Friday, October 25

General News

August 16, 2023

Zvinotyisa Zvinoshamisa Olinda Oti Tytan Aida Kundiuraira Hupfumi Hwangu

London Olinda Ndaida Kuurairwa Hupfumi Hwangu Na Tytan Nemushonga Oudza Tete Mildred   But honestly am suprise Olinda ari kuti Stunner haana kumbobvira akaita zvekushonga akukanganwa kuti ndiye akaita live achitaura kuti Stunner naDione vakuenda kun'anga ende vakawirirana spiritually and physically, to extend yekuudzana n'anga dzinogona.   Inga anokanganwa very fast nhaimiPanya iyi. Let’s call a spade a spade. Olinda and stunner vane nguva vachiita madhiri avo. Olinda pa chokwadi akungodawo zva stunner now.  

August 15, 2023

Olinda Oti Zimbabweans Mutorei Tytan Mumuchengete Imimi Kana Maona Ndirikumushungurudza Zvinonzwisa Tsitsi Izvi

#GoFundTytan is the best option now because the situation in UK has moved to another level.He was busy playing with Nandi.     Ko vakadzi zviiko zvamuno dyisa varume kuti vaite moyo sewa Tytan chiseko che ZimbabweAhh imi tytan myt be younger than oc but hz a grown ass man he also knows wat hz doing hamuoni mazuvano akuitawo ma shows

August 15, 2023

Sis Melly Voti Rue Samaz Hunhu Hwake Hutsinye It's Because Of Abuse Yaaitwa Nababa Vake She Need Help Mukadzi Uya

Sis Melly Ssid  Lovenes Samaz  That explains a lot of her behaviour may God heal her    With the way she abuses other people online especially vana vafelly , I don't feel sorry for herThat's why samas is bitter nhai I was not like samas but God forgive me sorry darling mwari ndimwari but chisiya kufurirwa naketty akakundikana life yake kuti chikombq chakarara namai vake akachiregerera very very sorry samas namata forgive your father vaudze kuti bqba makanditadzirw kudenga napanyika handikodsere kuti ndinzi mwana wenyu     Sis Melly Diaries Live true and she is saying nanhasi zvirikumurwadza that means she is still holding on to the anger and bitterness from physical and emotional abuse. Sorry hakeWhy vanhu varikuti ndosaka une bitter guy

August 15, 2023

Makunakuna Tatelicious Oudza Mukadzi Wake Tecla Ndiwe Wega Mukadzi Wandakada Till Tife Obowa Ndakachekerei Masvada Nhai Maimwana

Mai Tanya understands the assignment panonzi pamuchato paye in health and in sickness ndomira newe. Murume chave chirema ,hapasisina mboro šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£but Mai T is always respecting me despite the odds. Ndovakadzi avašŸ„°šŸ˜šŸ¤©Conversation with my baby mama , my wife TECLA aka Mai Tanya and her daughter Alice ā¤ā¤ā¤ā¤ā¤   #NB :To those who dont understand the Shona Zimbabwean langauge , this is the symposium of the conversation.   This is a conversation between my baby mama ( the mother of my son Tanyaradzwa ) and myself .   I try by all means to co-parent with the mother of my son Teclar despites the odds that i changed myself to be a woman from being born biologically a man.   So i had this child when i was a young teeneger before i bega

August 15, 2023

Tatelicious Otukwa Nemwana Wake Imi Baba Vechikadzi Ndisiyei Achibva Ablokwa

Ndazoti let me hold my peace , this generation mwana anokutuka akati imi Baba vechikadzi itai orderšŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ„°Ndabva ndapererwa chaikošŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£   Vana vedu ve this generation makwikwišŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£ Tanya didn't pass all subjects and I was very angry abva ANDIBLOKAšŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£ Zvino ndoti sorry here ?UnblockedšŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£     And Tanya's request was " Daddy can you please buy me a new phone ." I didnt ask why he blocked me , ndangoti which brand do you want mwanangušŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£   Veduweeeee i know you will say ndikuitiswa nemwana BUT HE IS MY ONLY CHILD and I LOOOOOOVE HIMā¤ā¤ā¤ā¤ā¤     #HOMWE_iHOMWEšŸ‘šŸ‘šŸ‘šŸ‘Nagative punishment ndodiwa mushandisire techniques kkkk ahazv

August 15, 2023

Maitt Vanokuremera Even Varikujeri Ketina Otukwa NaMaitt Fans Mushure Mekuti Ndinokanyudzisa 5 More Years Ndikaburitsa Maaudios

