Friday, October 25

General News

August 09, 2023

Madamboss Voti I Will Post Zvandinoda Handimiswe And Handipere Zvekumhanya

Madam Boss keep posting zvaunoda iwe usamiswe.Hauna godo nemunhu ramba uchipromoter mamwe maArtists.Vamwe vanga vasingambozikanwa nevamwe asi varikutotrender nekuti wavaposta.   Nyangwe uite sei vanhu will always find something wrong with it saka ndikoko pamberi newe Mai Dzabu .Dzingoriwo nharo asi chokwadi vanochiziva havo kuti ndiwe chiBoss chacho.     Mai Dzabu havapere zvekumhanya.Kubva rinhi achingonzi apera asi achingoripo.So long muchiti akakosora moda kuziva kuti akosora sei uye rinhi haiwa achiripo zvake saka garai pasi sit down.   Chapera ihairline dzenyu🏃‍♀️🏃‍♀️😂😂😝😝❤️❤️correction: she is not promoting the people she has posted so far. Those people have done the work of making themselves known in o

August 09, 2023

Millionare Olinda Showing Off Her 20 000usd Watch Onzi Madii Kumbotenga Imba First Unorarama Fake Life Hako

If you are sooo rich as you claim how come you live in a rented house in UK.Chazvakanakira house ownership info is not private information saka kana uchiti panyepwa huyaka nemareceipts since uri queen of receits Tioneka matitle deeds .     All millionares in UK have mansions and dozens of properties not some silly rented house muOxford🙄🙄Watch ya rarisa vanhu ne bhutsu lol 😆 😂 register to vote, so you can post yours tooI went to a similar shop the other day. Took a picture of a similar watch. Ndobva ndaiisa pa IG kuda kungopa vanhu pressure.     Musapihwa pressure nema pictures ema watch 🤣🤣🤣🤣Zimbabweans think being rich is buying a house. Ma real business people will tell you that you don't start by buying a house if you stil

August 09, 2023

Moreboys Otendwa Ne SouthAfrica Yese Mushure Mekunge Abata Mhondi Akapotsa Auraiwa Ndovarume Kaa Ava

Uyu ashanda uyu & aposta auraiwa nemhondi vachizama kuibata, maresources ake, mainvestigative skills ake and everything, for free. Munhu ngaapiwe maruva ake please , maybe dai asina kutomira mira vaigona kutora nguva vasina kubatwa mhondi dziya. Ipai munhu maruva ake, kusatenda huroyi. Pagona munhu ngapataurwe.    Thank You Moreboys Munetsi   Munhu wese ku Great HopeI just love this man’s heart and his love for Zimbabweans.but vanhu vacho havadike zvanomboitwa mumastreets deno ari unwe aka giver up.much loveNdovarume ava not vanongongwarira kunhuwa hapwa nekungoposta zvisina musoro pa sosho media     Weldone mr Munetsi🎉Aita hake he should be honored for apprehending that notorious couple. Vanhu vane moyo mukukutu shuwa. It's a

August 09, 2023

Pokello Oti Zimbabweans Stop Kucreate Fake Accounts Muchindinyebera I'm Not On Facebook And Tiktok Vanhu Voti Unonyepa Facebook unayo Zvako

Aah pafb varipo havo neghost😄😄😄😄Saka who is that anon who is always defending her here in the village if she doesn't have an account   We dont care anyway😂as a country Especially fb she said it long time ago😂

August 08, 2023

Tinashe Mutarisi Onzi Kasi Akarombera Bvudzi Here Junky Yacho 1 Mbinga Irikutorarama SaSamson Wemubhaibheri

Knge akaromba nevhudzi bcz junk yacho ine munhu pasiAkuita kunge grant manje Asi akafanana nJudas Iscariot   Bhachi nemusoro kuita hondo kudaro pamunhuIngawani kune Barber ranetsa paZim rinoenda ana comic pastor nana Ngoni why vasingaende ikoko ummm  But it's better to look dirty une mariI can't judge but only God can do it handizive zvatanga achiita that time Pamwe kuti azviite tsvina and Pamwe anga atori busy nebasa hake ndobva ndati wakaromba nooo handidaroomazuvano arikuita kunge ndinonzi legion nekuti takawanda .i   mari zvayo pane paarikuzvibata junk parikuda kugadziriswa padiki dikiVhudzi haridi kwese kwese mhani warida chikamawo zvobudawo zvakanaka eeeh anhu ane mari anonetsa zvichida imhiko kuti bhizimusi rihambe🤣🤣🤣🤣fungwa dzevarom

August 08, 2023

4 Year Old Princess Ouraiwa Ochekwa Chekwa Oiswa Musaga Okandwa Murwizi Nehama Dzaimuchengeta Mai Vasipo Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinorwadza

