Saturday, October 26

General News

August 04, 2023

Kikky Baddas Otukwa Nema Zimbabweans Mushure Mekunge Ati Ed Pfee Onzi Pfambi Yemadhara Ezanu Ngaatengese Matako Mushe

She just killed her careerIhure reZanu iri maiti face yake ndeyei ,,,, Watinotemba ndi Jackie cheteHeyo source yemari yekuwedzera mhatur dzaKikky 😂😂😂😂😂😂😂😂😂Iri rinondisvota rinondzi zi kikky rine shaya dzinenge dze dhongi makamboriwona live,randzwa nekufamba ne sokorokoro raakuda benz rakati regai ndidyiwe ne madhara ee zanuUmmm mazimba takaoma munhu kungo supporter Zanu atonyengwa nemadhara e zanu imi zvamunoda chamisa asingatonge mukuhura naye here

August 04, 2023

Stunner Girlfriend Otuka Olinda Wachembera Nyara Siyana Na Stunner Zichembere

Kachadaro kachionererwa izvo ndiko karikutambiswa bhora risina mweya,vanhu vakambodyanana vanoshupa ava😂😂😂😂😂😂Haiwavo you old my sister so what zvinoreva kuti stunner anoda Orinda you are old ndekupi kune dhibha remhuruStunner and hauite uriku vhiringa marriage yaOrinda apa urikuchengetwa nekachembere kekuDerby kwauri kugara ukuwo Mainini varikukurwira paJozi ndivovanonzi anamutunda shuga zve ava😂😂😂😂😂Olinda is younger than stunna and you are stunner daughters age. Who should be embarrassed???? Silly girlOli is still young kamukaradhi aka kanzwa nekuyita chibasa chekuvatwa paSA ask vanomuziva

August 04, 2023

Tinashe Maphosa Oti Maitt Forced Me Kuchata Saka Ndaichema Pamuchato Orondedzera Kushungurudzwa Kwaaitwa Kuna Mildred and Samaz

Hanzi naTinashe zvekeke rinobhururuka takatotaura nemunin'ina wangu kuti kwaMaphosa hatina kumbozviona 🤣🤣🤣🤣 sekuru vangu mune drama Zimuto 🤣🤣🤣🤣Money is nolonger the root of all evil but ATTENTION isNow I understand panonzi from hero to zero, grace to grass🥲🥲Ndopaunoona kuti Satan akaita kudhanaira achipindira zvake Tinashe akaoma moyoIt ended in Nyaka Nyaka hazvo but for that moment aiwa zvaibuda so sweet 😅Paanopiwa sadza nemuto kujere l think anombofunga cake iro 😂kkkkkkk but imi vanhu vese ava varipi or vaivepi kuzosvika Mai vaye vavharirwe🤣🤣🤣🤣🤣Kuda kufadza ma Zimbabweans anotozvitamburirawo ndokunonzi kushaya njere kuda kupihwa mbiri nevanhu vari kutonetsekawo zvavo zvikagokupei live within your means mai tt vanhu vakangotanga kuvar

August 01, 2023

Micheal Magz Oti Holyten Ndiye Akati Rasa Mari Ya Olinda Tinozoitukirwa Mangwana Hatizode Drama She Is Just A Fan Ngaazive Pekugumira

Uyu mface akabhaiza & Ari kuwedzera kubhaiza manje Mari yaOlinda vakaipiwa vasiri pastage ,holy akatoiisa pakanaka iyo yakazopiwa pastage hajasi olinda rimwewo fan orasa hake Mari akunyepa kuti yaOlinda taisaida iyo yakarongedzwa takatarisa kuda kukanganisa futi reresheniship yaholy namai nkomoIt was gonna be more nice if it was left unexplained mozozvi taura kana kuchi next year uko. But reason yacho makes sense alot. Ngayiraswe mari yavo ivo. Kwavo vanotambura Valera here.Olinda is just a fan yaHoly 10 zvinogona kungoitwa nemunhu wese asi manje chimpanzi chemop mumusoro ichoo chakafunga kutrender nekuti charasa mari yaOlinda?? Hayas dzungu racho🚮🚮🚮Vanoziva kumarketer vese vari 3 handiti vachirimo muUK vachatombotenderera kune mamwe mashows avowo,OC chero kuhigh tea anototi a

August 01, 2023

Mashura Kuna Chisionekwi Winky D Bigman And His Son Kufanana

They look together ..I mean they look each other aaah hameno they both same sameThey look together,, they look both I mean they look equal vakafanana mhaniKwahi pamunenge muchigadzira munhu anenge akavhura maziso ndiye anofanana nemwana ,mukavhura maziso mese mwana anoita half face yamai half yababa , winky apa anga akavhurisa maziso achigadzira mwana uyu😄😄😄Ko mumvuri waka nzvengawo winky d here vakomana

