushonga chaiwo 😂😂😂😂😂😂😂😂Pamelah Tamirah ddnt know Tinashe aitobatikana zvekudaro 🤣🤣🤣🤣pandazongonzwa kuti Baba Harare ndikati ooh finishKungoti ndiri munhu mukuru, uye ndine vana vakura, handikwanise kutaura zvandiri kuda kutaura. Anyway ndongoti Mwari komborerai Baba Harare😅Madhiri ekuda kutora vakadzi vevanhu baba Harare mirai izvozvo imwiiiSaka imi munoti tinashe agaregedze kurwadziwa pakadai

July 15, 2023

Rest In Peace To Vakundi Ministries Tatove Drama Rekuti Vanga Vakatora Mukadzi Wemunhu

Evangelist vakafirwa vakazowana Doc Enerst they have been together for very long time..chipoko unebasa kkk kokungoti rest in peace zwemamarriage avakasiya zwinei too much information

July 14, 2023

Marwei Pokello Oramba Kudyirwa Musaga Nemwana Wa President Emerson Junior

Zvanzi Sisi Poki varamba kudyirwa musaga vatuma Wicknell kuposta achitetena finance yenyika naEmmerson Mnangagwa junior😂😂😂😂😂😂😂Handiti makava Seka kuti Havana kuendwa navo kumuchato, this is her showing you munhu wakewo 🤣🤣🤣Vamwe ndoo vanenge vari kumba vachibuda vakapfeka zvakadzikama imi muri wekubhawa kusiyana kwemarevhuro shuwa 😂 😂 😂 😂😂🤣🤣🤣apa mukadzi wake ariko kumba mugumbezi neheater iwe urikubhawa uchigwagwadza nechando 🤣😂😂😂

July 13, 2023

Zimbabweans Said Munyaradzi Mawadze Ngaauraiwe Akacheka Sipho Justice For Sipho Toda Angoitwawo Zvaitwa Mhondi Dzekwamakore

Pana Tapiwa Makore Snr naTafadzwa Shamba matigonera ko pana Munyaradzi Mawadze mati tiite sei? Akacheka Sypho pahuro the same way yakatochekwa Tapiwa iya kwakumusiya musango for days akazowanikwa adyiwa dyiwa nemasvosve asviba kuti tsva hawaimbofunga kuti munhu. Munyaradzi akaita more than 3 weeks achitorarama fani life yake like nothing had happened and achitoshandisa phone yaSypho to text and distract people vaitsvaga Sypho kuti vafunge kuti mupenyu ane kwaari. Kutomucreatera nyaya yekunzi akatiza zvikwereti akaenda kuSouth Africa. Kutonyeberawo kubatsira vaitsvaga kutsvaga Sypho wacho. Sypho aitova futi second victim , Munyaradzi akambokanda imwe student yepaUZ mudam vachinetsana nenyaya yelaptop. Evidence paboth cases iripo zvekuti . Munyaradzi Mawadze anotongwa riini.?Mutongo waTapiwa

July 13, 2023

Let's Go Fund Tinashe Mugabe DNA Atengewo Magumbeze Chokwadi Celebrity Kufufa 2 In 1 Ranzwa Netsvina

Lets donate  Sheets and duvet's . Zvema 2 in 1 zvoitisa sinus izviZikugumbezi....zikugudza.....zikujira...probability of sweating and smelling is 99.9% lolZvipoko hazvizorore shuwa. Regai August asvike muroverwe màkuva zvimwe mungazorora aaahMr DNA makatovata zvenyu mukai mukai kwaita basa uko toda kunzwa the probability🤞

July 13, 2023

Hakuna Baba Vakadai Ngoni Oti Shoko Harisati Rasvika Kuno KuGermany Imimi Postayi And Endai Monobereka Mwana Wacho

