Friday, October 25

General News

August 12, 2023

Bee Wezhira Why Usingafarire Madamboss Kana Kumboita Makorokoto Is It Because Waidyiwa Na Ngoni People Asking

Uyu ane kafesi kechembere zvake nhaimi asi nyaya yekuti vakaita zveumburu mumota namhofu ichokwadi asi coz ndiri kuona kunge asingawirirani natyra     mazuvano kana makorokoto hana kumboita varume vanokushandisa asi havambofi vakasiya vakadzi vavo kuti unenge wakoshei izvezvi uchanzwa umwe achiti uyu hana noise musiyei hapana watinosiya pano🚶‍♀️

August 12, 2023

Sharon The Lady Who Trend Apiwa Mari Achitengesa Mazai Oitirwa Gofund Ye 10 000usd

When grace speaks the impossible becomes possibleBe humble before the Lord and he will lift you up     Ezekiel 17 v 24 Ipapo miti yese yesango ichaziva kuti ndini tenzi, ndinodukupisa muti murefu, ndichikudza wuya unosvorwa, ndinowomesa munyoro, ndichiyita kuti wakawoma uve nemabukira, ndini tenzi ndakazvitaura uye ndichazviyita     Scavengers are already in match . Vanotomubira musikana uyu all in the name of charity. Who ever is doing the go fund me must be transparent irikupinda mu account yaaani mari irikudonatwa?

August 12, 2023

Maitt Vorwa Nevamwe Kujeri Vachiti Murikundiseka Chokwadi Mukadzi Haachinje Uyu Anyway Ngaagare Avhotere Zanupf Yaaida Chose

Ngaambogara dzimwe 2years ikoko achadzoka apfavaThts life my dear.she should learn kuvenematyira.i dnt care attitude ain't fr her,and never would it get her anywhere!rarama nesimbarako kuba ndokuitasei?     Mavis Meda yes I've seen her just do a live yekungotuka vanhu even vaaka abira mari dzavo futi. And in this video she's a celebrity arikusekwa ku jail that's not bullying, it's expected kuti people will laugh at her. Chi chino shamisa kusekwa. It's part and parcel of her fame.     She is threatening them saying "let me warn you" she is definitely a troublesome person.Feri gara ko uvhotere Zanu yawainyebera kuti uri CIO 🤣🤣🤣🤣🤣TSOTSI HARISHAI MABIROFely ndaitomuda kani. Dai   Mwari vamubatsira

August 10, 2023

Zvoshamisa Vanhu Matigumu Na Wechijandukwa Havana Kuroorana

Isn't Wechijandu gay nhai imi....hanti anopfeka fiuku wozviti Tete...ndaifunga   kuti anosvikirwa ne Tete vake.This pic is real nd nice majaira vanhu vanenge vakaita tumeric in pics nxaa sukaaa.Ndini nani taimbofunga kuti Matigimu ndiye mukadzi waJanduks in riwu life?     😂😂😂Matigimu ahana kumbondinakidza hanguuIsn't Wechijandu gay nhai imi....hanti anopfeka fiuku wozviti Tete...ndaifungabkuti anosvikirwa ne Tete vake.

August 10, 2023

Chipfambi Takaita Akataura Ega Dorcas Moyo Akatora Murume Weshamwari Yake Yaakauraisa Izvi Zvinova Zvirikufumurwa Nekupa Fans Hasha Saka Unoimbei Gospel Ineruzha

Handisi kuti chiyi kana kuti chii asi Ndirikuti shamwari yenyu yakafa mukashungurudza vana vayo kusvika pakutora nemurume weshamwari yenyu asi isu tikuti zvamakaita hazviite zvachose chose totokuti ndimi makauraya monyepera kudzungaira muchitiimbira nekutiparidzira nhema pano     Inga akaimba wani kuti *chipfambi takamboita hazvina kubatsira, utsinye takamboita hazvina kubatsira, chasara panyika ino ndechekunamata* meaning zvese akazozvisiya akuita zvekunamata     Ndaingonzwa vanhu vachiti ane noiz ane noise. Ndikabva ndadownloader ndimbonzwa noise yacho yakamira sei.MaiWI2wi vanoimba zvavo ava nziyo dzavo haridoke zuva ndisina kuridza.kusiyana kwevanhu shuwa nekuimba kunoita mai ava ndaisavaziva hangu asi ndaingonzwa kuti vane noise ndokuvaziva kwanda

August 10, 2023

Tinashe Mugabe DNA Tanga Makwesha Vanhu Mazino Nekuvagezesa Vozouyawo Pacamera You Make Fun Of These People Fans Not Happy Pagadzirisei Ipapo