August 01, 2023

Ngoni Oti Zvekuti Mukadzi Ane Mahips Handitozvibhare I Move Anyway Madamboss Ndovakapush Murume Nehunhu Hwawo Wekwa Ngundu

Mhofu yemukono Murume zvekuti mukadzi ane magaro mahips izvo Mhofu havazvibhare izvozvo munosiyiwa nemazigaro iwayo . Ndokuti Mhofu yemokono vazvina basa kuti irovha haana mari Mhofu yemukono Murume asingatongi ne mukadzi ndokuti Mhofu.   Vakadzi muziva kuti kuita magaro hips mari hayisi achievement mumariaji or murudo ipapo muno batsirika.    Ngoni aka pushiwa kuita chihure ne mukadzi nekuti mukadzi ayienda kunozudza matako Pa public kunana level then nhasi Mhofu vomira semukono zvorwadza waku player victim Dudza kwana . Why pese pese ndiwe unotadzirwa mu vanhu mumariaji Haa kwana.   Kana Zimbabwe 🇿🇼 public inochema na Mhofu wakaita Murume abuse nekuti irovha nenyaya ye kuda malove ne malike . Mhofu vakasvika pakuhura nekuti wakavavhisa Chiremer

August 01, 2023

Chie Masiziba Otonyora Kuti Varume Huyai I'm A Single Mother Of 2 Haasi Amhanya Here

There's nothing to celebrate here in all honesty... Feelings Change, people change, relationship or marriage ends.. Such is life. Tose tine shuviro yekuti dzimba dzimire, yekuroorwa wo, yekuwana anotidawo, anotichengeta ... Iko kana vanhu maroorana or kugarisana chasara kurambana kana kufirwa asi inenge iri shuviro ye munhu kuti muchembedzane or kusvitsana murufu mune zvakanaka zvinozoenda ne pamwe. At least even after defending the man like she said aita a bold move akabuda, aigona kuramba anaye out of nyadzi kuti saka zvinozonzii?... We have all at one time covered up for people we love, who have hurt us in some way out of love, giving second chances and thinking they'll change zviriko hazvina kutanga naye. It is well ❤️❤️❤️❤️❤️Chie aye aanoita it's for co

August 01, 2023

Hakuna Mukadzi Akashata Mabrijo Waletically Otoiswa Top 10 Most Beautiful Girls In Zimbabwe

But mabrijo haana kumbishata guys mmmmm kungodawo henyu kumuwanzira but vazvinji vedu takatongoitawo saye🤔😂😂😂🤣makeup unongoigeza wodzokera kuipa vamwe we dont put make up not kuti we cant afford kusatoda plus pamwe pachona unotoona kuti ukushora mwari hiding your natural beauty 😂😂😂😂😂 putting on makeup hazvireve mune mari plizHakuna mukadzi akashata sue inhamo inoita kut munhu ushate😂😂😂🤣makeup unongoigeza wodzokera kuipa vamwe we dont put make up not kuti we cant afford kusatoda plus pamwe pachona unotoona kuti ukushora mwari hiding your natural beauty 😂😂😂😂😂 putting on makeup hazvireve mune mari pliz😂😂😂🤣makeup unongoigeza wodzokera kuipa vamwe we dont put make up not kuti we cant afford kusatoda plus pamwe pachona unotoona

August 01, 2023

Pokello Olinda Chipo Trouble Vopfeka Burbery Asi Imwe Yazoonekwa Kuti Ndeye Kusmall Street KumaChina 12.50usd

Chipo akachena bt zvake hazvidhure ....vamww zvakanaka asi Havana kufitwa uye zhinodhuraChipo akapedzera because avo vese mabig fish Chipo kahove kekumamishaPana orinda haaaa its not make sure....Pokello agara anofitwa she knows how to dress herself zvinobva zvabuda soo suwitiOnly one person never tries too hard… she understands fashion language and takes it easy.Pana orinda haaaa its not make sure....Pokello agara anofitwa she knows how to dress herself zvinobva zvabuda soo suwiti

August 01, 2023

Mike Chimombe Kuita Vana 13 Different Mothers Vachidya Zvavo Mari Yezanupf That white Is Last Wife Little Sister Yemukadzi Wake

Isn't all his kids are from a whole lot of different mums, so from anyone even vasiri his wivesSaka boss mukaka pa vaiti vamwe vana vachauya vaireva namainini herehant pa13 vakasimuka vaya pane vamwe vaiva vasitoripoThese days chatosimba wena, kwete during Green bomber wedding chaive chakahonda zvinenge doord reShiri.Ko iwo mafuta rudziiko arikusvuura makanda evanhu kudai chasara kuona mabhonzo panze

162 163 164 165 166