Umwe Hati mhofu kwane mwana handei tinobereka zvikanzi mhanya kaiwe unobereka 🤣🤣Imba yavo yakasoparara kare both no longer wear rings, imi ndimi murikutivafoseredzeraMhofu ukavaitirq dzungu vanopindura mhinduro manyama chaiyoUyuwo busy nema band asi haasi wake mwana wacho or maybe anga achida kuti ave mkomana ini handichaziviwo gud 9yt😴🥱Tyler Kutenda kkkkkk wotosiya contract dzamaka sainirana manje 😂 haiwawooo vangani vanobereka hubby asipo? Chashamisa nhasi chii nhaimiPanoundurwa vanhu kupage kwaMB mangomuona munhu wacho anoita izvozvo

July 13, 2023

Ngoni Munetsiwa Seiko Usiri Kuposter Mwana Wako Kutokundwa Nana Mhosva Zimbabweans Not Happy With Ngoni

Sei usiri kuposter mwana , kukundwa naMhosva🤔🤔🤔🤔Murume uyu anondisiririsa apa tyra tenda Mwari wakazviwanira tata vako .vaita kusvetuka pavanzwa kwane mwanaAkaposter imi mozodziwanepi nyaya Mura akasungwa hakuchina chekutaura Piwai content. UkoVanhu ava vanotoita zvinhu vachiita kuti tiwane zvekutaura🤣🤣🤣zvimwe tingawawata zvedu, asi murume uyu helped mukadzi wake kubuilder brand asingamixer scandal. Have you ever noticed people who react and congratulate kupage raMB? vana Maicharamba, dorcas moyo , sulu,mukoma lenny zhakata, apostle chivaviro.. all those popular pple vari silent pasocial media vanotoburuka kuterrace umm yeah ... ramba uchirumira muvhu anaconda, chachara chachara pese pese haina deal

July 13, 2023

Lorain Guyo Otukwa Kiamahure Unopa Mwana Munyama Haasati Adonga Rukuvhute Wavekunotomubata Dzikama Uitewo Wako Not Kusvotora Nekunwa Mapiritsi

Vana KIA mahure manga matomhanya kunobata mwana asati adonha kana guvhu nemaoko iwayo akan'ora anenge abva kubata yekero dzevarume vevanhu madeko acho dzungu nderei? Ko kumbomira mwana odonhawo guvhu. Muchatikuvadzira Dzabu wedu. Blary shit mhani!Iwe basa kungonwa ma morning after nekudzisvotora . Taakuda kuona wako tirikukupa 9months from mwedzi uno. Inga Thomas ariko wani ukudii kungoita mwana wako . Kambwaa.So paunopedza kunyora zvakadai unotonzwa kuti ndagona here? Nekuti ghost munhuTyra makamunyomba mukati haana chibereko now kwane mwana Mwari varatidza simba ravo makuti nanga nanga na lolo makaoma

July 13, 2023

Madamboss Vonzi Vachiwedzera Mai B Salary Not Zvekuswero Pfekedzana Hemba Namaid Uchida Kumuitisa

Tyra chiwedzera mai bee mari kubata dhodho haisi nyore purizi mhuri yawanda iyi🤣🤣🤸‍♀️🤸‍♀️tyra munhu bhoo zvekuti honai anopfekedzana namaid wake vangani vanozviita izviMadress ayo akasiyana tarisai ra maid rine malines 2 front iro harinaHezvooo asi hadzisikunatsooneka here hembe idzi kuti dzakasiyanaBata hana yako katatu uchiti ndiri dhanda head andigone kusiyanisa,spot the difference dofo

July 13, 2023

Noster Oti Samaz And Ketina Kurwadziwa Negaro Rangu Ndakavakunfa Kunaka Ivo Tutsabvu Nemagaro Mabox Akaomarara

Ndigadziriseiwo magaro angu ebox please 🙏Hezvooo asi hadzisikunatsooneka here hembe idzi kuti dzakasiyanaWakamakirwa garo nester kkk😂😂😂 ko sei rayinzi rinenge zvidhinha aah masiriri akashayawo apaVanobaikana newe thy think thy can control everyone on media ende usambovanyengerera ndezvavo izvo

167 168 169 170 171