Saturday, October 26

General News

July 16, 2023

Zimbabweans Not Happy Hatina Basa Na May Weather Zvaakauya Munyika Mukamupa 1million Chakachinja Hospitals No Mishonga Nhamo Potholes

Tomuona pambwa uyo kuuya kuzotora Mari ye vanhu vanotambura siezKunge Sauro andina basa ne weather muma potholes imomo i took it further 😂😂   Anyway 0,0,0,0,0,0,0,0,1 pakatobekwa comma migwagwa yedu yakadai 😐vanhu vachifa muzvipatara pasina mishonga 💔ukuwo manesi achitaura kuti hatisi kuzorapa vanhu nemazvo kana bonus isina kupinda 🤦🏽‍♂️   My Zimbabwe 🇿🇼💔

July 16, 2023

Sebastian Magacha Oti Zimbabweans Chembere Mukadzi Hazvienzani Nekugara Ndega Munhu Wangu Ndomuda Nekuchembera Ikoko

Oh please GET OVER CALLING women CHEMBERE, akati mkadzi should be YOUNGER than mrume ndianiko imi!!!Is old age a misfortune 🤔. ... Kukura inyasha dziya. Ukaona wava over forty mukore uno tenda Mwari. Zimbabwean women let's stop looking down on each other. Let's stop kutsvinyirana nekudzikisirana , especially isusu mashona dai Mwari vatibatsira .Saba arikutukirwei. This is not even his wife on the picture. Kungotorwa akagara paside pemunhu otonzi munhu wake. Veduwe kaa.  We find so much pleasure in trolling maZimba tingori bopoto and jealousy. Hee akadai, hee haafitwe, akapfeka zvisingafite mari, dai aita soo, hee hainzwiri, hee anekagwishu kemb”$,o , hee do better, hee ichembere, ihure, hee KUNGOSHORA vazukuru vaNehanda    Honestly my prayer is dai

July 16, 2023

Tatelicious Oti Vakatozoramba Zimpraise Joseph Madziire Ndozvawakatadza Kuitawo Here Semunhu Wechurch Kutirwadzisira Mellisa Makwazha Wedu Deserves Better Mai Elder

TheHenderese♥️♥️♥️Ndozvakatadzikwa naPapa Joze Madziyire izvi kutotyira kure zvavo manje tichavaviga negonzo🐀achingoti gotsi rinenge redatya 🐸Ndokumbirawo kuona picture yedatya pane zvandirikuda kuonaMelissa deserve the best anga akatoshaya kudanana naJozekkk kumukira kudenha. beautiful couple .murume akanaka kukunda mkadzi

July 15, 2023

Zimbabweans Said Mukadzi Wese..x Tap Mwana Wapresident Anomudii Zvinonyadzisa Izvi Achidiya Mukadzi Chaiye

Reputation matters mukadzi we sex tape haaendeswe kuma family functions. Unogara kubhahwa ndo kwako ikoko……chero mukandituka kuti handina mari, ku State House Pokello haapinde zvekumhanya😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Say dt again handzi hee ane class,vane class havaitwe ma side bishu dai akakosha akaroorwa kwake ega😂😂😂😂😂All these people are on social media .its obvious mukadzi wemurume uyu knows kuti pokelo is there.a lot of people here vanodyiwa musaga,vamwe ma side dish but chikuru apa uyu aka secure hake bag rake.vana vake vagerwTaura hako ne class yake iyoyo arikungodyirwa musaga 🦓 nekuwonekera kweZebra kuye inongogara musango mune Shumba wanike ana mbwa nana dhongi nekushata ikoko varikuraramira muyard imwe chete nevanhu

July 15, 2023

Tete Tilda Namabhishu Manyama Vakufambira Kuti Abude Mujeri

Bishu afara wena ko tete vangotiratidza 1bishu chete ko rimwe racho riya riya ndoratanga takatarisira🫣Ko bishu haana kubuda pakabuda vamwe inga ana sekuru vakarepa vakabuditswa waniSister vakavharisa havo nechi marriage chenhema apa iwe unenge wakafirira kuti ndiri mu marriage munhu achiti chi marriage chenhemaInini ndir bishu ....ndir kuti ndir hre eee ndakazomboita chimarriage changu chenhema nhemq 😄 🤣 😂 😆 😄 🤣 😂 😆 😄 🤣 😂 😆 😄 🤣 😂 😆 😄 🤣 😂 😆 😄 🤣 😂 😆

