Friday, October 25

General News

September 02, 2023

Maitt Voti Keep Praying For Me Pride And Ego Aifanira Kuitira Vanhu Vakabiira Sorry Not Kunyepera Kupenga

Keep praying for me cat family assignment mainzwa here this was a good opportunity for her to apologize kune vaakakanganisira but nadha       Katsibonga ikatsi ichingorine prideLet's hope paanodzoka anorarama life iri normal she's a bubbly person life iyi haisi yake I'm not her fan but eish ndabatikana           She was trying so hard to avoid looking at her kids 💔💔💔😭😭😭😭😭. Mothers pain!!!

September 02, 2023

Maitt Ngaasanyepe Mabag NdeState Mari Inotorwa Nechikurubhi Haiiende Kumba Ba Kune Madofo Ecat Family Pabatisisei

Ma bag ndee state not kt ndeemunhu anorukwa ikoko votengeserwa ikoko mari yo shandiswa ikoko vachitengerwa zvinhu not kuendesa kumba kwete           Usakuridzira vanhu kuti jere rakanaka Feri jeri ijeri musapara mhosva muchizviti tiri ma CIO E ZANU CHUPETI 🖐🖐         Hee zvosungisa zvema bag atanga kunyepa , veduwee tisazodaro munhu uyo haisi mhuka she can learn from her mistakes love you Muraa

September 02, 2023

Cat Family Nhai Tete Midhu Makafona kupi Chaizvo Pamaiti Haasi riye Arikuruka Mabag

Maitt Vachiruka Mabag Ku Harare Agricultural Show  Nhai tete Midhu makafona kupi chaizvo pamaiti haasiriye arikuruka         Ko vaya vaiti vanoda kufonera ku Jeri kubvunza kut ndiye ari kuruka hre ma bag nhasi magutsikana hanty ka         Hee zvosungisa zvema bag atanga kunyepa , veduwee tisazodaro munhu uyo haisi mhuka she can learn from her mistakes love you Muraa

August 31, 2023

Shema TV Kokuzodzidzisa Baba Ruva Kudya Sosage Hanzi Musatsenga Yese Chokwadii Here Murume Mukuru aoitwa Pwere

Baba rue vachitaura namadam yavo pafoni hanzi I love you zvikanziwo nemkadzi I love you asi nyaya ndiyo ndiyo mai rue varikungoti kumrume mouya rini chidzokai vasuwa chimwe chavo asi shema anozozvinyanya shuwa angati kuna baba rue moiziva here sausage makamboidya anobva azovaita kunge bharanzi😡           Vagara ibaranzi zvavo, Shema arikutovaitira zvakanaka kutovabvisa muhubharanzuHandioni chakaipa hangu ndoona sekuti vanenge vari pakufara chaiko baba Ruva naivovo munhu akasununguka zvisingaiti chaiko havanei nezvakawanda munhu anotoona kuti upenyu hwachinja           BaRuva ndazoona hangu vatanga kusema maiRuva dai zvaibvira Mai Ruva vambouyawo kutwn vorukwawo msoro nekutengerwa hembeChero munhu akait

August 31, 2023

Chii Chakadaro Chinenge Ngozi Ketina Kuzvimba Face Onzi Haangaregi Aroiwa Nekuda Nyaya Dzevanhu Nekutuka

Kuzvimba kumese kana kuti isadza naiyo Jameson aday aday. Musvakeyi ku gym nhai .Ketsvina ukati uchiri right right kufuma face yakazvimba kudaro.         Akazowana akamurovawo Inga mwari variko..Gona ana Gona wakewo Ketty Masomera     Bleach yemumusoro inoda vanhu vanogona kunyatsoigadzira now akuita kunge benziMmmh rega zvinzi Mwari anoropafadza vasina kufitwa.. kuti uti ketile vari kuchando 🙆‍♀️.. anoita seabuda kumidhadhadha yepa gazaland apo           Akaroiwa anonyanya kutuka vanhu, achatuka vasingatukwe akaroiwa hameno zvakeZva Mwari chaizvo Ketile ane kamwe kahutsvina sooo , zvituko chete but mvura ne dressing bodo

August 31, 2023

Wasu Morepower Onzi Mukamurova Mushe Mushe Anorega Zvechingochani Izvi Naidzo Ndebvu Dzasekuru Gora

Do yu know vanhu ava ukavarova mushe mushe vanoita normal??? Tine vatakarova now akutora mabbe zvekuenda       Ndebvu dzikati unonyepa iwe🤔Saka zvatova legal ka zvengochani izviNdipo paunonzwa Mura oti siyanai naWasu haasi ngochani         Ndosaka masingle ladies takawanda coz varume vacho vakupera kuzviita vakadzi......ndinoti zororai murugare vamugabe gushungo.....zvese izvi dai zvisipo

August 31, 2023

Faffy Maunga Oganzira Mazimbabwean Ndinoita Video Call Na Dambudzo Munangagwa

Faffy anenge ari kuzviposter ega nemaghost acc ake kuti awane following 🤞🏽🤞🏽because ka that hauna hako       Ngakatambe zvakanaka nevakuru kanofa aka vakakanganwa kut vanombotamba nako         Saka tikuda kuribvisa duzvanana iri state house yava playing ground yemahure Ana bev nana nyaope Ana tawazCan imagine kuti mwana uyu anenge achivati kudii if its tru though kkkk u look handsome eish.

August 31, 2023

Mazimba Oti Mukaona Anozviti Cat Family Batai Murove Maitt Tinashe Is In America Living His Best Life Iwe Mujeri Wakaba Mari Kuti Uchate

Mari dzese idzi aiba kuti aroore Tinashe avharise Social media. Izvezvi Tinashe wacho is living his life iye achidya muriwo usina mafuta zuvaly.       PRESSURE DIARIES   Mukaona anozviti cat family batai murove nekuti ndovanhu vakasvitsa Feli paari iye zvino         Ngakaripe mhosva dzese dzakakapara kakiti kemunhu kaiganza kachiramba kupa vanhu mari dzavo kachiti hapana zvamunondiita ndinokurovai mese ngakarovane nemhosva dzako kujere ikokoGo mura Go mura           You are strong chimubrashiti 😂😂😂😂💪💪💪💪kwaa ma fans chikiti soI actually think kty nemari dzese idzo Felly Ane ma properties atisingazive hedu cz aidzisepi asi

August 31, 2023

Mitumbi Yema Zimbabwe Yawedzera Pa Bulding Yekutsva In SouthAfrica Joburg

  ZOOM Home  South Africa “I Had a Choice to Burn Alive or Jump”: Johannesburg Fire Survivors Recount How They Jumped From the Burning Building Johannesburg fire claims 73 lives (Image Credit: Sky News)   “I Had a Choice to Burn Alive or Jump”: Johannesburg Fire Survivors Recount How They Jumped From the Burning Building  In a harrowing tale of survival, residents of a building in Johannesburg’s CBD jumped through windows to escape a raging fire that broke out in the early hours of Thursday morning. The inferno left more than 140 families displaced and claimed the lives of at least 73 people, including children. Also Read: Tragedy Strikes as Fire Tears Through Johannesburg Building,

August 30, 2023

Maitt Voti Mafans Angu Cat Family Vachada Kundiona Ndinenge Ndiri Ku Agricultural Show

Nevavengi vakungoti mai TT munounza munhu kuAgric show makadii kumunza kuzovhota ZANU makaora🙏       Zidofo kuAgricalture show mutemo wejeri kwete wamai waukufunga

153 154 155 156 157