Princess💔💔💔 apa anga achiri mudiki zvishoma because azoshonyororwa mutsipa ava ne4years hake. Mwana akatambura uyu, andifungidza kupondwa kwaTapiwa Makore.  We want justice for our princess😥   Rest in peace angel 🕊️🕊️   #justiceforPrincessThis is soo sad 😪😪😪 and heartbreaking 💔💔💔 especially when tormented and murdered by someone who is meant to be maivakuru - someone who is supposed to protect and defend her    Fly away angel 🧚🏻‍♂️🧚🏻‍♂️🧚🏻‍♂️May your soul rest in peace 🤍🤍🤍   As a nation, we vow not to rest until mhondi idzi dzatongwa accordingly - Justice for Princess 💕💕💕Ini pa nyaya iyi amai vacho ndoona kunge vanga vasinga cheuke vana

August 08, 2023

American Dj Mandla Vonzi Vachafira Pakati Pemakumbo Sengoma

Mandla achafira pakati pemakumbo mfesi anoda mhutter zvake iyeyu🤔Haa   vanhu kadzi havachisina basa memuviri yavo zvachose...isu takakura tichiti kuwona pant rakayanikwa pawaya taito nyara kana kuritarisa manje ikozvino takutowona rakapfekwa kana kuti pasitorina chii chakadaro 🤷‍♂️munhu respect yourself tozokupawo that respect in return kana zvichidayi panguva ino I'm praying for the next generation vana vedu kani🤔   These pics tells a story though, just look how Mandla is well dressed akavhara pese pese nechest chaiyo akaivhara then my gender, my gender 🙆‍♀️🙆‍♀️ nowadays we think kuminura kupfeka hembe dzinobata, kupfeka hembe dzine mavent anosvika muchiuno ndiko kuchenamahule kule awanda darika vanhu.   Wotonzwa

August 08, 2023

Natalie mhandu Anenhumbu Zim Women Voti Taneta Nekupiwa Pressure Newe Mai Chi Kudiiko Watokopa Pokello Akaxvarira Emerson Junior

Enchantress Natalie AKA Mami Chloe taabhoo nekupihwa pressure. Yes ungavhaire zvako nekuvhura 4 maShop Mrs CEO I came from Chegutu to Harare in 2019. But we really know mari yako kwairikubva I begg no vex.Wakasekerwa mota kePurple paya naRockshade till you cried to your Mr Chi……..   wakatengerwa Benz A Class then He recently bought you a Range Rover because you are pregnant with his child. Mr Chi……..vakataurwa naBawschichi vakabva vatoendesa mwana wako panodzidza vana vake lmao 😜 .   Usatipe pressure making us feel bad that we didn’t make it in life or tanyanyosara sterek. Coz well done mami mbinga manzwa nekudzichinjanisa! Harare idiki tirikukuzivai. Kuti udanane naMr Chi wangawahowona Poki ana Jnr but because you live a life of p

August 06, 2023

Zimbabweans Said Toda Zvedu Fun Madhumbe Than Tete Mildred Chembere Ine Zemo Hainakidze

Musadaro ndoyega chembere yakatsiga paFb iyo isinga vaviwi nezemo sana tete MildredNhasi hanzvadzi yababa vangu yakachena hanzi munonditarisira pasi muchiti ndine mazizino ndakashata asi vanhu kaa🤣🤣iwe Portia zidzoro rako😏But hunhu chaihwoo ummmm hwakudhura zvahwo  Zvimwe zvinhu inzwawo kuremerwa nekutyper zvisizvo pamusoro   Pemunhu mukuru  Shuwa ukaseka nekusununguka somtymz notoitwa bhari tisadaroMukaziva kuti vanhu vanezvirikuvanetsa kunze uko,vopedzera shungu to wrong pple...nyangwe akashata anodya kumba kwako here iwe PortiaVanhu zvinwe zvamunoita hazviite farisai zvenyu nayo fb iyi,why cant you be nice to others ?? Munhu anotukirwa kushata kunge ndiye akazvisika musadaroMunhu wese akanaka Kuna mwari iwe unotaura kushata kweumwe munhu ndiwe wakam

August 06, 2023

Joey Nyikadzino Onzi Body Yake Inonakidza Yakapfeka Manje ziye Anoda Mamini Ngaapfeke Kwazvo Manyama Akawanda

Amwe mazibody anongonakidza kuona aka pombewa nehembe akabvisa hembe tose totiza pano😌Munhu anoda zvi mini iyeyu akakotama jerusarema yese panzeAkanaka Joey plus ano bleacher zvemhando kwete vamwe vanozoti kumeso kutsvuku maoko matema uyu anenge anobleacher nemishonga yembingaNhasi haasi kufamba step yemunhu ada kumamaKutongodada nezvatiri nekuti vamwe vane magaro akabhenda nekuda kwekutsvaga body yaanayo ukawona line revanhu vanotenga maappetito ndopaunotodada kuti Mwari makaita henyu

160 161 162 163 164