Saturday, October 26

General News

August 06, 2023

Disability Is Not Inability Chipo Is The Best Mom Playing With Her Child

This is is serious cuteness overload 😘😘😘- mum and her baby having some quality time 💃💃💃Awww welldone mummy you are doing a great job.I just want to give you a big hug right now 🥰🥰.If this beautiful soul can do it....you can do it too..Goodnight❤️   DISCLAIMER: I DO NOT HAVE ANY RIGHTS TO MUSIC IN VIDEO BELOWKudzie Chiwundura iiiii haaa munorwadza shuwa akakuudzai kuti usina mwana hausi chinhu ndiani? Inga variko vanavo Vana asi havasi chinhu futi,

August 06, 2023

Greatman Music Osekwa Nemazimba Kudya Kwakadai Hakude Kohunhu Senyika Takaisa Kupiko

Chisingaziwe vanhu unogona kutozvarwa unezvose vozofa usina zvose,hakuna munhu anoudza mwari zvaarikuda kuzvarwa akaita so kungorutsa kutaura uku zivai kuti kuna mwari kudengaVanhu musapererwe zvekusvika pakudai🤔. Dzimwe nguva kunyarara kwakakosha if you don't have anything positive to say mufunge.Vadikani kusaziva kufa murombo munhu havigwe Ari mupenyu sekai urema mafa ramangwana harizikanwa muno medzwa makumbo ese nenjodzi dzemigwagwaUnogona kuzongoperekedzwa kubtoilet watokura futi mukada kutamba muchiseka vanhu vakasikwa naMwariKuzvidaidzira munyama usina maripo apa,bfo you wrote that you must ask yourself kut Dai ndirini zvaidii .people don't be like that

August 05, 2023

Shema TV Wakabatsira Ana Baba Ruva Totenda Asi Chirega Kuvafungira Zvese Vafungewo Vega Taita

Thanks Shema for empowering baba Ruva. But I feel like there are some decisions that he needs to make for himself not for you to make for him. I have seen kuti even if ukavabvunza kuti taura zvamafungwa unenge watovataridza kuti iwe unoda zviitwe so so. Saka ivo with the respect he has towards you, he will be left with no option but to just say what you want to heard.Guys vanhu vaye vaigara mu world yavo Vega. They never knew how to associate nevamwe. Dai kwainzi munhu anepfungwa aizokwanisa kuvata muimba yemapango nababa namai pamwepo? Aitotadza kudzurura imba chaiyo nedhaga chairo. I’m sure Sharon akamuratidza gwara and working nevamwe varume biyake anoita achichinja nekuonawo raramo inoitwa nevanhu. Arikutogona ShemaBaRuva vanotoda kufungirwa ivo pachavo vega hapana chavanofunga c

August 05, 2023

Jahprayzer Oonekwa Achichemera Sadza NeMuriwo Mushure Mekunge Vamwe Vapihwa ziye Onyimwa

Ari kufunga hondo yeku kumarinda saka ari kufunga kuti anomhanya nekupiomg🤣🤣🤣Aah veduweeka makamboti atadza kukwana mutent renyaradzo munomuteiko murefuMunhu akatora pic iri denga achaita rekuonera mubook remawatch tower nxaaDzimwe nguva unenge hako usingade kuseka wobva watarisa pic woverenga caption wongoona wakutongoseka 😂😂😂🙌Handiti ari parufu hre arikuchema mufizve nhaimi arwadziwa jpKo parufu panotoda kusungwa face zvee kuty zvifambe coz ukasadaro unowonekwaseusiri srs nefineralThat means unoita zvekungomunzwa muface uyu hausi kumuziva🤣🤣🤣🤣

August 05, 2023

Roki Ochema I Was Used And Dumped Ndatambura KwaZiko

Used snd dumped at his age he should have know to sign contracts he gave all he did to passion now everytime anyone clicks on a video or music ya rockie Passion gets the 💰Kumwe kuvenga kwacho  Inga atori ne new song wani which is trending on top 100

August 05, 2023

Killer T Vanhu zvodhamisika Nemukadzi Wake And Ziso Raaimupa Mu Gucci Store

Ziso rako rakandimaka hameno,ziso rako rakandimaka hameno,singing zvanguBombastic side eye criminal offense side eye ndichidedzerana nevana vemurungu sezvi ndiri madhumbeNdarwadziwa zvangu apa ndine crush naye sei 😭😭 .ndiye here mukadzi wacho but ndokadenhura aka 😹😹😹Killar t ndomuda amana ndokuendera kucrawa here nhaiwe mwanWts wrng with his wife? Majaira vakadzi ve fake ka mazibvudzi mazi make up zvisina direction ka 😂😂😂😂🤣🤣🤣 mapikicha enyu munenge muchimbomawanepi anyway tamuona akanaka Babie uyo