Maya... Team yaMugabe let us down, they should b professional, pane inonzi wardrobe n make up, which is done b4 a shoot,..In this case none of dat was done,... Munhu anongobuda mumagumbeze akotoiswa mushoot....I think pashow yake Tinashe vanozvida zvinhu zvakadai. Ndinoona at times camera focusing pashangu dzevanhu especially dzakangodarodaro wotoshaya what that has to do with the issue at hand     Ko saka production team yedna yakatadza kuvapa tissue kuti vapukute muromo or just to edit that out. So much for raw footage and views but haaa zvimwe zvinonyanya. Chii chakadaroI don't know maybe it's me who is too serious about life.I don't find humour or pleasure in moking people over things they can't control..This lady is old to be dragged like this,if not

August 10, 2023

Joey Kufirita Freeman Kusvika Aita Mungezi Malume Ngaasadaro Chokwadi Hkd Fans Not Happy

Kufirita kusvika HKD Boss vavamu kedha😂😂Freeman anongodika soo   Joyirini siya murume wemunhu tsvaga wako udakuputsa imba yaFreeman here🤥Kuita malume chaiye iii joey ka😂 ndiwe wakunge murume, mhofu kuita bhebhi     Ndege dzeku Africa 🤣🤣🤣🤣 I give up, so I was pretending to be from Brazil in fact I had lied kuti ndobva Brazil then boom Freeman HKD na Watson Kafela zvikanzi sistran madii😜😜😜😜 such humble souls . It was nice to be on the same airbus, ndakazofamba ndaakugona kuimba skrindindindi

August 09, 2023

Maitt Vanongokumba Zvese Zvese Chimututa Chokwadi Nezvakaita Tinashe Vaidei Wasu Otaura

Washaya Wasu. Wasuwa kuendeswa kumaparty nembavha yako nemari dzezvikwereti.Iye mai tt akashata zvishoma here neface inenge yetsoko iya. Pachirume he is better looking.   I think the guy is way better than Mai Tt don't be fooled ne filter that lady is not beautiful and she doesn't have any top class job or even top class business so   what does she have where by u can say the guy is not on her class🤣🤣🤣🤣🤣pavaidana aive asina kumboipa soo munhu uyu🤷🤣🤣🤣🤣mari yezvikwereti yaimubvuma chaizvo aiGlower Tinashe 😉😉

August 09, 2023

Zimbabwean Women Voti Varume Musachecheudzwa Blambi Dzakuita Senge Nzimbe Dzakaomeswa Kuomarara Panguva Yebonde Chiganda Chiya Chinonaka Tanzwa Nekusvuurwa

Varume zmusa Checheudzwa Dzakuita kunge ipwa dzakaomeswa😂😂😂😂Takambovayambira kutii... Musaenda kunosvuurwa...... Iyezvino oohh 🤣🤣🤣🤣😂😂😂🤣🤣... Mosvuura vakadzi chibereko...     But dzinonaka and havakurumidze kutunda vechiganda vanokurumidza kutunda, apa sesu vamwe tinenge tichiri kuda kukweshwa too bad wonzwa munhu atotundaKazen wandiuraya asi ndizvo chaizvo saka team iri moudzana udzana ikoko kuti hanzi sokai first please🤣.   Zvepanoka comment section haidi kutariswa uri pane vanhu unoputika kuseka kutadza kuzvidzora😂😂😂😂😂😂😂😂

August 09, 2023

If She Was Abused How Come She Abuse Vamwe Ketina Otaura Kuti Akakura Achibatwa Chibharo Nasekuru Zvinova Zvakaita Arase Hunhu Hwake She Was Abused As A Child

Ah paati "sekuru vaitibata nhengo dzemukati" hana yangu yarova ichifunga kuti achati nemo nemo nhengo dzacho dzemukati idzi...munomuziva kuti Ketile wedu haatani kuti gongmtot   Busy Kobowa, asi ndiye kuparadza vamwe ane matambudziko makukutu kudai. Also ndadzidza kuti akatadza kutaura chirungu paZBCSaka kana takakura hupenyu hunorwadza hunonzwisa tsitsi tinofanirwa kutuka vanhu?   Ketty Masomera akafumuka vanhu weeh. Yooh unotuka vanhu vakura vakadaro nemaPastor eChechi kuti zvidii. Nhamo dzake kure uko, anofanira kuzeza kutuka zvinyadzi mhani.We only learnt bad language and kushama pa Zuckerberg including kudhonza nzeve dzekuzasi. Nothing more that nonsensical from unshameful woman.   If she was abused how come she is abusing others ??? Nonsense

159 160 161 162 163