Mura anokuremera shaa that's why usingagone kutora mazuva usina kutaura nezvake   Akakudzidzisa social media akazongokanganisa bedzi kusakudzidzisa kugeza nekupfeka otherwise birds of the same __________pedzisa wega   Waona kty mazuvaano hauna ma followers wakuda kutanga nenyaya dza Mai Tt coz ndovanotoita kty uonekwe isu tanga tisinga tombokuzive takatokuziva wakufambq na Mai Tt   Angawandire mai Tt watokangamwa kuti wakamboiita zuva rese uripaLive uchituka munin'ina wako kuzotiiiwo mai ava   Saka uchaita sei nazvo hauna zvimwe zvaunofunga mumuroso maku murikungo mhanya mai tt ndowo wanechimuti kkkkk kusangoda hako kutibudira pachena unorwadziwa nawo becz chibby chacho hachima zvingaka sewe kkkk

August 13, 2023

Madamboss Fans Not Happy Why Post Mwana Mucheche Knowing How Evil Social Media Is Behave Semukadzi Mukuru Kutotsvaga Clout Nemwana Iyeye

MUST READ ini i think as much as tyra does what she wants and how she wants it to be done on her own page.... ndiye munhu anoziva how cruel social media is.... posting a one month old child is not a good choice.      I know Tyra did it to prove kuti mwana akafanana naMhofu but ini zvandirwadza kuona mwana achitikwa nevanhu muma comments....      Sometimes tinofanira kuchengeta privacy veduwe no matter how famous you are zvinorwadza... Tyra i think mazuvano you see yourself uripa spotlight yakanyanya and zvauri kuposta nekuita hazvifambirani naTyra watinoziva akadzikama   my 2centsDai maceleb echikadzi emuno akafanna naMai enzo that young lady knows her privacy shem I adore her anyways munhu haarambidzwe kuita zvaanoda nephone ne

August 13, 2023

Ketina Usarwadziwe Na Babydon Anotokukunda Kuimba Why Urikumutuka Nekuti Akasimudzirwa Namai Tt

Iwe ketty ukwane ukawana nguva ungaswero tuka mwana kuti haugone kuimba iwe unogona kuimba here wakaimba song ipi yakarira iwe haugone kuimba asi kuti une chido kwete chipo wanzwa zvawakaba song ya calaz yekuti asvotwa ngaarutse tusong twako tuviri twakaperera pa whatsapp ukapiwa sando dzemuma group wakutozviti uri queen kwana utukirei mwana nxaaa kana stage chaiyo unenge   uchingojamba kunge munhu abudirwa nemidzimu inn Babydon anotogona panewe unotuka mwana kuti tutako nekuti akutadzirei kura mhan tanga wanozvi soka mazikumbo ayo nemvura inopisa wanzwa hauna song yawakaimba kana one zvayo kunze     Kurwadziwa na babydon coz akasimudzwa nafeli iye ajatadza kusiimudza whidden apa whudden anoimba zvekugona zviye but vNhu blue tick her coz thuz ngaka thingAri bu

August 13, 2023

Violet Dhliwayo Wekukanda Mwana Mutoilet Inehonye Orondedzera Why Akarasa Mwana kuti Apihwe Mutongo Wecommunity Service

Macases seyaViolet Dhliwayo ari complicated and kazhinji materms acho, in some states haadariki 5 years, kumwewo 10 and they usually get lesser sentences , that is if they are     incarcerated, pane yemurder chero kwese kuri kuuraya reason being , mai vanogona ivo brain dzakatorasika , yogonzi psychotic filicide , chero infanticide yacho zvakonzerwa nePPD.     In short zvangu ndirikungoti all expectant mothers need support , regardless of their marital status or kuti akamitiswa kana kuti 'haina baba' nezvimwe zvese izvo but society yedu inoda kudzidziswa kumira nemunhukadzi akazvitakura kusvika mwana azvarwa akura , Mai vaita recover from maternal distress zvese nemwana. Kazhinji vana varikuraswa because mai vanenge vachizeza or kutya 'soci

August 13, 2023

Mukoma Masimba Vadzoka Kubva Kumapenzi Voti Ndavekuda Kukumbira Sekuru Banda Ruregerero Ndivo Vakandiroya Kuti Ndidye Dho..dhi

Mukoma Masimba vari kumufarisai mosepa Facebook . Vati vakabuda muchipatara 2022 . So vari kugara kuma govt accommodation . Hadzi ndava kunzwa zvakanaka . It’s sad let pray for Mukoma Masimba.         I remember vachituka n'anga iya I think vasari sekuru banda vachibheja kuti haina power šŸ˜‚šŸ˜‚šŸ˜‚ asi mukoma masimba ndongoda kubvunza kuti chivindi vavachihodhepi coz havana kuzopedza mwedzi vavakutomhanya banišŸ˜ŒšŸ˜ŒšŸ˜Œ dai vakango kumbira havo ruregerero kuna Sekuru vaye l doubt zvingadai zvisina kusvika pakadai shamešŸ˜„šŸ˜„šŸ˜„ Mukoma masimba ..       Hope vanhu will stop kutuka vanhu vasinei navoVeduwe ndozvaita mukoma Masimba izvi. What really happened for him to get to this. Mental health iriko but izvi zvaka

158 159 160 161 162