August 05, 2023

Angry Fans Winky D Show In South Africa We Paid 300r Munhu Kuridza Zvake 30 Minutes We need Justice

Apa zvinziyo zvacho zvaingoimbwa 30seconds chotosiiwa pachinenge chakutanga kunakidza koimbiwa chimwe chosiiwa haa madhoti chaiwo mxmThis is not new all artists vazhinji vavo ndizvo zvavanoita vanotanga kuimbisa majnr ivo vozongopendera kana uchienda kumashows uzvinanzerere isu takamboenda kwa toni braxton muno mu SA akatotanga kuimbisa shekinah akazongoimba mybe 45 mins matickets aita 700 saka itozvijairai kkk

August 04, 2023

Madamboss And Fungisai Vonzi Haiwa Firita And Makeup Zvinovhara Zvakawanda Vatoriwo Mabrijo Pro Max

Firita inongotipawo presure imiwe ummmm vanhu vakashata kunze ukuThey are more beautiful and talented than you will ever be neruvengo rwako runotyisa kudaroKunaka kuri mumoyo hama yangu munhu akasikwa nemufananidzo va Mwari saka tese takatonaka utaura kuno ndiri pa 🪞Morning gown ratongovewo drama iwe wanga uchinyatso ziva hako kuti une vaedzi chero yatove surprise visit unonochinja....😂😂😂😂😂😂Chirikumarara Pauline ini kana ndiri muzvere ndoswera nema pyjama kutogeza ndopfeka mamwe vaenzi ndotarisa how close we are then l change especially winter so haa ndoswera naroZvekushata totonzwa nemi munoona face dzavo ivo havakwanise kuzviona vanoonawo dzenyu

August 04, 2023

Olindaa Oti Kuna Stunner Girlfriend Ndiwe Wakatora Marutsi Angu Ukuitei Pane Munhu Akaenzana Nababa Vako Siya Machembere Tidanane Kajoki

In this case the young one should be embarrased kuovertakwer nechembere 🤣🤣🤣🤣 iwe ndiwe wakatombumba kana uchitorerwa nechembere. I hope this little girl understands kuti age aint nothingImagine after taking Olindas 40 years reject wakuti old watt olinda ndiye akapedza panonaka pastunner imi vana vadiki makungodya mutuvi that's a fact you can't change zviweti Kubva kudhara zvichigumanaiye OC ngaangoita saDionne. kungodzikamira soo achingoita zvelife yake, worse oc atori nemurume,ngaaite zvelife yake nemhuri yake,Ndakagare pasi kanongoti mapeg aripazvogimwe,makawanda hako ndiwe unoda zvebakosi mainini iti hlooooooooo.She should just keep quiet this one can't even pronounce embarrassing, she's actually embarrassing herself with her lame accent and English 🙄🙄

August 04, 2023

Courage Kutira Anoga Glenview Ndiye Muzanupf Youth Wekuuraya CCC Youth Sure Kuita Ngozi Yezanupf Isingakupe Kana Mari Ngwarai Kani

Jerry Hwekwete vosungwa wakura kudai zvonyadzisa apa munhuwacho.wamukusupporter haambozokununuriftIts not easy kuwuraya munhu    Vanhu ava vanenge vagara vari mhondi nekare kuma dzinza kwavo   Apa vamwe vanhu vasina njwere vachingo terawo vachipopota kukanda matombo    Kusvitsvagira ngozi inozotambudza dzinza rese rekwenyu ne new generation ichazotevera yese nxaa   Dai Mwari avawanira nyasha💔💔🤕🤕🤕🤕Mhondi iyi yanetsa kuno yakasiya yauraya munhu ikatizaImi hamusikuona kuti kukwana chaiko haana munhu uyu asi chandoodira ngozi inouya nyangwe wakakwana or hauna inouya chteTariwana zita rake anonzi Courage Kutira anogara Glen view ndiye awuraya munhu weCCC. Lets post him everywhere kusvika asungwa 😏.. Tichingoti Mweya waTi

161 162 163 164 165