July 15, 2023

Gogo Vakarasika Abo Vanonzo Fadzai Bangure Hama Dzavo Varikupolice Vatoreiwo

Gogo avo vakarasika. Vanonzi Fadzai Bangure vachibva kwa Munyeveri Village, Chief Chimombe kwaGutu Kana pane angavaziva assist please. Vari paMarimba Police. Vari kuti last born yavo inodzidza pa Chimombe high School and she intended to go to Norton where she had been invited by her daughter Patricia Munyeveri. Sendai kuma group akawanda awane rubatsiro💥💥💥

July 15, 2023

Ngoni Madam Boss Husband Not Bothered NezvaDzabu Zvake Mazimbabwean Akumutuka Marriage Hapachina

Zvemerieji apachina zvapo after matorà makore muchitsvaka mwana auya mozoti um not going to post???? Thats not itImi vanhu vanongoti kupost kupost kune basa reiko kupost mwana dai vanhu vose vaiti vakazvara vana murume nemukadzi vopost zvaibuda here imi venyu mukazvara moudzirwa nani zvekuita mukwane hamupenge imiNgoni is sick and tired of being sick and tired 😅😅😅do you Ngoni mari kumberi,asi akatanga zvekuita MC rinhi?ndaifunga his the shy type…anyhow gud 4 uIf he failed to post his son why would he post his daughter....he is a fair man. He is just Treating all his women the same, Uri chibaba

July 15, 2023

Tytan Onzi Anekahungochani Kadi Maari Isu Toti Murume Akatsvuka Or Kunaka Atove Ngochani Here Dzikamai

Titanic ari kwese kunzungu nekunyimo. Ukaziva izvi you will understand why ane kahu feminine.I have realized that when you're male and light in complexion you always get such an inferior misjudgement. People will think maybe you're not manly enough or u have a small d!ck or something but its the opposite. Even kuchikoro vanhu vaindi buller around then later find out kuti ndairova and i was even more stronger than vakashata vacho lol. Nice looking niggaz are the most dangerous in everything trust meFilter yaTallyn yakawoma Veduwe. Heya Nox akashata kudai? Ka face kuita kunge mutsumwarumwa.Handisi kuti chiii kana kuti chiii asi tytan Ane kahu feminine kainako hake  Zvemubrugwa make handichataure hangu asi hamuna chinhu baa kkkHe is a very good looking guy with a very minimize

July 15, 2023

Fungisai KoDzabu Mwana WaMadamboss Kuzvarwa Kwake Kunei Nekufa Kwababa Guti Itawo Sewakaenda Kuchikoro Zimbabweans Angry

Makorokoto mai Dzabu! Madam Boss. This is the generation yakuzvarwa Baba Archbishop Ezekiel Guti vaenda. 😭The Testament will see them through. Ngaawanzwe Makomborero!Mufi nemwana zvasangana papiko baba Guti varikukwaniswa papi pakuzvarwa kwa Dzabu ane dramawo uyuHanzi generation yakuzvarwa baba Guti vafa meaning vachakura vasina guidance and teachings dzababa GutiNhai iwe Fungisai.Baba Guti vanei naDzabu????..Ndosaka uchikundwa kuimba naDorcas Moyo.Tuziso

July 15, 2023

Maitt Spotted In Chikurubhi Na Tete Tilda Vakazviwandisa Koanonyareiko

Na Tete tiridha vanga vanoona futi Mai venyu ? Ma saskam manyama zvikiti muri zvireshe last number vanhu votadza kushanyira vasungwa nekuti mukono wenyu wetsambarafuta ndokwauri anokoshera imi momunzvaKo zvaimbonzi vana vari pasi pe18 havapinde kujeri kunoona Hama dzavo ko avo vacheche varikutogarako vakaita mhosva dzei uye why vana ava vari mukatii vakambobarirwa kupi apa ngavawandeUkaona usiri mujeri or mu hospital tenda mwari.....that life is not easy....let's pray and normalize kuvhura hombeAkufurira vasungwa kuhwanda nemamask kutya ma camera so that awane vekunyara navo .vasungwa vaizvifarira kare ava vasingakendenge asati aveko iye Zhantali ------🤣🤣Saka vanha ava vakazvarirwa mukati or unosungwa uinemwana nhumbu dzinoitirwa kudze or what can someone balance meAll haters lov

166 167 168 169 170